ZIMBABWE JOKES 🇿🇼😂
February 28, 2025 at 06:35 PM
*Wokwira mushika shika naAmai vemunhu wako wonzwa vakuti "Haa mwana wangu ndamutadza, anovharira kana 5 pazuva"🤣🤣🤣*
😂 9

Comments