
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
February 28, 2025 at 09:25 AM
Hapana chinhu chinorwadza sekushanda nesimba usina chaunoona chinoratidza kuti ndakashanda umwe Basa rakatopera achishanda makwati akawanda asi imba hapana ...MOTA hapana ...umwe kugara kubirwa Mari...umwe Ari kunze kwenyika asi kutamburira kwega...ramba mhepo yerudzi urwu
Nhasi, pese pauri kuona iyi post, ndinoti pamusoro pehupenyu hwako ...denga nepasi ngarisunungure pfuma Yako yakasungwa ubate chinobatika...pfuma ngaisapere usati wawana imwe, MWEYA YAKAIPA NGAISIYE MARI YAKO & MHEPO IYOYO ...Iwire PASI semadziro eJeriko‼️🙌🕊 ....garaiwo muri paminamato nekuteurira raramo yenyu ave MAnake
Mangwanani mhuri👪 mudare rino
https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K

🙏
❤️
😢
👍
😂
🥰
👏
😡
😮
218