π©πΆπΊπΊ π³π¨π«π°π¬πΊπΏπΌ πͺπΆπ΅π¬πΉ πβ€οΈβπ©Ή || ππππΏπΌ πππππππππ πππΏππππΌπ ππΌπππΌππππ½
February 21, 2025 at 06:25 AM
*panewo zvaunoda kuziva zvausingazive here ingopindawo umu unowana 1 or 2 zvinokubatsira*ππππ€
*ruregerero yakazovhurwa channel yedu*
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
*MARI π°*
Ndiyani anoti paari Ini handina Basa nemari ?Kune mhando dzakawanda dzekuwana nadzo Mari muhupenyu hwako asi muneraki kwazvo nhasi ndichambokupai imwe iri easy inoitakuti uchagara unemari inokukwanira mukurarama kwako .
Andisi kukurombesai asi vachaona wakubudirira vachafunga wakaromba .Manje zvauchaita ndezvizvi,,,
Tora bottle rako reglazi rakachena rinemuvharo ,zadza ruoko rwako nebheyi leaves Isa mubhotoro ,zadza cup newhite rice Isa mubhotoro,tora 2sticks of cinnamon Isa mubhotoro chitora macoins mashanu ekunyika yaunogara iyoyo Isa mubhotoro ,chidira mvura inonyudza zvinhu zvose zvewaisa mubhotoro wovhara woisa paunoziva iwe chete kwemazuwa matatu .Mazuwa matatu apera chivhura bhotoro woshandisa mvura iye kugeza maoko ako chete kuseni wakuenda kubasa Chero uri pamba unoisa mvura shoma paruoko wogeza unozviita everyday izvi kana mvura yakupera unoisa imwe asi iyoyo yekutanga unogara nayo nekuti kungoita seuri kuzora chete .Ndinokupikirai vazukuru ukaita izvi ichagara nemari inokukwanira nguva dzose uye zveupenyu hwese .
Sekuru Chirembaπͺ½
vane masari, vakasiiwa nevadiwa wavo vari kunetseka nejeko nemi vane mazuva ekunguva asiri kuita zvakanaka huyai muchannel tibatsirane..πππππππ
π
1