QUEEN ZEE NOVELS
QUEEN ZEE NOVELS
February 24, 2025 at 02:47 PM
Book #11 📗📗 Follow our channel: https://whatsapp.com/channel/0029VaJLQ46IiRp06EnIXi2T Join our new WhatsApp group https://chat.whatsapp.com/JMtqk1OS11m8BYsy5WSjuF For comments join the link below https://chat.whatsapp.com/IHGbLPHke6eHpvlsKmjulm 🛖🦇🛖🦇🛖🦇🛖🦇🛖🦇 *THE LAST SACRIFICE* 🩸🧺🩸 Written by *QUEEN ZEE* ~aka 〽️agumbo~ Contact me on +263771969067 *Chapter 9* *MANAKA* Ndakavhura maziso kwakuona ndaiva murima mbabvu yangu side rese iri yaiita kurwadza zvisingaite. Ndakazama kugara kwakunzwa ndabata munhu “iiiii auone here iwe” akadaro munhu uya ende ndakanzwa riri voice ramainini vaDee ndakabva ndavati “Nxaa imi mukutsvagei ipapo” ndakadaro vakabva varidza tsamwa ndakagara ndega makabva maita light aiva ari Letisha aisa chiedza akabva ataura akati “mukuita noise instead yekuti mufunge kuti todii next move sezvo taiswa muno” akadaro zvikanzi namainini vaDee “imi ndimi leader kaa” vakadaro zvikanzi naLetisha “I know asi magic yaiswa apa andiigone Dakota ari too powerful seems like she is being protected nema spirits” akadaro ndakabva ndati “saka ndomunhu wamunoda tirwise manje iyeye” ndakadaro akabva andi tarisa akati “azvina basa we have to do everything kuti Dakota afe” akadaro ndakabva ndanyarara ndakatanga kudzamisa pfungwa dzangu ndichifunga tikauraya Dee wacho ndaizo wanei pazvinhu izvi nhayi Letisha ahasi kungoti shandisawo mumabasa ake here erima koakawana zvaari kuda obva atiuraya isusu ndaifunga ndega hangu pfungwa dzichipesana mumusoro imomo. “Manaka ndiri kutaura newe” ndakanzwa kudaro ndichito zungutswa ndakabva ndati kuna Letisha “wati” ndakadaro akabva aramba akandi tarisa akati “Ukufungei seems like your mind is not here” akadaro ndakabva ndamuti “I’m thinking hangu kuti what will happen after this” ndakadaro zvikanzi naLetisha “ohh okay anyways Ndachiti pachauya kuzovhurwa door iri we will attack cause we don’t have another plan yekuti tingabuda muno” akadaro ndakango gutsira musoro zvekubvuma ndakabva ndatogara hangu ndakazvi nyararira kudaro. Ende takarara imomo nzara yakaita kutipisa kusvika nhova chaiko. Ende that time door rakavhura Dakota aiva akamira akapfeka zvewhite ende aiva akarova serious kwete mbijana akabva anditi “Manaka simuka uuye kuno tione” akadaro ende face yake yaisaseka Letisha akazama kusimuka zvikanzi naDakota “today it’s the end we have to end all of this Letisha” akadaro ini ndakasimuka ndikabva ndabuda akafamba neni akasvika neni kumvura akanditi “do you know why ndakushedza” akadaro ndakabva ndadzungudza musoro cause ndaisaziva why aiva andishedza akabva atura mafemo akati “I know wakaita zvakawanda zvakaipa asi moyo wangu wandi rambira kuti ndiku uraye I’m doing this for the sake of Nakayi she is still young and kuti asare ega pasisina kana hama kudai mutoro muhombe she needs someone anomunzwisisa wanzwa” akadaro ndakabva ndaramba ndakanyarara akabva anditi “zvakwauri kutora offer yangu or kurega” akadaro ndikabva ndamuti “truly speaking I don’t know I’m battling with something deep down I’m feeling that what I’m doing is wrong very wrong but andizive ndodii Dakota what I have done kumashure uku I deserve to be punished all these years I thought ndaigona nezvandaiita but I didn’t know kuti I was digging up my own grave I don’t deserve this another chance. I know Andina kumbobvira ndakaita even a good sister to Nakayi so I don’t know if it can change anything I just want the best for her and it’s you Ndiwe ungato kwanisa kusara uchi player that role to her. And before I die there is something you need to know Ele mwana waQueen mother and vakamu……..” ndakatanga kunzwa kutsva chaiko ndakanzwa a sharp pain pamoyo ndakatanga kurwadziwa ndakabata moyo wangu I know zvandaiva ndaita ndaiva ndazvi sikira moto muziso nekuti nyaya iyi yakanzi taifanha kufa nayo failure to do so waita so ndaiva ndazvipira hangu kufa Ndataura chokwadi. “Chii Manaka” akadaro Dee ndakabva ndatanga kuyeredza musodzi ndakabva ndabata Dee ndikamuti “please save her” ndakadaro ndaitaura Ele uyu cause nyaya yaiva isati yapera I know kuti vanhu ava vaisazoita give up nekuti zvavaida zvakawanda Dee akandi bata pamoyo pangu ende ndakatanga kunzwa kurerikirwa asi panguva iyoyo pakabva patanga kuita zimhepo chairo pamusoro pemvura ndakaona pabuda umwe mukadzi aiva aka chembere akabva atarisa Dee akati “it’s now time” akadaro akabva amukandira something chaiita sezai so ende Dee akabva arikanda mudenga chakasvika kudonha pasi ndakatanga kunzwa kutsva ini pachezvangu Sadoko yakatanga kudengenyeka zvekuti miti dzakatanga kutsemuka idzi kwakatanga kunaya mazimvura aisaita and takaramba takamira isusu. Pakamira mvura kunaya takafamba todzokera ndakasvika papalace kwakuona kuti ana Letisha vaiva vakarara panze zviya zvekupera simba vakabva vanditi “Enda unotaura naNakayi” vakadaro ini ndakabva ndafamba ndoenda kugomo ndakasvika Nakayi akandi mirira akabva anditi “rega kunyanya kufungisisa hako ndakakukumbirira kuti dai vadzimu vakuregerera” akadaro ndakabva ndamu hugger ndakachema kwete mbijana. “Hande kupalace” akadaro takafamba toenda ende takasvika pakazara vanhu vaiita kutema ana Letisha nematombo. *DAKOTA* Vanhu vakazara papalace vaiita kupopota ende vaitema ana Letisha nematombo ende mainini vangu vakambo tanga vachatuka vanhu vaiva vanzwa nawo matombo ndakazomisa vanhu kukanda matombo ndikati “ndinotenda vadzimu avana kuda kurebesa hondo iyi ndaigara kunamata kuti dai Mwari vandibatsira hondo iyi irege kusvika kuvanhu iperere pakati pedu sevanhu chete. Ende vanzwa munamato wangu ndakabva ndapedza zvisina kuenda kure. Now ndinodawo kuti sevanhu mundiudzewo kuti tingadiko nevaroi ava vakauraya hama dzenyu dzakawanda vakaputsa dzimba dzenyu zvakawanda zvavakaita mondiudzawo tingaitasei navo “vaurayei mbijana mbijana” vanhu vakadaro ende zvandaida zvakafamba Musi uyu manheru ndakarara umwe neumwe ndamurova zvisingaite pamwe ndaiita kuchinja kuita dandemutande ndovakwadza. Mazuva akafamba week ndaiita kuvakwadza mbijana mbijana ende Letisha akabva anditi “Dakota chindiuraya hako andichada” akadaro ndakabva ndamuti “it’s not yet time” ndakadaro Ende mainini vangu vakava vatanga kuchema vakati “andisisina hangu nguva asi ndachidawo kuona Ele ndisati ndazorora” vakadaro ende ndakabuda kwakuno taura naParewa manheru akaita Ele auye vakazo taura naye makuseni ende vakati vanoda kutaura naye Ndiripo “I’m very sorry hako Ele ausi mwana wangu waiva mwana waQueen vakafa takakutora tikabva tavapa mathreats kuti vakasiya mabasa ekuroya taizova uraya nekuti ivo vaiva vakuda kusiya mabasa ava kuti vakwanise kukuchengeta after baba vako vafawo vanova the late king uri sister yaParewa asi vana baba vakasiyana. So tine zvakatakaisa pauri zvekuti aubate mwana unenge uchingoti chengetera zvikwambo zvedu chete neiwawo ndinoti sorry hako rega ndimborara ndava nehope” vakadaro Ele akabuda achichema ndakamu teera ndakaona akagara pasi achichema ende ndakanzwa tsitsi I hugged her so tight ndakabva ndamunyararidza kusvika arara ipapo ndakati maid aende naye kuroom arara. Ndakadzokera kwaiva namainini ndakatosvika vazorora havo vatisiya ende ndakaona Letisha airatidza kurwadziwa seems like vaiva close namainini vangu. Ndakati vaizopiswa Letisha ndakabva ndangotora banga ndikamugura musoro ndokufa kwaakaita. Ndakaenda kuboader reSadoko ndakaita zvandakaita kuri kupira vadzimu kuti vachirega mweya yevamwe varoi vekune amwe matunhu upinde mudunhu medu ende ndakanzwikwa ndakadzokera kupalace ndakaunganidza vanhu vese even Nisha akauya pakacherwa gomba hombe tıkaisa mitumbi dzavaroi vaya after that Parewa ndiye akauya akabva akanda moto vakatsva ende kwakatanga kunaya mazimvura ekuti ndakati apana aibva it was a way of cleansing kuratidza kuti tachenurwa varoi vakatsva ende after that Nakayi akabva Amira akataura akati “in the next 3days tiri kugadza mambo mutsva” akadaro vanhu vakaenda vachifara ende the day rekugadza mambo raksvika takaita mabiko ma hombe chaiko kwakaurayiwa mombe vanhu vakabva makings ekune kamwe makingdoms vakauya ende Parewa akagadzwa ndikaitwa king that night ana mhamha vakauya nevana vangu vaiva vakuda ndakafara ndichivaona ndakabva davaudza nyaya yaEle akatoti ndimubate zvakanaka ndakaona vaitarisana naKutaka zvandisina kunge ndaznwisisa “mai 4 ava ndivo baba vako chaivo mwanangu” vakadaro ndakarohwa neconfusion vakandi tsanangurira ndakachema ndichinova mbundira that’s why he was very good kwandiri vachindi tyira ndakachema zvisingaite. Mapowers aiva pandiri akazobviswa kukasiwa amwe ini nemurume wangu takatanga kugadzirisa kingdom yedu even palace takavaka imwe itsva old palace takaigadzirisa tikaita iite an orphan yekuchengeterwa vana vakarasikirwa nevabereki takagadzirisa zvikoro neamwe machurchies vanhu vakadzokera paold life yangu. My husband was a witch hunter ende tıka ona sekuti mukimgdom makuda kusimuka mhandu taikudzinga or kukuuraya. Bamunini vangu vakambozama kudzoka kuda kutiita revenge vachiwana help from Zayonda ndakavaudza mashoko vakandi dzikamira from there we lived a normal life and zvaiwanikawo ma1 or 2 pataisa nzwisisana asi taigadzirisana. Manaka was now a prayer warrior aigara akati she is a living testimony ende aishare nyaya dzake nevana vechidiki achivadzidzisa kuda Mwari. Ana 4 vaikura ende ini ndaiva ndaka kanganiswa musana wangu naLetisha wekubereka Andina kuzobata futi mwana kulufe mangu asi ana 4 vaivapo. Ele ndakamirira naye satete vangu ende Torin ndiye akatozo wana Manaka uyuwo Nakayi ndiye aiva traditional healer aitiudza zviri kubva kuva dzimu. Harry nemhuri yake vakarambba kudzoka muSadoko asi vaimbo shanya ende taiva shanyirawo futi……. The END ALL THANKS TO MAI TENDAI NEKUDA KWEKUTI SPONSER KUTI TIPEDZISE BOOK IRI CHAPTER 1 to 9 iyi it was just a brief moment yekuti tipedzise nyaya dzedu 😅💃🏽 asambeni Tobana panext book redu a true life story ye1 of my fans🙏❤️ hope we will be together tichiverenga zvavaka sangana nazvo kusvika Mwari apindura minyengetero yavo
❤️ 🙏 👍 😢 63

Comments