PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
February 27, 2025 at 08:40 PM
⭕⭕⭕⭕⭕⭕⭕⭕⭕⭕⭕ *WRONG MOVE* _WRITTEN BY:_ *PERSEVERE JAY KAY* _EDITED BY LISSTTY_ https://whatsapp.com/channel/0029Vadg8wzCcW4uiPhj2T25 _COMMENTS GROUP_ https://chat.whatsapp.com/CJC8E8Sf2ZMLF3maH3d5hp *----------------------------------* *CHAPTER 8* *GAMU* Tanga takatogara pasofa kumba kwana Chris paakanditi 'huya ugare pamakumbo apa baby', ini nekunyara l was like, 'handidi. Plus kokana mom vako vakasvika nhaiiwe ndonyarira kupi.' 'Haa sazvitye kani huya. Moms haipo we are alone huya kani babey. Huya kani hapana zvandombokuita.' Nekunyara apa ndichidawo paya ndakabva ndasimuka ndokufamba ndichienda ikoko apa ndave kuavoider eye contact cause he was looking at me too much yoo. Ndakasvika ndobva ndamira kwakutanga kukwenya ziso neka gunwe kadiki paye zvenhemha ndichinyaririra. Akangondibata waist, opening my legs using his ndobva ndadonhera pamakumbo pake takatarisa mumaziso. 'Asi ukunyara kani baby. Don't worry you are safe with me hantka?' He whispered ndikato gutsirirawo ndichiri kukwenya ziso rangu zvenhemha. 'Come on look into my eyes. Asi unonyara kani?' He said and put his arms around my waist and l felt an electric shock and he whispered, 'Calm down. You look nervous. Are you okay?' Ndakagutsirira ndokubva maoko abviswa kumeso kwangu ndokubva atanga kundikisa ndokubva ndatobatirirawo muhuro make and stuff. He carried on kissing me achindi dhonzera padhuze until l could feel kakubaiwa baiwa pandanga ndakagara ndobva ndaita kakuvhunduka so. He smiled and continued and l started trying to move back a lil kuti ndisabaiwe and he pulled me even closer and poked me again and l started feeling wet chii chii. Akandisimudza ndokubva andiradzika pasofa ipapo ndokubva abvisa dress rangu nekumusoro. Kutomu batsirawo kusimudza maoko kani kuti ribve faster faster. 'Ko mom vako vakauya Chris?' 'Stop worrying about that baby. Just assume kuti it's just you and me in the whole world. Open them legs for daddy,' he said achiuya pamusoro pangu ndokubva ndatoita makumbo see datya ndokuvhura paya ndokubva atanga kundikisa muhuro mangu ndokubva ndatobatirira kumusana kwake. 'Ndiite here baby?' He whispered. 'Yes ita hako Chris. I'm ready ini,' ndini uyo kutoita yekukumbira. "Kuitei?" "Ita kani," "Kuiteiko nhai muzaya?" Ndini uyo pepu dhumha dhumha nasekuru Ghivhi vakadongorera padoor pangu vachidya muguri wechibage. I had fallen asleep maskati as soon as l was done nebasa pamba. "Mhaa?" Ndini ndakabva ndadaro kuna sekuru Ghivhi ndichiri neface ine confusion. "Sorry, ndangonzwe uchireketa wega ndikati rega ndione kuti muzaya wanetsa ngei?" He said and l was like owe shit. "Ish. Ndaita madzikirira. Sorry kana ndaku disturbai zvamanga muchiita," ndakadaro and he was like, "Haa kana. Ndandichito pfuura hangu ngepadoor pako apa ndechienda kuenda kukitchen uko kunotora chibage ichi. Ndokunzwa Chris Chris ndikati muzaya angabatwe chibharo ndiChris sekuru varipo." It even became worse when l realised kuti he had heard that too. Ndakanyara funny. Ndakazongo simuka ndokubuda ndichinyepedzera kunge pane zvandaida kunotora panze ndokuno nyarira ndave panze now ndaakuita recall everything. That was the craziest dream l ever had. Apa zvanga zvarotwa zvacho neni ndaitonyarawo nazvo yowe. Apa ava sekuru Givhi vairamba vachingondi tevera tevera so ndakabva ndatoti zano kubuda ndombo shandisa ka20ZiG kandanga ndinako mumba kutenga something. Zvaito nyadzisa kugarapo. Apa muroad macho ndaitonamatira kusa sangana naChris wacho. Like ndaito feeler like iyewo kungondi tarisa obviously l was gonna feel embarrassed nemabasa andanga ndabata ekukumbira bota aya. So ndakachinja road ndokuenda nekuseri. *CHRIS* Tanga takato chiller ne team pagoshto ndokubva Dadza azongoti aida dry mouth chii ndokubva tatosimbisana padhiri ndokunanga patakada yaive kuraini rekuseri. Seboys kana manzwa nzara paingo tengwa chi packet chema ramba waraira ne2 litres dzeSparkle Grape tobva tazvi shuffer pacorner todonhedza stock zvisina evidence tozodzokera paroad pedu tanaka. Tanga tatoomu raini retuckshop pakabudikira Gamu kuma around 11 chaiko monaz. "Chimoko chenyu chakuuya kaicho mudhara," Spencer ndiye akatanga. "Haaa haasi moko rangu boys hamusi makutondipa here imi," ndakadaro ndichiseka hangu semunhu aiziva kuti kuda kudya ndaitodawo asi panga pachiri kupisa. "Haha, hona pakatarisa kuno kachingokuona kabva katanga kunyepera kukwenya musoro ako. Hona hona hona," Spencer akadaro takutonyeya mwana wevanhu ndikatozovaudza kuti vachille cause vanga vakuita kuti zviite obvious kuti taimu taura. "Hec chimoko," ndakadaro meno zvivindi ndakazviwanepiwo and miraculously mwana ndokubva asmiller ndokubva atarisa pasi. "Uricy Chris?" She said and tried to look at me ndokubva atarisa futi pasi. Spencer akabva anditsunya achindi pushira ikoko ivo ndokubva vasvika pa tuckshop ndokubva tamira paside petuckshop. "Haa bhoo zvekuti. Chimbondi spakawo kah kana ka freezit hako patuckshop apa ukuratidza kuchena chena ndofunga bag rakanuna nhasi," ndakadaro jokingly ndokubva abudisa 20ZiG ndokubva andi tambidza. "Ichoo. Ndazviziva kuti imbinga iyi boys," ndakadaro ndichiseka ndobva asekawo. "Haa kana ndoo pese ipapa. Ndanga ndauya kuzotenga madandy watongoitawo lucky. Handigare nemari ini. Wakamboonepi mbinga inofambira madandy mutuckshop makazara zvinhu soo?" she said and l was like, "Aah." "What? ZvaMwari searcher uone. Handitorina kana pocket." "No, I mean iwewe ukundipa mari yawauchida kushandisa?" "Ehe, hant wati uda freezit here? I'm sure panotokwana kana 2 ipapo," she said and l was like, "Koiwewe unozoita sei?" "Haa ndozotenga time time sisi vangu vakadzoka. I know vanondi tengera," She kept yapping asi pfungwa dzangu was still stuck on the fact that just like that she had given me kamari kaanga afambira kumba. Just cause l had asked. I was amazed. Ndakazoenda naye patuckshop ndokubva ndatobudisawo ka5 paye kuti mwana atore zvaaida. Ndanga ndatofunga kuchekeresa kese ko apa panga patobaka mwenje zve wehope kuti ndaigona kuzongonzi oooh chiita kwacho pamberi apo. Iye wacho meno kuti kunyara here or what. Akangotora madandy e50c and she was like, "Thanks" achindipa change. "Aah, zvaunenge wangotora madandy. Shandisa kah yese or something. Shuwa ungatora madandy chete? Wakuda kutondi feelisa bad kaiwe" Ndakadaro ndichiseka ndobva asekawo. "Haa waita luck nhasi handina nzara sterek. Maybe ndichakujumha another time ndiine nzara ndokapedzisa ka5 kako," akadaro ndobva ndaseka and I'm like so mwana uyu atoriwo nehumour like this? Everything about that day was still surprising me. Team team harina kumbo nonoka kushaika ndakatoziva hangu kuti rariri gape rekuno donhedza masinhi vega. Zvechikafu ndanga ndichiri kumbozvi funga here. Ndanga ndakutoona mhepo dzaGamu dzanga dzamuka dziri kure idzi ndikati rega simbi irohwe ichapisa. "So apa wakudii?" "Hapana, kudzokera hangu kumba," she said. "Hausi kuda kundi perekedzawo here pazasi apo pane masinhi andikuda kutsvaga. Haa ma 2 minutes. Ndezvekumboonekwawo ndichifamba nemwana akanaka chii chii," ndakadaro ndokubva atoblusher ini inga Mwari vandi rangarira. She even agreed to escort me paye ndokubva ndatoisa cap kumashure. Yanga yave time yekudropper ma bars chii chii. She was kinda quiet and aingoti akandi tarisa obva atarisa pasi osmiler. "Haha kamusekerero kauri kuita tovhunduka kah," Akabva aseka. "Kuvhundukei hako?" "Iono. Like pane zvikukunakidza or something." "Haa kana. Don't mind me. Pane zvitoriwo mumusoro mangu and l don't even think kuti ill ever tell you about it," akadaro achiseka. "Haha hona manje zvawakuita. Kiriyositi kah paye," ndakadaro ndokubva amboita katime kaaka cheuka like she was checking out something. "Everything okay?" "Owe sorry yeah. Pane munhu wandanga ndafananidzira namoms vangu." "Hookay. Tetakuto gadzirira kutiza zve pamwe muface wako anenge abudikira zve. Apa ndakapfeka hangu mapush angu aye anema shoelace efake." Akabva aseka." Haha iwewe so. Haa kana. Handitoitewo zvevakomana ini," she said ndikati exactly takuenda manje mugwara. "Aaah. Nekulooker looker kwese uku woshaya muface? Ndoku waster maresources kauku," l said ndobva kaseka fut kakabata muromo apa the more she smiled the closer to her l got voice ndokubva ratanga kutaura rakatidzikamei chii chii uchiti ukataurira pasi pasi obva ati 'huh?' Achiswedera mudhuze. "Haa vakomana vanonetsa ava handidi ini," "Inini I'm different manje. Inyaya yekuti hausati wambondi tryer chete," ndakadaro ndobva asmiler. "Zvagara mese munongodaro." "Haa inini maya. Pano rudo ndoopa headquaters zvekuti 2 weeks chete unenge waku netsana nevanhu kumba kwenyu kuti vandise picture frame rangu mu dining." "Haha. Okay cool," "Haha ukati cool manje kwakutondi confuser kauku." "Aah how. Toona patichazo danana pacho zve," she said ndikati bingo. "Haha takatononoka zvepaya. Inini kana nhasi ndikutoda cause usadhibhe ndakatombo rohwa taikondo ndanakirwa nemwana the wrong way." Akabva aseka futi, "Mana, wakundi feelisa bad. I'm sorry about that day. There was a lot on my mind." "Haa ndini hangu ndanditori nepressure musi uya. Asi tikabva tisinga danane panapa iyoyo inenge yave mhosva yako manje." "Aaaah. Ko inini ndini ndadii?" "Zvagara iwewe ukutodiwa. Kwasara iwewe kuti udewo totoita vana chii chii," l said ndobva aseka. "Unotopenga iwewe haha," "I know. Asi I'm kinda serious though. I gat a thing for cute lil things and you are one of them. Saka chatongo sara kuku personaliser," She looked at me and then she was like, "Zvauri kuita kunge utori serious?" "Haha asi ndikuita kunge ndikutamba? Nditoriwo serious," "We will see about that. Ndipe phone yako," Suddenly ndakango danzwo ini eeh, relationship yacho zvayamhanya tatoku stage yekubatirana maphone? Apa mune manudzu aChristine anga asati aiswa kuvault akazara gallery. But ndanga ndakatoibata so panga pasina kutiza. So ndakango risker ndokuisa fingerprint ndokumupa. Apangoita about 10 seconds nayo ndokubva andi dzorera with her number pascreen. "Unonditanga. Then l reply after l think about it," Ndakazongo smiler uku twuziya twandanga ndaakubuda ndokubva twatangawo kuoma. Nepatanga tataura kusvika maodds anga ari pakanaka. *GAMU* Takazopesana naChris and I'm not like, 'what just happened?' Kubva kurota munhu and the next thing munhu wacho obva auya achiita zvekukuda? Not even hours after? Kinda weird but l couldn't stop thinking about it road yese kusvika kumba. Kufunga kupi kwandaida kuita ini road yese ndaimelter kunge kenduru raiswa paside pemoto. Achingonditanga chete l don't think conversation iyoyo yakambo laster 30 minutes. Ndanga ndakuto sunganidza sunganidza makumbo ndakarara pamubhedha mukumbo ariku pillow ndichi typer kuti, "Lets give it a try" ndokubva zvi emoji zvatotumirwa paya. Apa even matext andaka shandisa ipapo ndanga ndakwereta. Kupinda nekunyura chaiko... Ndiri busy hangu kuudzwa zvaana dakukuona chii chii tichitoronga kuzoenda kubutcher tese sekuru Givhi ndokubva vabatidza radio full blast kudinning ini eeeh. Yakawedzerwa zvekudarika payaisimbo svika of which l didn't like noise. Panga pasina zvekuzviita. A few minutes from there ndakazonzwa door rangu richivhurika sekuru Givhi ndiye pindikiti muroom mangu ndokumira kudoor. "Murikuda something?" Ndakavhunza but kutopinda vasina kuknocker was enough to piss me off. Munongozivawo mastanza atenge takarara nawo kana tirimumaroom medu. Munhu ongopinda. But l played it cool. "Haa hapana. Tati titaure. Kanyaya kako kaye kanezuro handina kutaura kuna mai Motsi," he began. "Makaita basa," ndakadaro ndokubva varamba vakamira vachikwenya musoro vakabata kajira mumaoko. "Anything else?" Vakabva vakiya door ini eeh ndokubva ndasimuka ndokugara. "Tiri anhu amweni Gamu ngatingoite seanhu akuru," vakadaro vachitouya kumubhedha ndokundibata ruoko. *END OF CHAPTER 8⭕* @lisstty
❤️ 😂 👍 13

Comments