VOA Shona
February 27, 2025 at 01:28 PM
Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nhasi vange vari kuMkushi Academy yaimbonzi Morris Depot uko kune mapurisa apedza zvidzidzo. Mapurisa aya akatanga kudzidzira basa muna 2021 na2022. (Mifananidzo Bazi rezvekuburitswa kwemashoko)
🚮
👍
💩
🙏
👎
🖕
❤️
❌
😮
⚰️
70