VOA Shona

VOA Shona

93.7K subscribers

Verified Channel
VOA Shona
VOA Shona
February 27, 2025 at 10:34 PM
Namibia iri kubatana kuchema mutungamiri wenyika wayo wekutanga payakawana kuzvitonga kuzere VaSam Nujoma. VaNujoma vacharadzikwa nemusi weMugovera.
Image from VOA Shona: Namibia iri kubatana kuchema mutungamiri wenyika wayo wekutanga payaka...
😢 ❤️ 💔 😭 😮 👍 💩 🔓 😂 31

Comments