HoTalk Zimbabwe
February 27, 2025 at 07:01 PM
Haa kana mazogara ka munhu akauya neidea yebranch ka ane nzvimbo yake yaakadzirirwa yakanaka zvikurusa,kutaura kuno ingori smile after smile branch roziva zvaroita haro irori kuitwa mwana mucheche chaiko.Ko ndaimboziva kuti munhu anotozodzoka kuita kunge mhandara kana wadiwa hako ndaizvizivirepi nezimushurugwi rakandiroora iri sex yacho ingori fugu ndee kuri dry kudaro worara hako kuchirwadza uku nxa no romance no what mxxxm,kotiwo branch roita kubva newe kure chaiko nayo romance kunyatsosvitswa chaipo chaipo apa harina kuomera eeh ko ndaimboziva kt kunze uku kune varume vanoziva zvavanoita aiwa ana judge Judy muri free henyu but muskana Ari happy kuno.Shurugwi rerume iri richifunga kt rondifixa nemahure aro kudzoka kumba kuseni aiwa ndinenge ndakarara dzehumambo kana kugaya kuti kunze kunei kutotanga kuglowawo wani nekudyiwa,neiwayo ndinoti hareroya
https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
😂
❤️
👍
😮
🙏
⚰️
💩
❌
👏
😢
133