MITI🌿NESORA💐ZVINORAPA💊
February 28, 2025 at 09:23 AM
Kusimbisa muviri
*Kusimbisa muviri*
Kune vakaperezeka miviri kunwa mudzi wemupangara unosimba bonzo nenyama even musana nekuisa muguchu unogwinyisa futi
Musana
Tsvakai mutarara midzi yacho monwa, kana kutsvaka vanhu vanochera makuva morara pasi vokutsikai
Chibereko
Kune vaye vane problem yechibereko
1. Tora onion dzema shallots mashizha acho womakwizira mumaoko ako womaisa zasi mukati mesikarudzi chaimo tsvina yese inobuda zvaunotoona
2. Tora mashizha emuzimbani womakwizira mumaoko ako anoshanda sema onions zvakare Musakacha nedombo pliz tumatombo tunogona kuzokukanganisai
3. Torai bute, fodya yemhino iya iya motora chijira chakachena moputira moipfeka zvakare inoshanda
Tingazive sei kuti chibereko
1. Chibereko icho pachiri chinorwadza zvekuti ukapinza chigunwe ukabata unorwadziwa
2. Chinogona kurwadzisa musana uchiita kunge muchiuno makasungwa nebhaudho kana kuita kunge unonzwa bayo
3. Chinogona kurwdzisa pasi peguvhu asi zvinorwadza zvekuti unogona kufamba wakakotama
4. Gumbo rinorwadza kubva muchiuno kusvika kutsoka richiita kunge chiveve asi richirwadza rinogona kutokutadzisa kufamba
Shandisai mishonga iyo muchaona zvichipera
👏
😂
🙏
3