
๐๐๐๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ๏ธ - ๐๐๐ญ๐ฎ๐ซ๐๐ฅ ๐๐จ๐ฆ๐ ๐๐๐ฆ๐๐๐ข๐๐ฌ - ๐๐ข๐ญ๐ข ๐ณ- ๐๐จ๐ซ๐ ๐ฑ๐๐ก๐ฎ๐ค๐๐ข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐๐ฉ๐ ๐ง๐๐๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐๐๐ก๐ข๐ฏ๐๐ง๐ก๐ฎ๐
February 27, 2025 at 03:37 PM
*Kuzvichenura kumhepo dzakakaipa (Munyama)*
Tenga Coca-Cola ingaita 1litre kana 1.5litre
Tenga machisa yakazara
Enda pako wega pasina vanhu kana mumwe munhu
Batidza stick yemachisa uchitaura zvausingadi nekudzinga mweya yakaipa pauri nekupopota wokandira muCoke ichibvira
Ramba uchiita izvi kusvika mastick angasvika 5 asi ngaasawandise
Taurawo zvakanaka zvaunoda paunobatidza nekudonhedzera mucoke
kana wapedza vhara coke iyi uiise pakahwanda
Geza nayo manheru ega ega usingashandise sipo uye usapukute
Paunogeza iva uchitaura zvakare
Unogeza zvinoenderana nemastick awakakanda imomo
๐ฎ
โค๏ธ
๐
๐ข
5