Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
March 1, 2025 at 04:41 AM
*Matanho aka kosha pachivanhu* . Tsvaga zvinoitwa nedzinza rako . Dzidza chivanhu kuitira usanoitiswe zvisirizvo . Kumbirira kubva kune vekwenyu vari kumhepo vakadzama kare usati wangoenda chero kwaenda mhepo. Vanokuudza either kuhope, vision or kwarovera hana . Usati wasumuka *sumira rwendo rwekumatare* . *Dzidzai kushanda nemakope uye nekunzwisisa makope*, musango waridze makope nekungo udza vanhu even sahwira unless your instinct is clean maSahwira *Makope idare rako iwe dunga munhu* Dzakanaka dzoserai muchi tenda kune vakupai makope. Dzakaipa dzoserai muchi kumbira kundiso . Wapinda mudare mirira dzimu riri pana Sahwira rikuitire matare, iwe wobvuma kuramba or kubvunza munzwisise . *Midzimu iri kubuda inouya nedzinza rechokwadi kwete Moyo ivo vari Phiri*. Instead yenharo bvunzurudza mudare kuti zvaka famba sei kuzonzi Moyo . Imbomirai zvema fuko until newewo wagutsikana. *Dzimu harisi muma chira* . *Zvombo zvevari pamafudzi including mafuko hazvisari kwaSahwira, musango, kuhama or kushamwari even for one (1) minute*. Ndipo pamuri kugadzirwa. *Chengetedzai zvombo nemafuko* . Bvumai kuchenurwa kwete kumhanya kuzvi tengera mafuko kupfekedza mbereka . *Bvisai mari dzemumatare*, kutiza musina kuripa zvama batsirwa kupusa nekuti mangwana unogona kuda kudzokera. *Kwawabva siya wawoneka nekuti kwaunoenda husiku*. . Kutaura kwedzimu uri mudare hazvirevi zvakwana kana usati waita bira rinodiwa. *Pedzai mupendere matare* *Njuzu, njuzu, njuzu dzanetsa ute kurerutswa*. Zvoita sekunge njuzu dzauya negeneration ino. Kunge njuzu dzino wanikwa kuZimbabwe chete. *Njuzu dzinoyera, dzinoda privacy*. Regai kuti *njuzu yangu*. Hadzisi zvidhori. Mumadziva umu hamuna Hama dzedu. *Tungamidzai dzinza ndiro rinokoka njuzu* . Usamhanyire kurapa varidzi vasati vati vakuita matare. *Mirira vari pama fudzi vaite vega*, otherwise unobika mbodza, kupingwa, or kurohwa nezvinhu zviri pava rapwa. *Kuona hazvirevi wasimba* *Chivanhu hachide dzungu, chinoda kubatwa negwara, ichi 🤝👏👏👏🪘🪇 Tichidzidza tichifemba ***Bute 🗣️🪘🪇 https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K
🙏 👏 ❤️ 👍 15

Comments