๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
February 20, 2025 at 08:14 PM
*MUFANDICHIMUKA remedy๐ฑ๐ฑ๐ฑTine powder & gwenzi rachona๐ฑ๐ฑ*.
https://whatsapp.com/channel/0029VanORuA9Bb5qX5KLAR1h
Saka gwenzi iri mushonga unobatsira zvakawanda chaizvo pakurarama kwevanhu.
Zvimwe
โ แตหกแตแตหขแต สณแตแตแถแต โหขสฐแตสณแต
zvezvaunoshanda ndezvinotevera.
1) Kudzivirira kubva kumhandu
2)muroyi akauya husiku haakuoni
3) munhu akakuteya unonyumwa worega kushandisa nzira iyoyo
4) vanhu vakakurongera zvakaipa hazvibudiriri.
5) unomutsiridza zvinhu zvanga zvava kufa
6) ringava business
7) marriage
8) relationship
9) munhu kana chipi zvacho changa chava kufa chinomuka.
โ แตหกแตแตหขแต สณแตแตแถแต โหขสฐแตสณแต
10) Kuchenura pabasa
11) kana uchifunga kuti pabasa pako kana pamusha pako pakashereketerwa tora mufandichimuka wosanganisa nenzeve yenguruve
12) siya zviri mumvura kusvika mufandichimuka wava green
13) mimina mvura yacho undomwaya kubasa kana pamba.
14) Unosunungura zvipo zvakasungwa.
15) Unovhura mhanza kuti ipenye.
16) Unochenura makwara kuti zvese zvauri kuronga kana zvauri kufambira zvibude zvakanaka.
17) Mabasa hongu unovhura mabasa.
18) Kana uri rovha riri kutsvaga basa tora mufandichimuka ukumbire basa unoona uchiri wa
Share this message with others.โค๏ธ๐๐ผ๐๐ผ
โค๏ธ
๐
๐
๐ฎ
๐
๐
๐
35