King Lee Novels
February 26, 2025 at 06:32 PM
Hie King Lee
i want to say xnk yu nebook coz ndadzidza zvakawanda ini nyaya yanku yakada kufanna neyaLisa coz ini pandakaita pamuviry wemwana wanku ndakatoudza muface kuty ndozviripo akatoudza ana sekuru vake vakatouya kudern nyaya ikagadziriswa problem yakazotangira pekuty muface akandoudza moms vake ndopakatankira ma1 coz day rekuty ndiende takasvika tikadzingwa sembwa ndobva ndadzoka kumba kwedu ndikaudza moms kuty ndozviripo moms vakati huya kuno kuSA ndakakwira bus ndikaenda kuna moms hatina kuzombobvira taita communication nemuface kusvika ndapona aftr tht mnhu akungonditanga achibvubza kuty wakapona hre ndikaty eee mwana asaty adonha guvhu ndobva andisendera msge achity moms vake namukoma vaita accident vakafira pasport apa ndanka ndchry nechigumbu navo, bty pandaverenga book renyu ndabva ndahwa moyo wanku kugwadza apa muface akutotaura zvekutevera hnzi ndoda kuuya kumwana wanku .Ndongoti kwamuri ikko Amai zororai murugare chero makandiramba muri mupenyu
😢
❤️
🙏
😂
😮
👍
111