Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
February 27, 2025 at 06:55 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaRyyBBIyPtcBppd9033 *INCIDENT OF LOVE* *NGATIPINDEI MUCHANNEL KUINBOX HAKUNA BOOK* STORY BY MAI ISHE 🚦0783873⁷¹5 🚦0716964³⁴5 🚦0719420¹⁵9 All rights reserved. Parental guidance is advised Group link👇👇 https://chat.whatsapp.com/JDJQXHXVBBq9HYYtHUh2At CHAPTER 7️⃣ *ALONE* Ndaive nekakutya kuverenga message yaBruce and I don't know why ndaitya kudaro, zvakandipa kuti ndapedza kugadzirira huku ndatokanganwa kuti kune message yasendwa ndoo nguva yandakato zofunga nezvayo kuti Bruce akange asenda message kwandiri"" Shallom wave kunzwa sei,iwewe, iwe unomukira kuru kuti zvadii"" ndisati ndatopedza kutaura naye akabva atosimuka kuda kubuda muroom mandaive,""ndatotadza futi kukubvunza,iwe iwe kaaa"" ahana kupindura akabva atokuda ndisati ndatotaura shoko randaida kutomubvunza ndakatozoita rekumedza munhu afamba ayenda ndakaseka mumoyo mangu "" zvino angaite munhu akaita sei asingatsiurwe kana kubvunzwa,ko iko kundi ekitira kunge chimumumu aaah "" ndakadaro mumoyo mangu nguva iyoyo ndakabva ndabata foni yangu ndokuvhura message yaive yaSendwa naBruce, ndakabva ndaseka ✉️ meet me mu town I have something to tell you"" pandakaona message iyi hana yangu yakarova ndokutarisa time wanike dzakange dzatove kuma past ten mufunge apa iye akange abuda na8"" ari kudei Bruce nhaimi apa ndaita kunge kuignore kaa "" ndakazvibvunza ndakamira,nguva iyoyo ndakabva ndatotora bucket ndokunochera mvura pamugodhi, ndatopedza kuchera mvura ndasimudza bucket,ndakaona Shallom akamira nemadziro emba paakandiona akabva afamba ndokuenda kuseri kwemba”" manje kana ane nhumbu ndorirova rikataura chete handimboregi ndiri kudzoka ita hako "" ndakadaro mumoyo mangu ndakamutarisa nokuti maitiro ake ndoo andisina kunzwisisa nguva iyoyo ndokumhanya hangu kunogeza, handina kuita nguva apa ndakange ndisinga chazive kuti Bruce wacho ariko here kana kuti kwete nokuti pakange patove nenguva, handina kuzvitsvaga panguva iyi asi ndakangozora mafuta ndokupfeka kadress kangu kaive kakanaka soo ne tennis, ndokutobuda "" ko wafungepi kungobuda senyoka nhaiwe Alone"" raive voice ratete ndakaita kakuvhundukura ndichimira ndokuvatarisa nechiso, changu chakasekerera "" tete mamboti munoda kuona bamunini venyu, variko tete ndoo vandiri kuenda kunosangana navo mutown"" pandakadaro vakaseka vachitogara pasofa "" aaaah eya ko ndiri munhu kaa ndingave vatete, asi ndine kodzero yekuziva kwawaenda uye mafambiro ako ndikasadaro ndoo kaa pakuuya nemwana asina baba kaa zvikanyadzisa raini rino bvaa uuye neka chicken inn,"" pakadaro tete ndakaseka ndokuvakisa pamhanza ndokubuda ndichimhanya, nguva yandakabuda gedhi ndakabva ndatofona kuna Bruce akanonoka hake kudaira foni yake zvandakashaya ndokuzodaira pave paye. 📞""Mujaya """ pandakadaro akaseka ndokuzodaira 📞""asi message yangu haina kuonekwa.”ipapo ndakatura mafemo ndokuzopindura, 📞""Ndaiona late,but ndiri kutobuda pamba izvozvi kutouya kutown kwacho"" 📞"" Kana uri kungobuda pamba mira pa tuckshop ndiri kutuma munhu ipapo"" pakadaro Bruce ndakatanga kucheuka cheuka kutarisa mativi ose handina chandakaona ndakabva ndafamba ndokunomira pa tuckshop yakange yataurwa yacho ndakapira gotsi kwairi 📞”" it okey ndoo pandamira now"" ndakadaro ndamira paye apa handina kutoona kuti mukati mune vanhu nokuti ndakangoti kumira ipapo ndokutanga kubaya baya foni yangu"" mamukasei Alone manangu"" ndakaita kuvhunduka chaiko ndokucheuka kutarisa kwavainge vari wanike mukadzi nemurume vakagarisana mumwe apa mumwe apa ndakabva ndanyara "" mabva mandinyadzisa kudaro mhamha , mamukasei baba, mhamha mamukasei"" ipapo vakaseka "" kana mwanangu handina kukunyadzisa,ndatoona kuti paita kurivara chaiko zvino ndongokutarisa here "" "" Aiwa kwete hamunganditarisie "" ndakavadaro ndichitarisa mativi ose apa ndaitotarisa kuti Bruce akange andimisirei pa tuckshop apa,"" Alone sorry zvako mwanangu ndingaite sekunge ndapinda mumusha menyu kana kuda kuziva nezvemo asi mashoko evanhu muri kumanzwawo here,uye kaitiro kaita Shollom auya pano handina kukafarira ko Shallom ahachatauri nhaiwe abva pano izvozvi kutsvaga airtime"" pavakadaro ndakabva ndachimira ndakanyatsovatarisa "" mashoko evanhu, aaaah mhamha kana zviri zvaShallom ndoo zvaari uyu ahatauri uyu anotaura paanoda iye haiwawo"" pandakadaro ndakaseka "" Aahhhh Alone,, eye ndizvo hazvo ahatauri hake asi zvekusvika pakundinyorera pasi kuti anoda airtime yebuddie nhai mwanangu"" pavakadaro ndakaseka ndokuvatarisa "" aaaah mhamha hamusi kumuziva musikana wacho drama anaro zvake plus nhasi zvakatokwidza,uye ini mhamha muchiti ini ndini ndichachatya mashoko here evanhu here, zvichide naiye Andy wandakada uyu zvagara ndingori pamiromo yavanhu,hongu pamba pedu hapana zvapo kutaridzika sepavo asika hazvirevi kuti hatisi vanhu"" "" Aaaah zvino ini ndange ndisina kumboenda kwese ikoko ndanga ndichitoda kutaura pamusoro pevabere---- vasati vatopedza pakabva paridzwa bera remota nechekumashure kwangu ndokucheuka handina kuzive munhu akange achi driver apa yaisave tax, ndakatarisa mutuckshop asi akaita masign ekuratidza kuti ayida ini ndichibva ndaenda pamota ipapo "" ndiwe Alone "" ""Yes ndini"" ”" okey ndanzi ndikutore naBruce ndipinde newe mutown"" paakadaro ndakasimudza ruoko rwangu ndoku bye bhisa vaive mu tuckshop ndokupinda mumota "" mmmmh Bruce atuma munhu kuuya kuzonditora iye andisira mari why"" ndakazvibvunza ndagara mumota hana ndokuita sekunge kakurova,mota yakarohwa takananga mutown apa ini ndoo pandakatanga kuita sekunge kakutya ndave kuzvitongesa, twakawanda wanda, kwataigara kwaisave kure zvako netown,nokuti nenguva diki takange tatove mutown macho apa ndakanangiswa pane kamwe ka lodge, ndakatozoona kuti ndoo pandaiendeswa ndatosvika ipapo, ndichisvika Bruce ayive pa braai stand ane vamwe vakomana two vaive nawo vakanaka zvokuti unonyara kufamba, ndakangopinda ndokumumhoresa vese naiye semwana wangu wandaive ndajaira kumba, but panguva yacho Bruce akandipa hug like arikupa musikana wake, even achipa introduction kune vamwe vake ahana kuti ndi mainini vangu noo akavaudza zita rangu handina kuita hanya nazvo, nyama yakatogo chewa paye and musi uyu ndoo musi wakatanga nyaya dzese mufunge , handina kutoziva kuti Bruce ayive akanditeya nokuti tiri pakati pekugocha ndakatogara kwangu ndenga, pakasvika mumwe musikana zvee akange atori musikana weone of the guy ayivepo ipapo zvee, ini ndakabva ndanyatsodekara chaiko ndati zvee vasikana tave two nyaya dzave kutotsva maphone number tatochinjana paye, vanhu vakadhakwa but ini ndaitya kunwa doro, handina kutonwa doro ndainwa hangu madrinks kusvika mukomana wechithree abuda handina kutoona kuti vaenda nepi vese vaive ipapa, iniwo naBruce ndokusara tangove two"" huya kuno Alone" ndaive nekutya asi ndakafamba ndichimutevera ndokunopinda mune imwe room soo ndichitanga kupinda imomo hana yangu yakarova apa Bruce akabva auya achimira pamberi pangu ndakamira padoor rakavharwa"" ko"" nguva iyoyo akabva abata muromo wangu nechigunwe chake ""He then started touching my lips softly zvaitonakidza zvekudaro" ndaingo bwaizika bwaidzika tuziso kutya nekudedera kwatondiputira paye asi moyo uchitodawo""what are you doing you know"" ndisati ndatopedza kutaura zvandaida,When I did that, he started to kiss me and I also kissed him back and held his head.handidi kunyepa guys handina kuona Bruce semwana wangu,At that time the romance started and this was the first time I came to the stage I had reached, ndaive ndakazvichengeta kwemakore ndichiri mhandara,ndichiti ndichazosvika pa stage iyi naAndy, but no zvakaramba ndakazviita nemwana watete vangu, ndakabatwa zvandakagutsikana and patime iyoyo kumunyara kwese kwakaoneka,handitozive kuti ndakabviswa sei dress randaive naro and panguva yacho ndakabva ndamubvisa t-shirts yaive akapfeka achibva andisimudza ndokundiradzika pamubhedha, waive wakawaridzwa zvakanaka ndokuuya pakusoro pangu akatanga kundikisa kubva muhuro achidzika neni zvishoma nezvishoma,kusvika ave pamazamu, kakuyamwa kaiita kakaita kuti kuzasi kwangu uku kuite kakugwina kwekunzwa kuti ndakange ndotoda kuiswa chaiko, and ipapo payi yamwa mazamu angu achifuridzira ndaitonzwa kuti ndine zvandaibudisa kuzasi kwangu, Andy akandibvisa pent rangu akariruma achizvibetsedzera nemaoko apa ini ndakange ndachitsinzini maziso angu, I was kissing everywhere even before he took off his pants he started kissing on top of it, ndokuzobvisa hake, nguva iyoyo akandikwisa chibean ichi achidzika kuzasi zvishoma, ndakatanga kumerera ndichibva ndamubata chest , ndaitya kuvhura maziso angu and he said""Alone vhura maziso ako unditarise"" ndakaita kakunyara but ndakatozonzwa kuti chakange chokwizira kuzasi kwangu chaive soft zvatosiyan nechigunwe nguva iyoyo ndoo pandakavhura maziso angu ndokuona kuti pakange pave kushandiswa iriyo chaiyo apa yakange yave nemazitsinga, ndainzwa kunonokerwa chaiko "" Bruce "" "" Yes babe chii"" ""Uhhhhhh" "" Babe chii"" ""Shhhhhh"" kakupuruzirwa kwacho kaitoita kuti ndishaye kana mhinduro, he started kuda kupinda mukati and ndaibva ndamubata zvine simba"" zviri kurwadza Bruce "" akabva atobvisa mbor* yakange yave kuda kupinda ndokukwiza nechigunwe chake, aaaaah kutaura chokwadi ndainakirwa asi kupinda kwayo mukati ndairwadziwa"" akadzokorodza zvekare kuda kupinda mukati apa akaita zvishoma nezvishoma but zvaitorwadza chaiko kuita kunge ndaiswa moto uku, and ndakabva ndatanga kuchema, ndokuzongo pushidzidza nesimba rake rese nguva iyoyo ndakamuruma pahuro nokuti anga akandibata zvine comfort yakanyanya zvokuti adaro akaita nguva asina zvaaita akanditarisa mumasizo chaimo,ndichinyatsoona rudo maari"" ndakabva ndatanga kuchema, makore ose aya ndakazvichengetedza ndichiti ndichazopa Andy mukomana wangu kana achinge andiroora but ndatobviswa humhandara musi webirthday rake nemwana watete vangu"" Bruce akafunga kuti ndiri kuchema kurwadziwa nezvaiita but ahana kuziva kuti ndiri kuchema ne betrayal yandakange ndaita Andy, ndakasvirwa kusvika munhu a producer, apedza akandisimudza ndokundipinza mubathroom apa iye achiita kudikitira chaiko, ndokundigezesa achibva adzôka neni kubed apa shit raivepo rakange raenda ropa akangoriisa pasi achibva arara akandiisa pachest "" pakaita nguva pasina ataura nemumwa tichingonzwa kufemerana chete ndokuzonditi"" I love you Alone,"" "" Ahhh Bruce hazvifi zvakaita uri mwana wangu iwe "" pandakadaro akaseka ndokunditi"" handina hukama newe ini manjenjenje"" pakadaro Bruce hana yangu yakarova nokuti ayitoziva mutupo hwangu ndichibva ndamuka paive akandiradzika""manjenjenje"" ndoo zvega zvandakakwanisa kutaura achibva anditi--- Stay tuned Mhamha vaIshe 💖
❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 693

Comments