๐‡๐ž๐š๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ‡๏ธ - ๐๐š๐ญ๐ฎ๐ซ๐š๐ฅ ๐‡๐จ๐ฆ๐ž ๐‘๐ž๐ฆ๐ž๐๐ข๐ž๐ฌ - ๐Œ๐ข๐ญ๐ข ๐ŸŒณ- ๐’๐จ๐ซ๐š ๐ŸŒฑ๐Œ๐ก๐ฎ๐ค๐š๐Ÿข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐š๐ฉ๐š ๐ง๐ž๐ƒ๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐ž๐œ๐ก๐ข๐ฏ๐š๐ง๐ก๐ฎ๐Ÿ‘

February 27, 2025 at 04:44 AM
*BENZI/MUNHU ANORWARA PFUNGWA/MUPENGO.* _๐Ÿ‘‰๐ŸฟKurota benzi:_ minyama, mweya yakaipa yatokanganisa zvirongwa zvako namata _๐Ÿ‘‰๐ŸฟKukumbirwa mari:_ nebenzi ziva mashavi ako arikunyunyuta havasi kufara mafambisiro awurikuita pfuma dzavo uri kukudza kudya kwako wega...... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟkukumbirwa chikafu nebenzi:_ ziva hapana nguva uchambopinda panzara pauri.... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟkukumbirwa doro:_ midzimu yako yave nenyota rangarira..... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟkurohwa nebenzi:_ munyama kana jambwa gurusa ..... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟkuridzirwa tsamwa nebenzi:_ kureva tsaona njodzi kana dzudzo guru mberi kwako.... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟkusvipirwa mate nebenzi:_ midzimu yako yakukufuratira pane pauri kuresva uchasara uri chituko panyika..... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟbenzi kukukwazisa neruoko:_ hamuna nguva muri kubatwa maoko rufu..... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟkutambirwa nebenzi mberi kwako:_ pembedzai midzimu nemashavi enyu.... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟbenzi rikatamba kumashure kwako:_ matare amakapembedza shure kumidzimu nemashavi haana kutambirwa makatangirwa mukapembedza chakaipa..... _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟbenzi kukupuruzira pachiso chako neruoko:_ hauna nguva ucharohwa _๐Ÿ‘‰๐Ÿฟkudirwa jecha nebenzi:_ kureva pane ngozi irikiteverana newe yedzinza inoda kukuparadza kukupinza muvhu kana kuti mushereketi chaiye arikukupikira rufu.... ....... zvakawanda zviitiko zvinoitwa nebenzi zvine chirevo......zvimwe tichaita tichipa nenguva inotevera ......
๐Ÿ™ โค๏ธ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜ฎ 31

Comments