𝑩𝑢𝑺𝑺 π‘³π‘¨π‘«π‘°π‘¬π‘ΊπŸ‡ΏπŸ‡Ό π‘ͺ𝑢𝑡𝑬𝑹 πŸ‘„β€οΈβ€πŸ©Ή || π™‹π™„π™‰π˜Ώπ˜Ό π™π™•π™‘π™„π™Šπ™‰π™€π™π™€ π™ˆπ™π˜Ώπ™•π™„π™ˆπ˜Όπ™„ π™’π˜Όπ™‰π™ƒπ˜Όπ™Žπ™„πŸ’ƒπŸ½
𝑩𝑢𝑺𝑺 π‘³π‘¨π‘«π‘°π‘¬π‘ΊπŸ‡ΏπŸ‡Ό π‘ͺ𝑢𝑡𝑬𝑹 πŸ‘„β€οΈβ€πŸ©Ή || π™‹π™„π™‰π˜Ώπ˜Ό π™π™•π™‘π™„π™Šπ™‰π™€π™π™€ π™ˆπ™π˜Ώπ™•π™„π™ˆπ˜Όπ™„ π™’π˜Όπ™‰π™ƒπ˜Όπ™Žπ™„πŸ’ƒπŸ½
February 22, 2025 at 08:03 AM
https://whatsapp.com/channel/0029Vadw8vWAYlUQXorkwj3q πŸ—£ukuona chiiπŸ‘€zvinhu zvana Picnic & surprise birthday ☺toitira vanhu vari sensitive ,vari emotional, i mean vari fragile ukunzwa here because they will cry😭after vaona zvawavaitira ,womupa hug mwana wevanhu achisvimha misodzi ipapo futi achitaura kachiringu,"babe you are amazing,wow this is all for me?" 😚😘 like babe don't cry i did all this for you because i care,i love you❀obva akuti,"Oh come here" wonzi ka kiss,"mwaaaa 😘😘" πŸ₯±πŸ₯±......kwete imimi n'anga dzepano pa Facebook 😭😭 ana hezvo hezvo,mashura,regai ndimbodongorera panze ndione kuti hakusi kuda kunaya gold iwewe chaiye Tichaona πŸ™†β€β™‚οΈ,handina kumbozvifunga kuti iwewe chaiye ungaite zvakadaiπŸ™†β€β™‚οΈende utorine mari hako nguva yese iyi usingandipe ndikaita zvinemusoro,Jayden aitoda Mari yeku creche ndikatozokwereta mamaπŸ‘€πŸ‘€Ipapo Jayden wacho haasi kana mwana wako,iwe ukutodawo hako amai vake πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ™†β€β™‚οΈπŸ—£.......that time munhu akutovhura packet yema lays nemuromo atobata Savannah dry akutovhura nemazinoπŸ™†β€β™‚οΈ...apa achitora ma lays 8 8 mupacket Be Fragile guys 😀😀😀😀😀😀
πŸ˜‚ ❀️ 10

Comments