
LORRAINE STORIES🤍🤍🤍🤍
March 1, 2025 at 05:57 AM
*PAGUHWA•COM 📡🇿🇼*
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
*MUZINDA WEZVINOTYISA, ZVINOSHAMISA , ZVINOYERA ZVINODA KUFUMURWA* 👆🏾👇🏽……..
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
*Paita nyaya yemukadzi wekukumuriswa hembe navamuporofita vachiti ndiyo nzira yekumubatsira , hazvina kupera mushe……*
Nyaya yacho ndiyo yandiuyisa pano..!
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
Hie Mkoma Teejay
Hide me plz . Ndaonawo post yemukadzi akarara naMadzibaba .
*Ini ndiri mukadzi ane makore 19 .Ndakatizirawo kumukomana anga ane 20 yrs inini ndanga ndine 16 yrs ipapo . Aah mukomana ndokunondisiya kumusha kuvabereki vake achidzokera kuchikoro kwake , apa vatezvara havana kumbobvira vandifarira zvamuchose ,ndaimbofunga kuti inhumbu yandaiva nayo.*
*Ndakagara pamba paya dumbu richikura .zvino kuchurch kwaienda vabereki vemurume wangu ndaigara ndichiporofitwa kunzi mwana akachinjika mudumbu zvichinzi ndichaitwa operat¡on asi pakati pangu nemwana pane achafa. Ini panguva iyoyo hapana chandaimbofunga ndaingoti chero ndabata hangu mwana wangu .*
*Takazoti mumwe musi takagara hedu pamba inini navamwene , Vatezvara vangu vakabva vasvika nemuporofita uya wekuchurch vachiti vauya kuzondibatsira padambudziko rangu , vamwene vangu vakati hapana chakaipa .*
*Vakaita minamato yavo tese tiripo .Pasina nguva ndokubva vati ndiwaridze pandinorara semazuva ose , ndakabva ndawaridza paya ndokubva vati Varume vese vabude panze ,kureva vatezvara nemumwe murume anga awuya namuporofita anova wavasinga siyani naye pese pavano batsira vanhu .Takakabva tasara mumba tiri ini navamwene vangu nemuporofita uya . Ndokubva ndanzi rara wakatarisa mudenga uvhure hembe yako ndinoda kuti dumbu ribude pachena ndiite minamato yangu.Ndakabva ndaita zvavanga vareva paya ndikatovhurawo hembe yandanga ndakapfeka ndakarara ndakatarisa mudenga ,ndokubva vatanga kuita minamato yavo paye vachindi bata bata dumbu rangu .Izvi zvaiitikira mumaziso avamwene vangu vaito imbawo varipa side .*
*Pavakapedza ndokubva varume vadeedzwa kuti vachipinda havo mumba .ini ndaitofarawo nechemumoyo ndichitoti ndazokunda manje .Muporofita uya akaoneka akati ave kudzokera .ndokubva azoti aaah pane zvimwe zvandanzi nemweya ndisiye ndaita .Ndokubva ati torai kabucket kadiki muise mvura tiende ku chimbuzi (bathroom) vamwene vangu ndivo vakaita zvakanga zvataurwa ndokubva vatungamira ini ndichiteerawo ,vamuporofita vaiva mumashure vachiimba havo . Ndakapinda mu chimbuzi vamuporofita vakabva vatambidzwa chibucket chiya vachinamata .Vakabva vanditi ndibvise bhurugwa ndigeze mvura iya ,ndakabva ndavavhunza kuti ndigeze izvezvi here ..?vakati hongu hazvina basa usandinyare hako ndirikuda kukubatsira ndirikungoda kuti ugeze nhengo yako chete ..…….. …..*
Second part ye story yaiswa kuTeejay Official na07:20 endai munoverenga and dont forget to follow for more *PAGUHWA.COM📡* latest updates ‼️
Ndofunga vaenda kuChannel kwedu nyaya madziona 📌🇿🇼
*Nyaya yataurwa pamusoro apo second part yakaiiswa kuTeejay Official nezuro nguva dza 15:16 follow for more*
Uno ndiwo muzinda weZvinotyisa
Zvinoyera, Zvinoshamisa Zvinoda kufumurwa…..💯❗️…..
NB … ukashaya unouya dm tokupa
82 000 followers in less than a year haa parikushandwa guys 👏👏👏keep on supporting 🩵…
*#zvinopisatisutinazvo📡👇🏽*
Dzvanya view & follow ❤️⤵️
❤️
😂
👍
😢
😮
🙏
15