
๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
February 26, 2025 at 03:00 PM
๐ฅ๐ฅ๐ฅ MHODZI DZEMANHANGA ๐ฅ๐ฅ๐ฅ
vazhinji tinongoona nekucheka manhanga torasa mhodzi...Kubva nhasi zvichienda mberi musarasa mhodzi....
vamwe takakurira kumamisha taikangirwa mhodzi idzodzi tichidya dziswa salt unombozviziva kuti what was the reason behind.... ????
mhodzi dzemanhanga dzakakosha pakuti ........
1.. dzine Simba mhodzi idzodzi Simba rekuti ukadzidya unonzwa kuda bonde kunyanya madzimai vanokurudzirwa kudya mhodzi idzodzi...
2.. dzinoshandira kunyanya madzimai aye ekuti ukaitwa operation UMWE ahazonzwi kuda kuita BONDE zvachose tora mhodzi dzemanhanga kanga udye kana usina Tenga nhanga uomese mhodzi wokanga ......
3..mhodzi idzi ukadzidya nyangwe menopause yasvika unongoramba uchifarira murume wako....
4.... mhodzi dzemanhanga ukadzikanga wosefa powder yacho mix ne ndorani...nekashunga woisa mumaheu womwa iwewe wega unonzwa Kuti miri wangu wakupisa.....kudziisa miri...
5... mhodzi dzemanhanga ukadzidzvura netumvura tunopisa ukasiya zviri mu cup unoona dzinobudisa oil mafuta chaiwo mafMAnakeayo ukamaseva necotton wofeka unodzoka kuita mhandara chaiyo ......kudzora...
zvakawanda zvinoitwa nemhodzi idzi so ndinokurudzira Kuti usarasa mhodzi kanga udye zviite MAnake
โค๏ธ
๐
๐ฉท
4