
π©πΆπΊπΊ π³π¨π«π°π¬πΊπΏπΌ πͺπΆπ΅π¬πΉ πβ€οΈβπ©Ή || ππππΏπΌ πππππππππ πππΏππππΌπ ππΌπππΌππππ½
February 27, 2025 at 03:38 PM
*HOW TO BE A SUCCESSFUL DAUGHTER*
*MAZANO KUMWANASIKANA*π§
π¨Usakwereta mari kumunhurume usingazive kuti uchazodzosa sei,, you will be trapβ¬d wosvika pakurarwa nemunhu asiriye.π
π¨Usabvuma kurarwa kana kudanana naboss kuti uwane basa.. you will be a slave for the whole life uye unoshandiswa settissue vamwe vasikana pavanauya pabasa ipapo you gonna be dumped or kusiiswa basaπ.
π¦Usada kuenjoyer life yausingakwanisiπππ or isingararamwe nevabereki vako gutsikana nezviripo. Ukasagutsikana uchasvika pakurombeswa nemaring/ nema necklace aunokwereta iwayo..
π¨Usapinda murudo nekuda kupihwa mari. Dont depent mari inoshandirwa nemaoko. Hupfumi hautambidzanwe through bonde
π¦Mwanasikana usadanana nevakomana 2 vemunzvimbo imwe chete. Unomitiswa. Varume ava they are good pakutaurirana pachavo nezvemusikana, izvezvi vanenge vachitozivanaπβοΈππ
π¨Usafarira kuspentor nguva zhinji uri patiktok uchisenda mishuna, instead yekutsvaga mazano emari unless uchiwana mari nazvo. πΊπ¦πΊ
π¦Daughter usaita confusion zvekusvika pakusada kudanana nemunhu anokuda uchinodanana nemunhu ane mari kana mota. Unopedzwa, unomitiswa ngwarira kuti vamwe vakadzi vose vari kudawo iyeye ane mota hausi we wega pamota iyoyo.ππ»ππ
π¨Usangoita peer pressure wonofara nemari dzevanhu gara pasi utangewo rako business. Try inuka yacho try armity yacho. Tengesa masnickerπππ Ugoroorwa uinewo pawakatsikaπ€.
πΉKana uine umhandara huchengetedze usanyengerwa nemaZig akati kuuya aya. wako murume achakuroora anohudawoπ€²πΎβπΎ.
π¨Musikana ziva Mwariπππ½ππ½imbomira kuyenda out woudza dude rako kuti nhasi noo ndoda kuenda kusowe ndoda kuenda konamataπ₯³π₯³.
π¦Usangorara nemunhu wese wese. unotora masoul ties akawandisa ukazotanga kunetseka spirituallyπππ
π¨Wakanaka wakadaro ko kuzoda kutsvuka, washorei, Unoziva here inoita zvirwere. Ko ukangogeza wozvigarira pashed hautsvuki here mwanasikana wadirei kuzvikuvadza ganda
π¦ usaseka mumwe musikana anenge amitiswa nekutizvinowinga iwewe kana mwana wako,, zvinhu zvacho zvinotapukira try to close your mouth
π¨usarega kunamata nekuti hausi kuroorwa pray day and night udza Mwar kuti ndave kudawo yangu imba ari kupi wamakandisaridzira ngaauye tichiroorane. Mwari havanyadzise ava asi vanoda kuona kuti unotsungirira kusvika papi
β€οΈ
π
π’
13