HoTalk Zimbabwe
February 27, 2025 at 06:56 AM
Admin can u approve my post and hide ndingaonwkwe NEMA haters My son ane 4 years anotuka vanhu achisimudza middle finger akazviona muma film Ivo vavakidzani vomurova vachiti watituka zvinyadzi. He still young haazvizive kuti zvinonyadza I'm so disappointed nevanhu vasina care NEMA toddlers especially mine Ari intelligent. I'm not happy nezuro akarohwa nemumwe mupharoah wepa next akarara achivhumuka whole night ndakutoona kuti akabatwa nebuka I'm thinking ku reporter case nekuti it's not fair https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
😂 😢 😮 💩 🚮 🙏 👍 🖕 105

Comments