
๐ฉ๐ถ๐บ๐บ ๐ณ๐จ๐ซ๐ฐ๐ฌ๐บ๐ฟ๐ผ ๐ช๐ถ๐ต๐ฌ๐น ๐โค๏ธโ๐ฉน || ๐๐๐๐ฟ๐ผ ๐๐๐๐๐๐๐๐๐ ๐๐๐ฟ๐๐๐๐ผ๐ ๐๐ผ๐๐๐ผ๐๐๐๐ฝ
February 21, 2025 at 04:46 PM
Ungandiudze zvekuLacker maturity neLife yangu km 33 ndoita zvandinoda nehupenyu hwangu chero mukadaro bt chihure hachisikuzofa chakapera kunze uko as long varume vanemhuri vasingakwanise kuzvibata nekuzviudza kuti ndinemhuri kumba right now I'm expecting a baby nemurume wemunhu apa mukadzi wake haazviziye izvezvi arikuda kunobvisa pfuma kumba kwedu ndatove second wife through chihure chacho ichochi chero kumashure kwangu kukauye umwe andina kana basa nazvo so long achichengeta mhuri yake zvaarikuita kunaMaiguru ko hakuna barika here .ndongoti naiwaya areroya
๐๐๐ Isa muchannel mune basa . Right kana mukaongorora vamu33 avo mongo wenyaya uri pakuda kuchengetwa chete ndonyaya yavo hombe ende vakatorwadziwa nekuona kuti Maigura vakuchengetwa vakaita ruchiva ndozvavari kuda zvavo๐คฆโโ๏ธ๐คฆโโ๏ธ shame . Nyatso verengai Shona yacho muibate yavamu33 ๐๐๐๐ haaa pakaipa
Eeeh ndakada kuchengetwa im a woman zve im a queen handisi munhurume Woda nditsige tswanda yemadomasi ndichishanda kunge dhongi ndichiswera pazuva ndichidonha ziya.Ndangandagara ndichitodawo soft life kubva kare im there to chop his money tichichengetana tichienda takadaro kusvika tafa zvekuzoti gulez misodzi heeee what what munopenga Maiguru vangu ibhanditi vanoswera kubhawa vachinwa doro๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐
๐
๐ฎ
๐
5