ZIMBABWE JOKES 🇿🇼😂
February 28, 2025 at 09:19 PM
*HEYAAA HEYAAA 🔥🔥🔥🔥* *BY PUBLIC DEMAND CHAKADZOKA CHIRONGWA CHIYA CHE GHOSTNATION CHINOITA MUSI WEGA WEGA NA 10PM, ZVINO NDADZOKA NARO CHANNEL LINK RACHO NDATI MUGARE MAPINDA NEKUTI ANDIKWANISE KUKUPAI ONE BY ONE. DON'T MISS IT OUT TOMORROW* *Follow, Scrollai Down Machats Muone Chaitwa nhasi haaa 🔥🔥🔥* 👇👇👇 *Zvinotyisa.☠️** Mmmm ruru rimwe gore pamba panga panetsa nezvinhu zvinenge zvichiita noise pamusoro pemba pakati peusiku Paisararika saka takabva taenda kunerimwe sowe tikanzi munopisa zumbani hutsi huye unodzinga mweya yakaipa meaning zvidhoma zvacho Tirirpakati pekupisa zumbani takangihwa izwi richibva pamusoro pemba richiti Takamirira kuti hutsi uhwu hupere ende muchapamama chete *Zvinotyisa☠️* Takayenda kumusha kunoona mbuya vagogo vairwara zvekuti vanga vakusagona kana kumuka kuyenda kut0¡let chaiko vainge vakutoshandisa wheelchair so husiku tarara ndakanzwa kuremerwa chaiko apa mumba maive nerima kwakuzoisa mwenje kwakuona mbuya vekurwara vaye vakanditanangira apa vasina kana kupfeka kutobvunzwa nhai gogo muri kuitei hanzi ndiri kutsvaga chemba apa munhu aisagona kana kumuka ega kubva ipapo handina kuzoyenda kumusha kusvika vafa *Zvinotyisa☠️* Hi rudo zvinotyisa iyi, ndakati 2021 ndaenda kuchristmas kumusha kuChitomborwizi ukoo, saka ndakadanana nekamwe kamusikana ndobva kanditi ndiperekedze kumba kwedu, ndakaperekedza paye kobva kandiraira nzira yekudzoka nayo since kwaive kwadoka, vanhuwe ndakarisika zvisingabviri, ndobva ndazoita zvekuti rega ndidzokere kumashure, ndiri muroad ndakasangana nasekuru vaive nengoro yavo yemadhongi ndikavavhunza kuprazi kwandaida kudzokera vakati aah nguva dzino, apa kwaitove around 10 pm husiku, ndikati ndarasika, ndati sekuru vakangonditi kwira ngoro ndikuperekedze pawangauchifanira wapinda napo, ndati vakatondivhunza vanhu vekumba kwedu ndichitodairira. Ndaive netorch yefoni vakanditi dzima husiku huno hazviite. Ndakazosvitswa paroad yainanga kumba zvikanzi chiburuka utevedze nzira iyoyo kusvika wanzwa ruzha rwepamashops. Ndakavatenga ndikada kuvapa dollar vakariramba vakati unonopa mbuya vako vanofara. Ndakati ndichisvika pamba vanhu vaive vanzwa nekunditsvaga, mbuya vakati wange uripi, kudorondedzera nyaya yangu. Vakabva vati anga akaitasei munhu wacho, ndikarondedzera zvese ndati mukitchen makanyararwa kuti ziiiiiii. Hapana akataura ndakangoti iiih hameno, ndakapa mbuya mari iya vakangoti hayas muzukuru wangu. Mangwana acho mudhara akangomuka akti handei kuHarare pasina kana explanation. Ndakazoudzwa naMhomz kuti nyaya yako iya munhu wawakataura ndisekuru vako vakasofa 1986 apa ini ndiriwa 95. *Zvinotyisa☠️* Hi rudo ini ndakamboti ndakarara husiku ndega ndakafuga musoro ndakangopepuka husiku kwakubva ndaburitsa ruoko ndikabva ndamhoreswa🤨 https://whatsapp.com/channel/0029VaZRy8pBKfhwE2ZXEx28
😂 2

Comments