MITI🌿NESORA💐ZVINORAPA💊
February 28, 2025 at 09:23 AM
*Mubhubhunu* Chifuva kana chanetsa kurwadzaa kunyanya vanosimudza zvinorema Kufema huruva Vanombopisa kana kuputa fodya Vaye vanoshanda nguva refu vakagara chifuva chikakurwadza Kwete ane asthma kwete Kunzwa chifuva kurwadzaa zvikuru manheru kuzarirwa kuye usanetseka tora muti unonzi mubhubhunu unoita tuvana tunodyiwa um Tora mashizha ayo boilisa imwa mvura yacho kana kuchera midzi yacho omesa wokuya kuita powder yacho uchimwa or kuisa muporidge
🙏 👍 👏 8

Comments