π©πΆπΊπΊ π³π¨π«π°π¬πΊπΏπΌ πͺπΆπ΅π¬πΉ πβ€οΈβπ©Ή || ππππΏπΌ πππππππππ πππΏππππΌπ ππΌπππΌππππ½
February 21, 2025 at 08:15 AM
Hide π
Musikana wangu anoti akauya kuzondiona sometimes anofarira kugara paKona yeBed kana achizvizora mafuta nekukama musoro wake achishandisa mirror πͺ repaWardrobe.
Anowanzogara hake Ari naked asi dambudziko kana aenda ndinozoona mutsenenza hwegwatsvira gweGreen kana Brown..then I have to change the sheet ndozobhadhara someone kuti awache.
Problem yangu handikwanisi kumuudza ndinofungidzira kuti anozoona sekuti ndirikumudzikisira.
Kuti ndimuti, "Babes nyatsotsvingura zvakanaka kana wapinda muToilet". Panondiremera. Kuti nditi, "Babes bvisa hako maziNails ayo arikukukanganisa kutsvingura". Aaah worse.
Now I'm avoiding her kungouya uya kumba kwangu.
π
π’
π
π€£
π₯΅
18