Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
February 22, 2025 at 07:13 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaRyyBBIyPtcBppd9033 *INCIDENT OF LOVE* *NGATIPINDEI MUCHANNEL KUINBOX HAKUNA BOOK* STORY BY MAI ISHE 🚦0783873⁷¹5 🚦0716964³⁴5 🚦0719420¹⁵9 All rights reserved. Parental guidance is advised Group link👇👇 https://chat.whatsapp.com/JDJQXHXVBBq9HYYtHUh2At CHAPTER 3️⃣ *PASELA* ☎️" Hello momm" ☎️"Hes daughter,I mis you my child""zvamai vangu vasikana, vasati vatopedza kutaura ndakabva ndatodaira, nokuti zvavaida kutaura ndaitozvisiva ""mom I know, neniwo I miss home soon ndinodzoka kumba munoti pane anoda kugara musango here, any where hows dad vamwe vose ko ivo vatokangwana mhandara yavo, murisei zvamo muLocation medu mhamha""pandakadaro mhamha vakaseka apa zvavaitodeka ndaitoziva hangu "" Haaa tiri vatano mwanangu, kukusuwa chete,izvozvi musha wese yangove Pasela Pasela kana imo muraini mawanaga uchabvunza, daddy ndoo vakambodonha kaa svondo rapera iri sugar yavo yakwira,kungomuka munhu achiti ndiri kunoisa fuel, uyo akaenda kupurazi apa chaiswa mukanwa hapana,ndakatozofonerwa nemukomana wekupurazi ndiye akataura nezvekudonha kwavo ndakangoti isa sugar mukanwa vakomana vari kusvika baba vako vachandiuraisa chete nebp""pakadaro mhamha moyo wangu wakarwadza nokuti aka ndoo kakange kave kechitwo baba vangu vachidonha,dambudziko rwivepo kwaive kusagamuchira kuti ndoo hurwere hwakange wave kuraram mavari kuda kunyepera kugeinya chete ndoo zvaivepo. "" and you never told me mhamha makati ahana batsiro arikure musoyei akadaro""pandakadaro vakabva vatii ziii ndokuzopindura havo "" Urikure mwanangu,plus uri musango ndinotoziva kuti iwe ndiwe uri pamoyo wavo, handidi kukurwadziwa nokuti ndinotozivawo kuti kana newe haudi nababa vako,kana zvapera zvamakafambira chidzokai kumba mwanangu"" pavakadaro ndakaseka ndokatura mafemo nokuti kana neniwo ndakange ndasuwa kumba kugara musango kwenguva yakareba kwakange kusingachade zvino nechibasa chedu ichi waitogara chete musango, handina kuvaudza kuti takange tapedza zvataive tafambira hedu asi taive tamirira approval yamukuru wedu akange asiri munyika, but any time ayigona kusvika hake , ndakangonyarara ndokutaura hedu dzimwe nyaya, ndichipedza kutaura navo ndakarongedza zvinhu zvangu zvose apa team randaive ndakaenda naro, rese raida mafaro but kana tasvika panguva dzebasa ayiwa tinege tave pabasa vaigona zvavo, nokuti nyaya dzekutakurwa kwaiitwa nyanga dzenzou nekuuraiwa kwemhuka zvisiri pamutemo kwakange kwanetsa muHwange vachishaya kuti zvakange zvichifamba sei zvose izvozvo takapedza nazvo nokuti tichisvika pa Hwange national park hapana akaziva kuti taiita nezvei uye takange tabvepi tafvirei kusvika tapedza kubata nhubu dzese, chainakidza panyaya dzese idzi manager wepo ndoo ayive mukuru wavo pakuitwa kwenyaya idzi, zvose izvo takabvunduruna nezvazvo kusvika vose vave mumaoko emapurisa, musi uyu taive neparty kungo celebrater basa ratakabata paHwange, paive nefive boys vasikana tingori three ini ndiri leader wavo vese, munongoziva panoda kufarwa kaa panotoda kuchena plus nezvakaita paHwange zviye panoshanya vanhu vakawanda, apa ini zve party ndoo zvaive zvangu chaizvo,dress code takangoti girls taifanirwa kupfeka bum short nechero top ye white kumusoro, ayive asina short rataida ipapo ndi Keth akabva angopfeka skin jean tanga takabuda apa handina kutoziva kuti vamwe vangu ava vakange vatove nevakomana ipapo, ini handina kuudzwa uye ndaisatoziva nezvazvo coz pfungwa dzagu ndaiisa pabasa sa leader wavo waitofanirwa kushanda nemazvo, ndakatozoziva kuti ndoo zvaivepo tatoita party vanodhakwa vadhakwa ini ndaive ndisina hangu kudhakwa zvakanyanya but ndakaoona vasikana havachabatiki apa tai share room tiri three kudaro, ndakanovatarisa ndokuona vanhu hakuna apa kwanga kwatove kuma past 19:00 ndakango bhowekana ndokupinda mudinning ndokugara ndichidya ice cream"" chamunonetsa kana mave pabasa munopinda nemoyo izvozvi wave kunzwisa tsitsi vamwe varova pasi"" pandakanzwa kudaro ndakavhunduka nokui ndaive ndakavarairwa chaiko"" Hes Pardon,ko iwe ndiwe usina kudhakwa ndaona vamwe vako vese yooo vanhu vanofara guys kuita kuparara kudaro "" ndakadaro Pardon achigara paside neni, then we started talking,haaa takatura pavanhu vese ini naiye tisu taive tisina hedu kunwa kudhakwa,takatozosimuka ipapo ave kundiperekedza kuroom kwedu ndave kuda kurara time dzaenda, ndichisvika ikoko ndakafunga kuti ndichawana vasikana vadzoka but maive musina vanhu, ndine kamwe kakuboikana kandakaita soo,saka ndakangoti ndave kuda kupinda muroom medu Pardon akabva andibata ruoko ndokundidhonzera kumashure ndokunomira pamberi pake, ndakatoziva zvaida kuitika, soo maziso ake neangu akabva atotanga kutotaura,taive tisiri murudo,uye patime iyoyo ndakatadza kudzidzora nokuti kana iniwo ndaitoda someone to cheer me up,soo we started kissing,handina kumunyara and iye wacho ahana kundinyara Pardon is not my boyfriend but zvakangoitikawo by mistake uye ahana kumbondiudza kuti anondida kana kundikumbira sex but zvakaitika zvakangoitika after party, and we did sex ini na Pardon and ini wacho I really enjoy it,ndakatozopekupa kunze kwachena vasikana vadzoka and I was nuked,ndisina kana chandinacho apa vamwe vaive vakafa nehope ndakanyara apa handina kutoziva kuti Pardon ayive akabuda nguvai, ndakangomuka nekupinda mubathroom ndokugeza ndichipedza kugeza ndakabva ndafonerwa kuti tichidzoka kuHarare,soo ndakabva ndamutsa vamwe ndokugeza ini ndichirongedza, takatozoita zvekumirirwa munongoziva kuita kwedu vasikana chinono chinowanda plus kusabata nguva,kutaura chokwadi ini ndainyara soo, kuvhara zvese ndakabva ndapfeka ma sunglass taive neka comb kedu kataive tauya nako ndoo katakadzokera nako,tave munzira Pardon akabva aisa message kuwhatsapp. ""Sorry about yesterday""ndakanyara kana nekuvhura message yacho,ndakaita nguva ndisina kupindura ""nooo it okey,I really enjoy myself"'pandakadaro ayive akagara pasit rekumberi ini ndiri kumashure akabva asenda ka heart ini ndokusenda kangu"" apa comb yanga tafamba tave kutobuda muNorton, patime taiita typing ndakabva ndafonerwa ne brother yangu hana yangu ine kakurova kayakaita soo, kana nekutodaira kwacho ndakaita kakutya foni ndokukata achibva asenda message,✉️""daddy vadonha, sugar yavo yakakwirisa tiri paHarare Hospital"" ndichiona message iyi ndakanzwa kutya ndakadedera, handina kana kutaura ndakangoti zii apa ndakange ndave kunonokerwa nekufamba kwaiita mota yedu ndisina wandaudza"" guys ndisiyeiwo pano"" vanonhu vose vakanditarisa apa ndakadaro tiri paround about yekuWadzana,vanhu vese vakabva vanditarisa nokuti taifanirwa kutanga tansvika kuoffice, nguva iyoyo ndaitoita action dzekuburuka handina chandakatora ipapo even handbag chaiyo ndakasiya ndokungoburuka ndisina zvokuti vanhu vakatonetseka kuti chiii apa ndakanopinda taxi, hana yangu yakarova chandakakwanisa kutaura nadriver ndakangoti Harare hospital,ndakavhara maziso kusvika tasvika apa ndichidedera, ndakatozofonera brother yangu tasvika, face yake ndichimutarisa yakange isina kugadzikana handina kutaura naye kusvika ndasvika maive maiswa daddy, apa vanga vatoiswa pa oxygen, hana yangu yakarova ndakanzwa kutya ndokitanga kuchema ndakagara maive makaiswa baba vangu,Mhamha vakandibata ndokundimbundira"" Pasela anzi hamusi kudikwa noise uye kuwanda kwevanhu huya kuno"" ndakakundikana kana kusimudza gumbo mhamha ndokudibata ,haisi nguva yekugumirwa asi kutonamata chaiko"" ndichibuda padoor,doctor ayiva tarisa akabva apinda, nguva iyoyo ndakabva ndasimba simba ndokumira,""imi mhamhabudai ini ndiri kusara"" "" Noo mese budai handisi kuda vanhu muno ndinoda kuona kuti sugar yavo yave palevel chii"" akadaro doctor iyeye apa ayitove mukomana wechidiki,handina kumuterera ndakabva ndatovhara door ini naiye ndokuve mukati, ahana kutaura akaramba akanyarara ndokutarisa daddy,"" vakabatwa rinhi sugar mybe mungataura zvandinonzwisisa"" nguva iyoyo ndakabva ndaswedera padhuze naye ndokutaura zvose zvaiitika pavari, ndichipedza doctor akabva atanga kunyora nyora apedza akabva anditambidza paper raive anyora zvose nemishonga yaida kutengwa ipapo, hazvina kunditorera nguva nenguva diki ndakange ndatenga mishonga yose yaidikwa ndichimhanya mhanya,ndadzoka kunotenga ndauya nayo akava baya ma injection akawanda ndirimo handina kubuda apedza akabva anditi""" nhai hanzvadzi yangu munoita nezvei"" ndakaseka ndokumutarisa ndakamboda kuvanza basa rangu ko ndaisazvifarira izvi, zvekuudza vanhu basa rangu asi iye ndakangomuudza kaone ""C,I,D""ndakazofunnga kuti ndamuudzirei ndatotaura kare""haaa ndanga ndazviona aiwa basa rako wakarinzwisisa""paakadaro ndakatoseka """" vanoita zvakanaka inyaya yekuti sugar yavo yanga isiri ku controller zvakanaka chete but from now on vave kuda monitoring yakasimba zvikaitika katwo izvii vanofa"".ndakaita sekunge ndichamubereka apedza kudaro, tose takabva tabuda imomo iye ndokuenda kune mamwe mawards,ini nana mhamha ndokunogara panze tamirira visit our yemanheru, patakazopinda manheru takawana daddy vabviswa oxygen vave kufema zvakanaka vatove bhoe paye, zvokuti ndichiona doctor iyeye chandakatanga kuita kumujambira ndichimupa hug"" thank you doctor mararamisa baba vangu, ndakaita sebenzi, ahana chaakataura akangoseka hake apa munhu ari sweet, akaita macheckup ake apedza akabva ati, ""mave kukwanisa kuenda navo kumba sugar yavo yave pa level rakanaka chose, asi garai makava monitor nguva dzese,kuenda navo kuma checkup avo,vari kutoda care yakakwana ndakaona hanzvadzi yangu uyu munhu ane care navo zvakanyanya, nekumba ngazvidaro nyangwe vapora"" pakadaro doctor ndakatoona kuti zvinganetsa zvaive nani tipote tichimubhadhara achiita macheckup ayive ataura kumba kwacho,"""nhai doctor ko imi mukangopota muchiuya kumba kuvaita zvose zvamataura mari haisi dambudziko"""pandakadaro akaseka achibva apindura""zvakangonaka pamunenge mave kundida munondibata torai number dzangu,"" ndoo kuzivana kwatakaita na Doctor Andy, kubva ipapo Andy ndiye akange ave doctor wababa vangu and taito maker shure kuti every week auya kumba kuzovatarisa,dady and akange atove family doctor wedu"" every week ndai maker shure kuti ndanotora doctor nemota mutown ndoenda navo kumba sezvo anga asina hake mota,mumwe musi ndakatogara hangu ndakange ndatove netime ndisina kuenda pafb musi iwoyo ndakangoenda ndokuona pakanzi Andy Jonathan Mhinura hana yakati baa,ndokuisa friend request nguva iyoyo ndakabva ndapinda mu account make ndokuona kuti birthday rake raiveko week raitevera, ndakangosimuka ndokutanga kufamba famba mumba imomo ndafunga kumuitira suprise asi ndaida hombe chaiyo ,ndakaita time ndichifunga ndokubata foni yangu ndokutanga kubaya paya ndokuona foni number dzeshamwari yangu, apa ayishanda ku car sell iri kuna Chinhoyi street uko,nguva iyoyo ndakabva ndatofona ndichibvunza motor dzaiveko, ndoo ndokupihwa maprice emota dzaive nadzo ndichipedza kutaura naye, ndakabva ndatobuda ndave kuno bvisa deposit yemota yandaida kutengera Andy as a birthday present..... *The beginning of our stoty* Stay tuned *Macomments enyu akakosha anondipa simba* Mhamha vaIshe💖
❤️ 👍 🙏 😂 😮 😢 542

Comments