King Lee Novels
February 24, 2025 at 11:33 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiKpTeG3R3aE9ULBb3R
Nzwisa yeamwe amabook akanyorwa na BC ,zvinzwire ne storyline iyo.
Ndini uya wekunyora virgin widow and prince of ruin ,reshirikadzi yakafirwa nemurume muvhiki rimwe varorana ,shungu dzake ne support kubva kuna vatete na tezvara dzomutuma kuti atsvakewo wake wakuchembedzana naye ,vamwene vake pakarepo vobatwa neshanje vachiti chemberera pano ,paanoti ashingirire osangana nema cousins Harold ,a playboy and Taflo a husband material .Huyai mutapirirwe nenyaya iyi .Book iri pdf racho Rine 898 pages ririko for free uye season 2 ndoiri mudariro .Chako pinda mu BC channel unowana full pack rebook iri .
Her beast .
Ndinizve wekunyora nyaya yechisikana chichangobva zera Rutendo chakati amai vake varipanhowo vachirwara vomupa makomborero nechenjedzo yekuti atize sezvo varume vemunharawunda make vakanga vamumukira vachida kumuyita mukadzi ,paanoti atize warume vaya vomuvharira mumba ,nekuda kwemoyo wekubereka amai vake vozvipereke vasina hembe kuti vayitwe mukadzi nevarume vaya iye awane kutiza nehupenyu hwake.This story iri emotion uye ine zvidzidzo .
Nyaya iyi ine 818 pages dzamahara huya tione.
ANAKIRWA NE STORYLINE HUYA KUCHANNEL UYE VERENGA KEYIRI MUDARIRO IYO . ICHO CHIRIPAZADI NDICHO CHANHASI 👇
Chaos ,Ruins & Mends
Crafted & Authored
By
BC
0️⃣7️⃣8️⃣0️⃣4️⃣8️⃣2️⃣0️⃣8️⃣9️⃣
0️⃣7️⃣8️⃣4️⃣7️⃣7️⃣7️⃣8️⃣2️⃣8️⃣
List of PDF available for free.
Her beast
Virgin widow & prince of ruin season 1
@all rights are reserved.
FREE BOOK
Episode 1️⃣
Dakota
"Tinashe please chimbondinzwawo mudiwa wangu "ndini uyo ayichema ndakagwadama ndakabata makumbo aTinashe "Liste...,
Ndakabva ndagumira ipapo imi woye pamunotaura chirungu zvine zvakanaka sak ndakati " ndinzwewo kani umwe yangu unoziva ndoda iwe woga please "
Ndichichema kudaro misodzi nedzihwa zviyiita makwikwi nematama angu.
Panguva iyi ndademba kut dai misodzi yeropa yaibuda ndaida ibude kuitira Tinashe aone how sorry I was
Tinashe anditarisa nemaziso matsvuku , kumeso aisatarisika kaviri , akafema kamwe kwakutarisa pregnant test yaiva mumaoko ake "pane chekuterera hre apa Dakota ,chandakatadza chii ,pfuma ndakubvisa ,zvese ndikayita ,is this how you reward me nenhumbu " akataura nezwi rakashoshoma nehasha , ukaona akudeedza ne full name zvinenge zvashata
Ndakatarisa vabebereki vangu vakanga vati wuna wuna .Dayi dzangu dzisiri nharo dzavo dayi ndakanga ndakataura na Tinashe .
Ndakabva pana Tinashe ,ndichikambayira kusvika pana amai vangu "Mom .....daddy please tsanangurirai Tinashe ,munoziva zvakayitika please "
Mom na daddy vangu vakanga vakuyita kunge vachafa nenyadzi .Vagara vanozviyita vanonamata ,dayi dzakanga dzisiri nharo dzavo perhaps Tinashe dayi asiri kundiona kunge tsotsi
Ndakasimuka ndokuyenda kuna vatete ,hanzvadzi yababa vangu "Please tete , explain kuna Tinashe ,I don't want to loose him please ,he is my life "
Tinashe akarova nhanho mbiri achindibata vhudzi "Dayi wakafunga izvozvo before you open your legs for another man "
"Listen to me Tinashe please ",ndakademba uku ayizunza vhudzi rangu .
*Wayiva mhandara Dakota ,ndakakubvisira zvese pfuma Kuti uve mukadzi wangu asi wakasarudza kuputsa chitsidzurano chedu chemakore maviri tichidanana .Soo handina chandoterera chobuda mumukanwa mepfambi yakaita Sewe , ungrateful pig"
Ndakatarisa mumaziso ake ,ayirayidza kusuruvara. I could see nhumbu iyi yakanga yarwadza Tinashe .Zvinhu zvakanga asina kutarisira .
"Listen Tinashe ,musiwe wawakabva kumba kuno uchiti urikuyenda kubasa ,handi ndakakuperekedza here "
Akanditarisa zviye zve confusion.
"I got raped that night " ndakasvimha misodzi as I remembered that night "After ndaraper ndakawuya kuno ,ndikawudza vabereki vangu kuti nditawure newe ,uye vandiyendese kuchipatara asi ivo wakasarudza chinamato chavo chekuti hakuna anoyendeswa kuchipatara ,vaiyiwunza vanhu vachindi namatira vachiti ndisabate nhumbu "
Tinashe akanditarisa and I could see doubt mumaziso ake asi ndizvo zvakanga zvayitika.
"They kept me hidden for whole month "ndakachema ndakatarisa vabereki vangu avo vakanga vawuraya hupenyu hwangu .Zviyito zvavo zvakanga zvabdisvitsa pano .
Vabereki vangu vakatarisa pasi apo Tinashe anga akavatarisa .Tinashe akatanga kuseka suddenly apa ndayiwona Kuti akanga atsamwa. Zvaitooneka kut he didn't believe me, aseka uku chiso chichipunyaira nehasha
"Is this an excuse the whole family come up with kuvhara chihure chako ?"akavhunza achiti akayendesa maziso kuna amai vangu ,oyendesa kuna baba , akayendesa kuna daddy vangu .
"Listen son ,Dakota arikutawura chokwadi ,it's our fault ,takatadza kuchengetedza mukadzi wako
Tinashe akatanga kugegedza zvakare.
"Asi munondiwona sefuzha kani l didn't know kut muri family ye mahure nxaa Rubbish?"
Word rekut hure rakaita kundirwadza kusvika pasi pasi pemoyo wangu
Akanditarisa Tinashe , ndokuti "Why Dakota ,ndayikuda zvawayiziva ,my parents vayikuda too .Why ?"
Nemashoko ekumuwudza ndakashaya than kungochema ,zveshuwa ndakanga ndamurwadzisa Tinashe .He of all people ayi asa derserver zvakayitika izvi .Uye ini ndakarwadziwa sezvo ndakanga ndakazviwudza Kuti Tinashe ndiye ayifanha kuziva miri wangu asi zvakakona n'anga murapwa achida .
Akasiya shaya dzangu dziya achindi sundidzira " Hauchafe wakaziva chinonzi mufaro Dakota ,semurwadzisiro wawandyita ,ucharwadziwawo "
Nemashoko iwawo akafamba akananga mumota yake
"Please Tinashe usandisiye please please "ndakachema ndichikambayira ndichichema ndichimutevera kumota muya."Please forgive me Tinashe ,I love you please .You are my life ,ukabdisiya ndinofa please Tinashe "
Akavhura door , ndokunditarisa ."Then die Dakota "
Nemashoko iwawo akavhara door remota ,ndokumutsa mota ,ndakanzwa kutsva ,uye ndakashaya zvekuyita neshungu .
Ndakaramba ndiri pandanga ndakagwadama paya ndichichema ,ndakatarisa amai vangu na baba vangu ."I hate both of you ,hupenyu hwangu is in mess because of you "
Amai vangu vakanditarisa."Young lady kutanga nhasi hauchabude panze kusvika nhumbu yako yabarwa "
"What ?"
"Nekuti tingagite chiseko chenharawunda plus iwe uchada kuzororwa ,nharawunda hayizivi Kuti wakarapiwa ,une nhumbu .Soo pinda mumba now *
"No leave me "ndakatawura kune hanzvadzi dzangu .Leo na Taku avo vakanga vachiwona drama rese zvavo vakamira .Ndakatarisa Leo uyo wandaiva close naye .
"Bro ,don't let them lock me too "
"You heard them sis ,this arrangement inobetsera iwe in future "akadaro Leo achindi kakaradza ,Takue akabva abata makumbo angu vachiteka teka
Ndakariridza zimhere ."Nduwudzeyi vabereki vangu chaivo varipi .Imi hamusi hama dzangu "
Ndakatarisa vatete ."Please tete "
Baba vangu vakatarisa vatete "You won't do such thing Joyce ."
Vatete neshungu vakafamba ndokuti "Ndokuyenda kumba kwangu .Sarai muyite chivi chisati chakambonzwika "
Leo na Takue vakandikandira mukati meroom mangu ,ndoku locker door ,ndakarova rova pa door paya .
"Please let me out "
Ndakachema asi hapana akandinzwa ,ipapo reality yakatanga kundibata mupfungwa.Zvayipachena kuwona kuti vefamily yangu vakanga vandifungira mweya usina kunaka .Only if they had let me go kuchipatara dayi pasina need yekundiviga kudayi .
Ndakavhema asi hazvina kuchinja ,muroom mangu manga musina even pekupukunyuka napo ,soo mazuva akafamba kusvika mu week ,week to a month .Apa nhumbu yangu yakanga yakundirwadza .
Kwemazuva andayichema pfungwa dzangu dzaingove nenzira imwe yekuti ndizvisungunure panhamo dzangu.
Rimwe zuva ndakamuka kubongomora mhere. "Dakota chii chanetsa" Leo akavhunza .
"Udza mhamha nhumbu ikurwadza "ndozvega zvandakakwanisa kuchema ndichiyita .
Knowing havadi venharawunda vazvinzwe ndakaziva kuti vachawuya nemumhu wekuchurch .
Ipapo ndopandayi -zopukunyuka .Nenguva yevhunza vayeni zvakayita sekudaro amai vangu vakawuya nemunhu anga awuya kundinamatira sezvo Leo akanga asvitsa muchemo wangu plus ivo vanga vandinzwa .
Vachangopinda amai vangu ndakabuda ndiri bara . Ndakapinda musango , mupfungwa dzangu mayingove nenzvimbo imwe iyo yandayizowana zororo .
Ndakamhanya ndokusvika pa bridge .Ndakamira ipapo ndichibata dumbu rangu .
Ndakanga ndakazvipira uye ndakanga ndakbofunga nezvazvo .Even ndikatiza ndiyani anoda musikana webasa ane nhumbu ,pakanga pasina .Soo nzira imwe yekuzvizorodza was to kill myself .
Nemumirire wandakayita chokupa mwana even akabarwa handina .
Ndakabata dumbu ndichichema "I"m sorry baby ,amai vako murombo ,chekukupfekedza even ukazvarwa handina ,pekuti urare handina ,maybe kune imwe nzvimbo you and I will get chance to live zvakare "
Without looking back ,ndakajambira mumvura.
*USARIRIRE BOOK IRI RICHANGE RIRMUDARIRO NE VIRGIN WIDOW SEASON 2 ,SOO HUYA UNAKIRWE IWEE *
❤️
👍
😢
🙏
😂
😮
124