
SORA NEMITI ZVINORAPA
February 28, 2025 at 08:04 AM
*Weight loss. Kudzikisa muviri*
Kunyanya munhu akuda dumbu ridzikire uye kwete dumbu rokuti munhu abva kusununguka mucheche
Dumbu rokuti mafuta awanda mumiri ... Fat ...
Tora zvinhu sanganisa nomvura upote uchimwa dailly
Cucumber
Ginger
Pineapple
Lemon
Water
Isa muchigumbu uchimwa mvura it cup zuva roga roga usati wadya chinhu zvacho kuseni
🙏
😮
4