๐‡๐ž๐š๐ฅ๐ญ๐ก ๐ญ๐ข๐ฉ๐ฌ โ‡๏ธ - ๐๐š๐ญ๐ฎ๐ซ๐š๐ฅ ๐‡๐จ๐ฆ๐ž ๐‘๐ž๐ฆ๐ž๐๐ข๐ž๐ฌ - ๐Œ๐ข๐ญ๐ข ๐ŸŒณ- ๐’๐จ๐ซ๐š ๐ŸŒฑ๐Œ๐ก๐ฎ๐ค๐š๐Ÿข ๐ณ๐ฏ๐ข๐ง๐จ๐ซ๐š๐ฉ๐š ๐ง๐ž๐ƒ๐ณ๐ข๐๐ณ๐ข๐ฌ๐จ ๐๐ณ๐ž๐œ๐ก๐ข๐ฏ๐š๐ง๐ก๐ฎ๐Ÿ‘

February 27, 2025 at 03:38 PM
*KURWISA UROMBE*. Kana uri Rombe hama hamheno ikoko Kwauri ngatimbozama Izvi. Tora Eucalyptus oil, zviyo, Bute, mukaka fresh, 3 eggs neThokokosh salt. Sanganisa zvose Izvi, chikumbira zvaunoda paupenyu vogeza kwema zuva matatu 3 days. Wapedza kugeza cherera pasi panozomera zviyo, vosiya zvakadaro. *Kana kuti it's kudai*. Tora mazai 3, rice, Bute rehondo, vembella ne eucalyptus oil. Geza zvose Izvi zuva rimwe vozo rasa rasira pamharadzano ZVINO Sara pakugeza. *Kudzinga munyama*. Rara wakaisa Bute mupoto inemvura mune makoko esadza. Mukakuseni vogeza muviri. Unogona kubetsereka. *More remedies* anobatsira kuti izvi zvikakuramba pinda pane zvimwe. Seku chinjavo kwamunoita mapiritsi kana amwe asikukushandira sekuru chiremba๐Ÿชฝ
๐Ÿ™ โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ‘ 19

Comments