PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕 WhatsApp Channel

PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕

2.6K subscribers

About PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕

WELCOME TO THE HOME OF ELITE LEVEL NOVELS. ENJOY AND LEARN SOMETHING❤ Welcome my precious persons. I am here to change your lives through reading. Soo please react and comment tifambirane. FOR MY DMS 0778 931 588. Thanks 🎀💜

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/11/2025, 2:11:55 PM

https://whatsapp.com/channel/0029VaJSt9H1NCrLzyNCv51g *RAUYA FREE NOVEL RINOVERENGWA MAHARA PASINA KUSIWA MOYO WAKAREMBERA.. MUSAZOTI 💋NATTY💋 AHANYORE MA FREE BOOKS :*PINDA MU CHANNEL FASTER FASTER UVERENGE NOVEL RIRIKUPISA MUMA STREETS RINONZI THE GIRL CHIDO ,RINOTI KANA UCHIVERENGA UNOITA SEURI KUONA MOVIE HAKO ..REMUSIKANA AIVE NHERERA AKATANGA KUFIRWA NAMAI VAKE NDOKUZOFIRWA NA BABA VAKE ,AKASARA ACHICHENGETWA NAMAIGURU VAIVE PACHIPARI NAMAI VAKE ,ZVINO MAIGURU AVA PAVAKAONA CHIDO ASISINA MUBEREKI ASINA ZVEKARE HAMA YAKE YAKADA KUGARA NAYE..MAIGURU VAKE VAKABVA VAFUNGA ZVEKUTI MWANA WAVO MUSIKANA ZVAAKANGE ASINA MBEREKO VAKABVA VAMANIKIDZA CHIDO KUTI AENDE KUNOITIRA MUKUWASHA WAVO MWANA VACHIDA KUTI MARRIAGE YEMWANA WAVO ISAPARARE ,HUYAI MUNZWE ZVAAKAZOITA CHIDO UYA AVE KUNA BAMUKURU VAKE APO AKANGE ASINGADE ZVAKE. HAISI NYORE MUNHU KUENDA KUMUNHU WAASINGADE MHAMI ...CHIDO UYU CHIDO KANI AMAIHWEE KANI HUYAI MUNZWE ZVAKAITIKA KANI. NOVEL IRI IPISA PISA BVIRIII BVIRIII🔥ASARA ASARA KURIVERENGA KUNE VANONYORA KANI KANA USATI WAVERENGA MA BOOKS A NATTY CHIMBOVERENGAWO 1 IRI UNZWE KUTAPIRA AMAI KANI NDACHEMA NEKUNAKIRWA INI🤪*

PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/11/2025, 12:58:23 PM

🤍🤍🤍🤍🤍🤍🤍🤍🤍 *DILEMMA* *WRITTEN BY: PERSEVERE JAY KAY* *EDITED BY LISSTTY* https://whatsapp.com/channel/0029Vadg8wzCcW4uiPhj2T25 _THE AFFAIR SSN 2_ *COMMENTS GROUP* https://chat.whatsapp.com/CJC8E8Sf2ZMLF3maH3d5hp 🤍🤍🤍🤍🤍🤍🤍🤍🤍 *CHAPTER 2* *TASHA* As much as it was so embarrassing, that was quite a headline and yeah for real ndakaita freak out. "Hauna chawadya here kuka out kenyu aka Tasha?" "Anita, unless eating his lips counts, then no hapana Anita. This is serious ndambokuudza," "Chilla Tasha. We don't know anything yet we don't necessarily have to freak out," Anita akadaro ave kutryer kundiitisa calm down apa ini wacho ndanga ndakusagona kugadzikana. "Iripo pregnancy test yacho yawauchitaura?" She reached for her purse and simultaneously asked a question, "He didn't see you uchirutsa after you just had kissed him did he?" "Anita you are focusing on the wrong things veduwe," "Whaaat? Dakungozivawo so we can just combine the calculations of how much trouble we might be in," she justified herself. "No haana Anita. Inga ndakuti wani ndamutiza. He didn't see anything but still its bad. I left him without saying anything handitozivi kuti ndichamu textera kutii or what I'm gonna say was my explanation for ditching," ndakadaro ndakuto feeler like l was simply adding more worries on top of the ones l already had roaming my mind. "Just give me the thing wakati ndochiita sei zviya?" I hadn't used one before and l wasn't really in a mood to be reading lables when Anita had taken many of those tests. She opened the satchet, gave me the stick and told me to go pee on it. Ndakaenda and came back ndokubva taisa chisinhi patable ini ndokutanga kudemba hupenyu. "Anita ikaita 2 lines ndoita sei nhai Mwari?" "Usavhunduke zvisina basa kani unoiwanepi nhumbu. Nhumbu haibate as easy as you think. Ukuti dai iri easy kubata kwaizoita twuma new couples twuya twunoiendera kumasowe?" "We can't think based on a one sided fact Anita. Ehe wati handina but what if Anita? What if after 3 minutes dzacho idzodzo we discover kuti ndinayo nhumbu?" She sighed and that wasn't a good sign at all. "Inenge iri yaTerrence?" She then asked rhetorically. "What's that supposed to mean? You know he's the only person l ever slept with Anita obvious inenge iri ya Terrence. The same guy I'm trying to move on and away from," l said ndokubva ndapera strong zvekuti ndakabva ndagara pasi. "Apa that moment I'm actually starting to like someone. Then this happens? Nhai Mwari." Now l was freaking out but time ndichitarisa Anita wacho aitoratidzawo kupererwa and only hoping for one red line. "3 minutes dzakukwana idzi you don't have to worry about it okay? Maybe hapatorina nyaya we are just freaking out for no reason," she said ndokuenda kutable kune pregnancy stick and she starred it for a few seconds and l was like, "Its not even 3 minutes yet you should wait one more minute," She was like, "No need," picked up the stick and came with it kwandandiri with a pale face. Of course hana yakabva yatorova especially with her face looking like that. "What? Why are you lifting it hachifane kureader ma results acho chakagara pasi here or something?" I asked and she didn't reply she handed me the thingy ndiye dhumha dhumwa nema lines 2 with the other one which seemed to keep darkening by every second that went by. I freaked out and instantly rushed to the bathroom ndokutanga kurutsa again and as l then went to the sink to wash off, l looked myself in the mirror and started crying. Unenge uchiri mu denial zvekuti imwe pfungwa inobva yati maybe the test stick was faulty. The more l thought about it with my mind trying to actually take a grip around the situation, l started feeling even more freaked ndikazoona ndagara pasi mubathroom imomo pasi pamatiles chaipo Anita ndokubva ateverawo. Ndichingomuona misodzi ikabva yaita manyemwe. "Itori nhumbu kaiyi Anita? Ndichaita sei?" Ndakadaro ndaakuchema and she sat with me and hugged me. "Its okay we will fix this baby," she said and terrified me even more. "How Anita? How? How is this gonna be okay?" Ndini uyo ndakuto wedzera and she hugged me tighter. "Trust me we can fix this. Okay?" Almost sounded like she was suggesting something else there so l had to make sure. "Wait, watchu mean by we can fix it. You mean kuibvisa?" "I don't have a say in this. All I'm saying is if you really can't afford to be pregnant right now, of course that's one of the limited choices to go. Just a few pills, and in a period of only 1 week it will be like none of this ever happened. We don't tell anyone not even your mom or iye Terrence wacho." "You kidding me?" I freaked out. Partly cause it was scary but the part where it would all go away just like a flu like that, sure sounded like a short cut out of the mess. "Whoa whoa, l didn't say bvisa ini. I'm tabling all the options. Whatever you do, I'll be in support. So think about it." Akadaro and she patted me on my shoulder and left. The scary part was that ndakatanga kuona the advantages of doing it. *TERRY* Following morning was a new normal work day. Like always. Unenge uine a lil hangover and a lot of fatigue. Ndakasvika nekudeedzwa kuoffice naMrs Phiri. "Mamuka sei maam?" "Terrence wakauya kunoku kuVictoria Falls kuzoitei?" "To work of course. Is everything okay?" Ndakadaro ndakutoshaya point yavo. "Saka nezuro drama ramakandiitira neshamwari yako nderei? Palunch hamuna kunzwa ndichitaura nyaya yekuti we are short stuffed l might need over time people?" She intimidated me and ndoo zvavanga vatongori. Vaityiwa nebenzi rese. "Well l did hear that but l thought makazovawana considering_" "Considering what? You are the only over paid person around here considering you are an intern and here you are running away from work saka ini ndopinda busy rekutaura nababa vane 50 years vane mhuri kuti vaite over time because iwewe neshamwari yako makatiza nezuro?" She was quite pissed off and ndakazviona the way she was looking at me paibva paita kunge pada kutodzipwa munhu. "Kutiza?" Ndini uyo neface isiri kutomboziva nyaya yavaitaura. "Usanyepere kuzungaira you do realise we have cameras around the premises right? Ari sa Ryan ndakatomu deedza akaita seasina kundinzwa," she said and boom l almost ran out of excuses. "Haaa mukuona chiika. The thing is hatina kutiza as such tatingori in a hurry pane kwakune like_" "I don't wanna hear it. You are doing over time the whole of next week muchishanda full day. Iwe neshamwari yako. Kana muine complain about that mogara mataura here and now. Handina nguva yeku dealer ne ndururani ini," "Haisi nyaya. Toita over time yacho. I'll fill him in," ndakadaro ko tatine mamwe maplans eyi next week racho. There was a knock on the door. "Come on," she said ndokubva mapinda Sam and as soon as our eyes met she froze with a frown and my face was clearly asking questions too. I simply cleared my throat to say something but then didn't say anything. There was an awkward silence for about 2 seconds then we simply acted like we didn't know each other. "You can go now Terry," she dismissed me and as l made my way out l over heard her going, "Mom ndokumbirawo makeys," My mind instantly went, 'Mom?' Ndakazosara kufamba ndakuenda pfungwa dzatanga kujoinidza all the terrible things l had said about her mom when we were flirting. Damn. Ndakasangana naRyan achitomhanyawo kwandiri achiratidza kutsva. "Baba, baba gadzirisai bhachi njuzu yenyu ndaiwona ichipinda manje manje apa ne bum short ne guvhu out. Fanta ndati ngwara ngwara usapuse," akadaro achi gadzirisa gadzirisa bhachi rangu resuit. "Ndamuona kudhara wangu. On a more alarming issue, she might be mwana waPhiri," ndakadaro and he froze. "Huh? Wazvinzwepi izvozvo?" "Ndamunzwa achiti mom kuna Phiri pandandiri muoffice make_" "Uchandinetsawo iwewe muface iwewe. Wauchitsvagei muoffice maPhiri makuseni ano? Watanga kah? Ukati rega unyatso dzokorodza the same thing," akadaro akakwidza tsiye 1 ndikapedzisira ndaseka. "Unopenga here iwe ndandichito popoterwa nenyaya yekutiza kwatakaita nezuro." "On a more serious note, nezuro wakapfeka hako bepa hant?" "Zvagara pane pandichapinda mupostori munhu wandango sangana naye here baba," "Hautembeke wakapinda mupostori mai nemwana wani. Anyways that's not the point. Whatever you do usapinde mupostori kamwana kaye. Kane tatoo. Wariona?" "Heee?" "Yap, unofa mufaname mwana wako anoda kuchengetwa uko. I mean matwins ako n stuff," akadaro ndokubva abaya akaisa maoko muhomwe achiridza kamuridzo. Ryan was always crazy. Ndakazobaya kunoita zvandaifana kuita on a normal daily routine basis. Later that day l got a WhatsApp message, [Hi] from Tasha.. That was kinda surprising considering she had withstood not chatting for quite long. I replied a basic, [Hi how are you.] and after that she didn't text back. Ndakangoti mheno ikoko. Pfungwa dzangu was still caught up on this sudden turn of events that had happened nekamwana kainzi Sam kaye. Ndakazo sangana nako kave kubuda ndichitobvawo kulaundry statistics. "This is quite an interesting turn of events," she started achindiona. "Trust me. I'm surprised too," ndakadaro extending a hand, "Uricy chimoko." "Im okay. So this is where you work?" "Yap, that was your mom?" "Yap, aaaand do l need to ask if she was the one we were referring to last night while_" "Nop, l don't know what you are talking about," ndakadaro ndobva aseka. "Of cause you do. You are so getting fired mister," she said almost sounding like was joking but with a significant hint of meaning it futi. Quite confusing. "Haha you wouldn't tell her. Would you?" "Why wouldn't l?" "Maybe cause I'm asking nicely n stuff," "That's not gonna be enough," "How about l take you out sometime?" "Well I'm tempted to deny that_" she said with one cunning smile. "But_" ndakabva ndadaro and she was like, "But l then remembered kuti makatambira recently kaimi. Kudya mari dzema interns can't be that boring." Ndakabva ndaseka. She was so daring and kinda challenging. However meeting her in this daylight version was kinda different. Almost like you wouldn't believe me if l told you l had her wrapped around my finger the previous evening. "Your number would really assist in your scheme of yours yekudya mari yema interns." I said handing her my phone and she typed in her digits. After that she walked away as l texted her, [Save my tag nezvimoyo moyo n stuff.] Akabva acheuka ndokuseka. She texted back, [You look better wearing a suit than you do wearing a condom.] I ended up ndakuseka ndega as she got into her car and drove off. She really was a piece of work. But somehow l was intrigued. *TASHA* Handina kuenda kulecture that day. I was still in my stage of figuring it out but also, imwe pfungwa yaka remember kuti it had been a while since the last time l had talked to the alleged father. It took a lot of guts to just text a hi and even when he replied rather instantly l kinda got stuck and bailed. Anita akazouya kubva kulecture rekupedzisira aine pizza ne juice. "How are you mwana wedu," she said achindi fugura gumbezi. Ndandisina kumbobuda mugumbezi since morning. "Chimbondisiyai veduwee dakurara ini. Vana vanoda kukura ava," ndakadaro being silly and she pulled the blanket off me. "Kunogeza izvezvi mainini. Or else ndiri kudeedza Jordan futi." Me running away from him and then ghosting him was something else but kuzosvikirwa ndiri scruffy was just kinda off the table. Ndakazongo geza and she then brought up the topic that had been bothering me the whole day. "So mazofunga here kuita mai vema triplets or tikupfuudza mangwana moto muka mave kumwedzi?" She said achiisa these huge odd looking cyto pills on the table. "What are those?" "Just slide 2 down there, wonwa 1 iri then boom all done wakuto pfeka pad then you_" "Whoa whoa l haven't made the decision yet veduwee." "I know know. I just had to keep the options close. No rush. Even na cleansing pills acho ndinawo. Everything usazvitye," she said there l ended up sighing. "Anita mana," ndakadaro ndakutoita frustrations nenyaya yacho. Honestly l was loosing it. There was a knock padoor and as l frowned wondering who that could be l looked at face yeumwe wangu wanike she's looking all funny avoiding eye contact. "Anita who's that?" I whispered and she was like, "Mhaa?" Achinyepera kushama n'ai. "Anita what did you do?" I asked again and she was like, "Nothing. He just told me he might drop by and l told him uriko urikurwara. That's all." Clearly kutondi forcer kugeza she knew he was coming. Ndakazoenda kudoor cause l didn't want him kuti apinde futi. He was in a suit and l was still kinda embarrassed. "Hi?" "Sorry. I heard you ain't feeling well. I was coming from a meeting and decided to pass through and check up on you," he said ndokundi tambidza a paper bag with fruits and, some meds then period pain killers along side a TENS unit. l frowned holding them and he was like, "I heard they help with zvauri kunzwa." Obviously Anita meno zvaanga ataura. I ended up having to play along. "Thank you," ndakadaro and there was a silence for second and l continued, "About yesterday l_" "Don't worry about it. Anita told me everything. I understand. Girl stuff and all," he said and ini muridzi wenyaya kwakutoita confusion necuriosity zvese. Ndakazongopa ka nervous laugh and then 2 other guys in suits came to fetch him, "Duty calls. I'll call you okay?" He said ndokubva aenda. I'm there thinking, he could be mine. He seems nice. And looks like hes caring. But then, not if l was pregnant. And the solution was lying in my bedroom dorm. No need to go crawling back to Terrence. Just one get away ticket! *END OF CHAPTER 2* JOIN COMMENTS GROUP FOR COMMENTS. @Lisstty

❤️ 8
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/13/2025, 1:12:38 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb1icjNIyPtRR9Qu2918 Vanoda mikoto yakachipa yekuhodha or kutenga iri legit and free advertising follow this channel

PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/13/2025, 6:33:11 AM

🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺 *Join this channel for more chapters* https://whatsapp.com/channel/0029VasPm9f5Ui2ZQKqMgx2B ⚠️ _follow channel mune rimwe zvikare the *best gangsters* rehondo rave pa chapter 30 now_🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺 Main grup https://chat.whatsapp.com/LW16dXPv1nvC71qsBMCbLJ *Ratidzo* 🌺🌺🌺🌺🌺 🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺 Written by Faith Masvata Dhli *kune vari kuda ma pdf ema books aya pinda mu link repamusoro iro* ♤ Scorpion team dangerous, Royal worriors, The returns of the dangerous twins and Strengths of true love Chapter 0️⃣1️⃣ " Frank, King vatipa masimba tese all we need to do kungouraya chete then masimba edu owedzera" " No William, zviri wrong izvozvo, look father gave you your own kingdom and l have my own kingdom, why uchida kuuraya iwe, l can't believe you are my twin brother, why do you want to end the lives of the innocence" " Wangu if usiri kuda lm also going to end your life ndotora kingdom yako futi. Remember baba vakatiudza kuti apana ane Simba infact tisu madzimambo anotyisa so apafanirwi kuva neumwe mambo" Ndakatarira William kumeso chaiko ndichitopererwa. Yeah he was my twin brother but he was very cruel. Our father the King was well respected and was the richest King mu Eastern Africa so he gave us masimba akaenzana and when he died, my brother vakati taizo share masimba so he moved to another kingdom achinoita mambo ikoko. William came to me achindiudza he was planning to destroy the South and the West kingdoms so that we can rule kwese uko but ndakamurambira and he left akatotsamwa zvake Ndakaenda paive pakagara mudzimai wangu and Ratidzo mwana wangu musikana. My wife was nine months pregnant and taive tatotarisira anyday. Mai Ratidzo: How did the meeting go? Me : Aaah can you imagine William hako, he's planning to destroy all the kingdoms so he can rule kwese Mai Ratidzo: Yooh Saka mati kudii? Me: Aewa ndamurambira ini, my brother is very wicked ndiyani angadaro sure. God will punish him rimwe zuva Ratidzo: Aaah daddy but why king William vachidaro nhymi. And maziviro andinoita mukoma wenyu achatozviita chete, can l go and talk to him vasiyane nemweya yetsvina iyi? Me: He already left anga achambogara here apa akuda kugura ukama futi, haya William zvichamuwanawo chete Takabva tatanga hedu kutaura dzimwe nyaya but ndaitoziva hangu kuti William aitozoparadza chete. Ava manheru takazoenda hedu kunorara but zvaisabuda mupfungwa zvaive zvataurwa na William. Pandakazonzwa jongwe repiri rorira l heard noise panze. Pandakatarira l saw dzimba dzichipfuta moto and ndakaramba ndakatarira ndokuona ma Soldiers a William achiuraya vanhu vangu. Vanhu vaingomhanya mhanya vachitiza uye vachiurawa, dzimba zhinji dzakanga dzichipfuta vamwe vanhu vachifiramo mudzimba. Ndakamutsa Mai Ratidzo avo vaive vakatorara zvavo ndokubuda Mumba ndichisheedza Ratidzo ndokutiza tichienda nekusango but atina kusvika kure l saw William akamira kumberi kwedu holding a knife in his hands ma guards ake akamukomberedza Ratidzo: why are you doing this to us you evil William, leave us alone Me : William what the hell are you doing" William: Ndauya ne deal and you refused lm going to end your life now, and iwe how dare you talk to the King like that. Ndokuuraya nyarara!!! Me: William how can you do this to me, your brother hona wauraya vanhu and now you are after me. I will kill you William, Ratidzo tiza na mama vako mubve pano. Vakabva vamhanya vachipinda musango ndosara ndakatarisana na William uyo aive nema bodyguards ake William: kill him!! Akataura nenzwi rine hasha varume vaya Kwakutanga kuuya kwandaive ndokundibata Me : William father is watching you and lm sure havasi kufara nezvaurikuita. Stop all that nonsense William William: ooh brother, ndiitirewo favor kana ukanosangana na baba ikoko tell him kuti he's the one responsible for your death because vanoziva l was supposed to own all the kingdoms not iwewe gwara ifa mhani!!! Father never liked me he always choose you pazvose, andina kumbodiwa na baba ini asi iwe Me: William don't..... William if l die now my ghost will haunt you l swear... William: ooh lm scared.... He's threatening me. Kill him now Me: Willi..... William: Yeah good, let's go guys, iwe Richard tora musoro wake tiende React Èn̈ð oʻf çĥàpter ⁰¹

❤️ 😮 😂 6
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/8/2025, 3:17:08 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb4a4AiGE56kxW6rmM2e 🔥*NEW BOOK LOADING*🔥 *DOUBLE TROUBLE* *By Unknown aka Trouble* *BOOK IRI HUCHI HUNOTAPIRA GARA WAPINDA MUCHANNEL UZVINZWIRE* *Muchange mune matwins anenge akazvarwa namaid madam boss vachnyepera mimba kwakunoba mukomana umwe musikana kwakurasiwa ,hino musikana achazodzoka ,apa onyura murudo nehanzvadzi yastep mother apa ,matwins aya anenge achiti uyu akarohwa mukomana ndiye anorwadziwa asi musikana ndiye anochema* *KUTI UNZWE ZVIZERE UYE USASARIRIRA GARA WAPINDA MUCHANNEL NDOMUNOSVIKIRA BOOK UYE BOOK IRI RICHANGE RICHIUYA MUCHANNEL CHETE* *🤼GARIRA MUCHANNEL BAYA PAKANZI VIEW CHANNEL IKAVHURA WOBAYA PAKANZI FOLLOW KURIGHT KWAKO KUMUSORO UKO 🤼*

PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/13/2025, 1:12:37 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb1icjNIyPtRR9Qu2918 Vanoda mikoto yakachipa yekuhodha or kutenga iri legit and free advertising follow this channel

PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/14/2025, 12:23:10 PM

please follow 🙏🥹

PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/14/2025, 10:24:45 AM

https://whatsapp.com/channel/0029Vag9BlEEVccOPABWOs2y 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 *LOVE♥️AND LIES💔* **Iyi inyaya yaKiara mudzimai akavimbika pamwechete nekutya Mwari kwazvo. Ane vana vake vaviri mapatya Elsha naNisha. Murume wake Luke anotadza kuzvibata oita upombwe naPA wake anonzi Beyonce ngirozi yasatan. Kiara aisave mukadzi anoshoreka asi akangosiiwa ari ega achichengeta mhuri baba vaenda naBeyonce. Zvinozomuperera mushe here Luke kwaanoenda ikoko or akazvigokera ega moto muziso.. JOIN *MAMALEE* CHANNEL FOR THE WHOLE STORY.. 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/11/2025, 9:41:06 AM

✨ Kana usina kusangana nebook iri, hausati watanga kuverenga mabook! 📖 Baya pakanzi View Channel wobva wati Follow unoriwana rese! 👇👇👇 Inzwa kanzwisa keNext Chapter 🔥🔥 💥𝗦𝗛𝗔𝗗𝗢𝗪𝗦 𝗢𝗙 𝗕𝗘𝗧𝗥𝗔𝗬𝗔𝗟 💥 She followed me pose pandaitenderera ndichiitsvaga begging me to stop. Akabvaaburitsa phone yake ndichibvandaipumha neruoko ichinodonha pasi ndokuinonga ndichibvandairovera kumadziro same time “Sorry hako Jessy but i had to do this,I cant loose everything.” I said. “I'm sorry to betray you” Jessy akatanga kuchema akanditarisa uku akabata musoro. From the moment yandakatsemura phone yake she just sensed kuti pakanga paipa. Ndakaona dikita richitanga kuerera pameso pake but I didn’t care anymore. I shoved her to the wall,ndokuvhomora banga mubhachi mangu ndichibvandati,"Where is the money?" Akaramba akanditarira uku akaruma muromo ndikati "In five counts unofanirwa wataura. Five.....! Four....!Three....!" Ndakabvandabairira banga rangu nechepabendekete rake pamusoro pezamu rekuruboshwe. Pandakati ....*Readmore*

Post image
Image
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
6/1/2025, 9:02:01 AM

💝❤‍🩹MY SOULMATE ❤‍🩹💝 https://whatsapp.com/channel/0029Vb5R1aIAojZ1ySpd5n3K FAY AKA MAMA ANE +2️⃣7️⃣7️⃣4️⃣6️⃣3️⃣5️⃣4️⃣8️⃣6️⃣9️⃣ Chapter 11 Sam Ndakazvomora condom nyadzi dzaita kuzara mandiri ndaitoshaya kuti ndotarisepi,ndakapfeka short rangu ndichishaya kana kwekutarisa,I looked kuvasikana vaya ndakatoona umwe ari busy zvake kuzvi wiper kana kumbonyara ndozvainetsera mahure izvozvo vaive vasina nyadzi,umwe uya akatangawo kupfeka underwear rake apa momz na Kim vari padoor. "Sam shaa ukuona madhiri ako manje ko wadii kuti tiende upstairs kana wanga uchiziva kuti une ma visitors hona manje wakutisiya panzara ne pace yawanga uchifamba nayo iyi ndanga ndichitoda kutunda ka 6 ini",moziva kaa ndakapotsa ndadonha pasi ndichinzwa mashoko iwawa kubva kune riya remagaro aro ndakaona kuti brain chaidzo maive musina asi kungosenga mazitako iwawo arikunyatsoona vanhu vakamira but arikutaura nonsense dzakadaro. "Sam tipe mari tiende hatina time shaa tiri pabasa kune kwatadamwa",uyuwo ndi slender aive akubvunza akutowedzera salt pamusoro pachironda,ndakangokwanisa kuti ndokuisirai mu account mari yenyu now budai muende,"kuenda kupi tisina mari zvakatanga rinhi izvozvo zvemu account unofunga kuti ungatikwire kuti ugotiudza zvemuma account hre iwe tipe mari yedu tiende",akaramba wena dhunda uya apa language dzacho dzavaishandisa dzekubhawa chaidzo. Ndakaona kuti ndikavaregerera vanoenderera mberi ndichibva ndati"hey mhani makundibhowa manje budai tone hamunyare makaita sei handina kuti ndokupai mari yenyu here",kudaro manje ndakatokonzeresa noise vese vakabva vatouya vakandibata short kuti ndisatombombobve kana apa ndaiti ndikatarisa face ya Kim soo ndoona pain and disappointment at the same time. Ndakabva ndakuenda upstairs kunotora mari ndikauya ndikavapa vasikana vaye ndobva vaenda,ndakawana momz na Kim vakamira kune rimwe side vapinda mu lounge,"next time kana wakutida make sure hapana ma visitors wangu bye",kakadaro ka slender heading out. Ndakachisara zvino ndapusa ndakatarisana na momz na Kim apa ziya richibuda semvura momz vachibva vati; Her:"Sam mwanangu asi une demon here iwe rekuda vakadzi munhu akawana musikana akanaka soo woda kumbodii chaizvo." Me:"sorii mhamha uyu ndiye Satan manje uyu andibata ndinamatireio mese na Kim ndipone" Mom:"Gegege Satan ndiye akubvisa bhurugwa,ndiye futi same aita kuti urare nepfambi idzi pachena pakadai mu Lounge matinogara ndomamurikuita zvese izvi" Me:"shuwa ndi Satan dai madibatsira kutaura na Kim aindiregerera" Ipapo Kim akabva atofamba kuenda upstairs ndakazama kumudaidza but hana kudaira,akadzoka neka monarch kake pasina time ndobva ati "mhamha ndakumboena toonana",ndakada kumhanya kunomubata but ii akaramba anzi usandibate nemaoko ako anobata mahure. Ndakasara ndagoti tuzuu zvino ndatarisana na momz ndisisazive kuti ndotangira papi chaizvo,I know kuti she had a lot of questions to ask like munhu aigara nemusikana wake ozoonekwa ane mahure two ese. "Sam iwe problem yako chii or pane something chandisiri kunzwisisa what was that ma hours iwawa atakusiya watovhura hombe",ndakaramba ndakanyarara ndakufunga plan yekuzoita but nyadzi dzaive dzakandibata what if Kim akazoramba kuramba achienderera mberi neku pretender obva atanga kundi avoider for good worse neziboora ngoma randakaona richibuda pabasa pake. My mom vakabva vafamba kuenda upstairs without saying anyword,ndakasara ndikagara pasi ndakabata musoro ndichinzwa uchiita kutenderera pasina time ndakanzwa kudhonzwa kwe bag ndikatarisa I saw my mom vachifamba kuuya ne bag ravo so she was leaving haa ndaive ndabhaiza big time. "Sam i am no longer your mother zvirinani ndigare ndisina mwana pane kuita mwana akaita sewe soo,hauchandioni again pamba pako futi until day rauchauya na Kim makuda kuroorana",with those word's vakafamba zvavo vachibuda,i tried to stop her zvikashaya basa ko vaive vatoneta neni. Ndakatora phone yangu and called Kim but yaingoringer isingadairwe,I tried again the second time yaive issapinde zvachose,I decided kuenda pa app kuti ndisiye message wanei nda blockwa ndakaramba ndakagara hoping kuti she will understand aive atove efriend I never wanted to loose,ndakaenda ku bedroom and I took some grandpa ndichibva ndarara. Ndakazopepuka kuma 4 chaiko mumba muri zii ndopandakarangariraa the whole thing ndakamuka ndiri speed ndikanogeza fast nekutochinja ndaida kunotaura na Kim about zvaive zvaiitika,ndichipedza ndaka driver kunanga kumba kwake ndichisvika pa gate ndakabaya intercom achibva zvake abuda akaisa ma earphones akamira pagate diki achibva ati; Kim:"urikudei " Me:"let's talk" Kim:"talk about what" Me:"look Kim I am sorry but to be honest I think I am addicted to sex please forgive me" Kim:"I forgive you" Me:"really how do I know kuti wandiregerera" Her:"close your eyes" I closed my eyes paya I thought ndaida kupihwa kiss kaa but pandakaona asiri kutaura time dzatifambei I opened my eyes ndikawana pasina munhu gate ravharwa,so she was looking for a way escape haa aive anditamba yakapenga. Ndakambomira pa gate pake ndichiti pamwe achavhura but hana kubudikira,ndakapinda mumota and headed out hangu kuenda kumba but ndaisaziva kuti ndosvika ndichitangira papi, I had chased everyone out of my house pls ndaisaziva kuti ndaizokwanisa here kugara without Kim,I was used to her being around me.Ndakasvika kumba ndisina kana power even that feeling yekuda vakadzi yaive yaenda zvachose,ndakapinda mumba makutoita like a new place kwandiri. Ndakagara pa couch and tried her number again but yakaramba kupinda zvachose,ndakanotora wine and I started drinking thinking kuti it was wise for me to change but the other mind yaindiudza kuti I can't change after all that had happened in the past ndozowanikwa nda sticker nemukadzi one at the end ondirwadzisa futi,yes Kim had proved to be different but people can change how if she changes one day. The following day ndakamuka early ndisingazivi kuti ndoendepi chaizvo and I decided to go to gym makuseni hoping to find any girl there ndigopedza stress,ndichisvika I saw Kim akagara pasi achiratidza kuneta apa ne stress musina kana munhu achiridza music song yekuti broken hearted girl,I watched her from afar and my heart broke dai nezuro ndisina kubhaiza ari kumba kwangu soo asina all this stress.She was staring on one position all the time,I walked towards her ndikasvika ndichimubata pa shoulder akasimuka achiita kujamba and achiridza mhere,when she saw my face akaratidza kushatirwa worse. KIM I watched everything vasikana vaya vachitaura zvavanoda kurara na Sam kwese kwavanga vachiita even ku demanda mari yavo ye service vaisatombonyara kana,havana kuda kuzama kutiza or kuratidza kuva sorry vaitopfeka ma pant avo isu takamira pa door,misodzi yaive yazara mumaziso zvino I don't know why but ndainzwa kunge someone who have been cheated on apa ndisiri in relationship na Sam. They started arguing about the money issue kusvika Sam asimuka kuenda kunotora mari yacho ndopatakasara tichipinda mukati ndaitosema even kugara pama couch aivepo imagine kuti mahure mangani aive akararwa pama couch iwawo na Sam,he was choice less munhu kutora vasikana vanorara na anyone avapa mari asingatombosemi zvake. Those girls started looking at us vachitipima pima apa vachitsenga ma chappies vaive nehunhu hwekubhawa chaiko,Sam akadzoka akavapa mari vachibva vabuda ipapo I was feeling angry ndaitoda kumubata pahuro ndomurova chaiko,his mother started asking him questions ko iko kunyepera kudzungaira anzi ndi Satan. Ndakaramwa and I felt very embarrassed ndikafamba kunotora bag rangu ndikapinda mumota yangu kuenda kumba,ndaka driver for a short distance kusvika ndakunzwa misodzi yazara mumaziso angu,I stopped my car ndikachema neshungu after some time I asked myself kuti ndaichemei chaizvo but ndainzwa kuda kungochema chete,I was really hurt I was wondering kuti ndaive ndapinda murudo here or. Ndakasvika kumba and the house was empty I even felt empty inside ndaive ndatojaira kugara na Sam and his mom I was even now used to chatting nekuva around family,my house was a constant reminder of my past.I took my earphones ndikatanga ku player song ya Miley Cyrus yekuti "wrecking ball",ipapo misodzi yangu yaibuda ndichiona every vision yezvaitika kumba kwa Sam. Ndakazobatwa nehope ndakapeputswa ne intercome,I went outside kuti ndinoona kuti ndiani and I saw Sam,hasha dzangu dzakabva dzawedzera ndakamutarisa aidei chaizvo after everything zvaita he started asking forgiveness ndichibva ndamunyepera kuti ndamuregerera and I told him to close his eyes ndichibva ndasara ndikavhara gate ndikaenda mumba. Ndakapinda mumba misodzi yangu ichibva yatanga kubuda manje I was wondering how was that going to end ndaive ndisina kana appetite ndaingoda kuchema chete,I tried kuwona ma cartoons nekuverenga ma jokes but hazvina kubatsira,ndakarara late that day the whole time ndaive ndakasvinura hangu thinking of Sam apa ndaive ndamu blocker everywhere. The following day ndakamukira ku gym just to easy my pain,to my surprise ndaisava kana nesimbaa rekuita anything ndakapedzisira ndagara pasi ndichiridza music zviri loud that's when I felt a hand touching my shoulder ndakasimuka ndichiita kujamba chaiko pandakatarisa soo I saw Sam ndichibva ndanzwa hasha dzisingaiti. Stay tuned 😉😉

❤️ 😢 🙏 👍 9
Link copied to clipboard!