
π©πΆπΊπΊ π³π¨π«π°π¬πΊπΏπΌ πͺπΆπ΅π¬πΉ πβ€οΈβπ©Ή || ππππΏπΌ πππππππππ πππΏππππΌπ ππΌπππΌππππ½
February 25, 2025 at 08:22 PM
*Kuita bonde nemunhu wese wese kopa munyama*
*Mhepo dzaunowana pabonde dzogara mudumbu mako*
*Pabonde unowana mhepo hombe ne doko*
*Pabonde hauwane zvirwere chete unowanawo nemhepo ipapo*
*Pabonde unobirwa chipo chako*
Simba remugarwi ropedzwa nebonde
Bonde ndorinoita ukurirwe nevavengi
Musazvi wanza zvekuita varumwe vakawanda nekuda mari
Ziva kuti mhepo dzese dzevarume ivavo dzavawo pauri
Murume anosvibisa mukadzi kana akaita chihure kunze
Anovigira mukadzi mhepo dzaanotora kunana Marwei
Kuita bonde nemunhu wese wese koita mari isunge ..varume vacho vanokupei ..ukufirei nhai iwe ..ukushandiswa nembereka iwe
Mudzimu haude tsvina ...unotama woinda pamwe
Hongu njuzu inegwezvo asi haina kuti hura
Vedzinza vanofara vakaziva kuti ukuhura apa ndiwe une dzimu remusha vanoziva kuti zvavo zvaita ...vanokukudubura fast kukupeta coz hauchina kuyera kaa unogara wakasviba nebonde ..njuzu ine gwezvo ..eh asi pauno hura inotsamwa ..mira panzvimbo nemunhu wako one ..not kudanana ne rayin rose uri one
Pawasvika kupfimbwa gonto shandiswa ..ukawanei havasi kukupa mari .njuzu nevadzimu zvakatsamwa kare
Mweya wekusemiwa unokonzerwa zve nerara nevanhu vose vose
Gezwa mudumbu mako iwe mazara mhepo
Hauchina chiremerera wakungonzi uyuwo uyu
Mugarwi haatenderwi kuhura
Iwe unohurirei
Kuita vakomana 2 chitori chihure nokuti vose ukurara navo
Une murume asi ukupota uchimu vhara unozviitire
π
π
5