Miss Novels T.N Bvaru
February 25, 2025 at 02:03 PM
*A JOURNEY FOR LOVE*
🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🗡️🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸🩸
https://chat.whatsapp.com/JZhWQZLwZEx1m0ZbZJXuTv
*NEW BOOK 📕*
*BOOK NUMBER 19📕*
*Mhanya upinde muchannel aMiss 💞 T.N Bvaru kunobikwa huchi wasara wasara mabook avo akapera ariko ikoko kusanganisira nerino maprevious chapters aro ariko ikoko 👇👇👇👇👇*
https://whatsapp.com/channel/0029VaW1LOK6buMR2Kifdq2G
*For comments click link below*
https://chat.whatsapp.com/KNx1kkMnqFCES6xYch0tbj
By
*MISS💞T.N BVARU*
*LIONESS*
*CONTACT*
0️⃣7️⃣7️⃣9️⃣5️⃣7️⃣4️⃣7️⃣6️⃣6️⃣
*Read comment and share please*
*Chapter 8*🦚
*Naration*
Mambo Madzore vakasvika pamba pavo kubva kwavainge vashanya vakawana pamba pavo paine vanhu vaiva vakavamirira vachida kuvaona, semunhu wamambo vakambosvika ndokupinda mumba kunodya mwana komana wavo akauya kuzovakwazisa akasvika ndokuti "makadii baba", Mambo vakamutarisa ndokuti "Ndiripo wakadiiwo", vakadaira nevoice riri pasi, Paradzai knew kuti baba vake will respond that way, he felt disappointed achibva abuda ndokuenda zvake panze akanopinda mumota ndokufonera shamwari yake achibva abuda nefriend yake vakuenda kuchipinge mutown, vari muroad Paradzai akabva ati "Sydney I don't understand my father honestly", Sydney ndokuti "How do you mean?" Paradzai ndokuti "I think he doesn't like me as his only son", Sydney akambonyarara ndokuzoti "I don't think so, maybe pane pausiri kunzwanana navo, or zvauri kuita zvavasingade remember the king use to love you so much when we were kids", "But not anymore and I don't know why, I feel like he doesn't like me that much", Sydney ndokuti "No the king loves you but I think he hates the way you behaves sometimes", akapindura Sydney Paradzai ndokuti "The way I behave like?", ", You don't have time with your father zvavanenge vachironga" , akadavira Sydney. Paradzai ndokuti "If that's the case ndichapagadzirisa ndova close to him I love my father so much and Im his prince", Sydney ndokuti "It's okay Im glad to hear that", vakazoramba vachitaura dzimwe nyaya kusvika vasvika muchipinge mutown vakambotenderera zvavo imomo ndokuzodzoka kumba zuva rakuda kudoka.
Mukadzi wamambo Madzore akaona madaviriro akaita Mambo madzore kujaya rake haaana kufara nazvo asi haana kutaura patime yacho akamirira kusvika Mambo vataura nevanhu vaiva vakavamirira vaya kusvika vaenda. Vaenda Mambo vakabva vanogara zvavo mushade yaiva yakavakwa pamba apa sezvo kwaipisa Mai Madzore vakabva vati ndawana mukana wekunotaura navo sezvo vaiva vega, vakabuda mukitchen Ndokutora chair vachibva vanogara pedyo namambo ndokuti "Ndine zvandisiri kufarira these days Mambo", Mambo Madzore ndokuti "Madii kumbosiya ndizorore ndiri kubva kurwendo", Mai Madzore ndokuti "Ehe ndiri Kuzviziva kuti muri kubva kurwendo asi madaviriro amaita Paradzai paakumhoresai haana kundifadza kubva maita sekuti hamuna hanya naye kudaro", Mambo Madzore ndokuti "Asi ndatadza kudavira maida kuti ndidavire sei?", Mambokadzi vakabva vati "Kutaura chokwadi hamuna kumboratidza kufarira mwana wenyu and I don't know kuti why?",. Mambo Madzore vakabva vati "This is between father and son hazvina chekuita nemi, and musasaramba muchitaura nyaya iyoyo", Mai Madzore vaiziva kuti kana murume wavo adaro atoreva vakabva vanyarara zvavo asi mumoyo zvaivadya, vakasimuka pashade paya ndokuenda zvavo mumba. Mambo vakasara vakagara zvavo vachinzwa kutonhorera kwaiita mumvuri weshade.
Paradzai neshamwari vakazodzoka kubva kuchipinge mutown zuva rakuda kudoka vakasvika ndokupaka mota yake akaona baba vake vakagara mushade achibva aenda kunovakwazisa this time vakadaira zvakanaka izvo zvakafadza Paradzai akatanga kutaura navo nyaya achitevedzera zvaiva zvataurwa naSydney shamwari yake. Paradzai aiva akurwadziwa nekadistance kaiva kakucreatwa between him and his father king Madzore, Mambo Madzore vaiva nemwanakomana one iyeye Paradzai nevasikana 2.
*Jane*
Jane was much stressed nekusadzoka kweshamwari yake kana kubatika pafone zvapo aiva asisabatike ainge akudemba kuti dai akaudza vabereki vaNala chokwadi from day one zvaaigona kubatsira, aiva akugara akabata fone mumaoko achingopedza kufona number dza Nala asi dzairamba, akademba kuti dai aiziva kwakaenda Nala chaiko akatevera kunoona kuti chii chaitora nzvimbo, kuti achiriko here kana kuti pane zvakaitika kwaari. Ari mukati mekufunga akaona incoming call yamai Nala hana yake yakarova aiziva kuti vari kuda kubvunza nezvemwana wavo. Akatora maseconds asina kudavira akazoidaira yakuda kuno kata Mai Nala vakabva vati "Jane Hausati wanzwawo anything from Nala", voice ravo rainzwika kuti vari kuchema akabva ati "No mhamha handisati ndiri kutoedzawo kumubata fone yake haisi kuita", Mai Nala vakabva vatanga kuchema zvainzwika pafone ipapo "Where is my daughter, God please bring my daughter back to me she is all that I have I.... I....", havana kuzopedzisa zvavaida kutaura vakuchema Jane ndiye akatozokata call yacho. Achibva kukata fone akabva akanda fone yake pamubhedha achibva agara ndokutanga kuchemawo, kuchema kwamai Nala broke her heart zvekuti she couldn't resist her tears yakatanga kuyerera yega. Dzimwe pfungwa akambofunga kuti otevera kuchipinge asi aisaziva kuti anonanga kupi akaona zvisingabatsire. Umwe moyo aida kuudza Mai Nala chokwadi asi aitya futi nesituation yanga yava paground kuti anozonzi akambonyararirei pese apa aiva a kunamata kuti dai Nala angodzoka ari mupenyu she knew kuti her parents will not survive it kana akanzi atadza kudzoka zvachose, wekuti audze zvaiva zvaitika akamushaya sezvo zviri Zvinhu zvavakaronga vari 2 pasina umwe anoziva and iye Jane ndiye ega aiziva nezve affair yaDavison naNala.
*Nala*
Nala akabuda panze akaona munhu uya anga achitaura atova mumba mukitchen, hana yake yairova akatanga kutevera mbichana mbichana achienda kukitchen Kuya akuda kunosvika padoor munhu aiva mumba akabva abuda Nala akavhunduka achinzwa akunzi
"Nala!" Iye achibva ati
"Davison!"
Davison akabuda Mumba achisvikombundira Nala vakatora kanguva vakadaro Nala ainge akutoburitsa misodzi nekufara kuti ndiDavison waari kuona. Davison akabva ati "Nala, wakauya riinhi how did you find kumba kwedu? , I can't believe this.... Is this really you Nala? ", Nala akaramba akambundira Davi zvekuratidza kumusuwa achibva ati "Why Davi kuenda usina kundiudza even kundioneka zvako hauna why wakadaro Davison", Diva akambonyarara ndokuti "You won't understand Nala something hapenned chakaita kuti ndizobva ndisina kukuudza", Nala akabva aregedza Davison ndokumutarisa mumaziso chaimo ndokuti "Something like what Davison? Or you don't love me anymore", Davison akabata Nala mashoulders ake ndokumudhonzera padhuze naye achibva ati "Come off it Nala! you know I love you from the bottom of my heart". Nala ndokuti "So why didn't you tell me , you left silently and waenda hauna kana kundifonera uchindiudza kuti uripi, why Davison", "I am soryy Nala pane zvakaitika kuti ndizongobva asi ndanga ndichadzoka kuharare just for you", Nala ndokuti "You know I love you Davi waifunga kuti ndosara ndichirama sei usipo", Davi akabva abata chirebvu chaNala ndokusimudza face yake vachibva vatarisana mumaziso chaimo achibva ati "Nala, my love for hasn't changed I still love you, I will not love anyone else except you Nala", Nala achinzwa mawords aya achibva kuna Davi she couldn't hold her tears akabva atanga kuchema achimbundira Davie zvekare. Davi akatanga kumunyararidza achimupuruzira kumusana kwake low low achibva kuhuro achidzika kumusana. Papera kanguva Nala akazonyarara vachibva vapinda mukitchen vese naDavison vasati vambotaura zvakawanda Mai Mushayi vakabva vadzoka, vakarohwa nehana vachiona Davison adzoka vasati vambotaura anything iye Davison akabva ati "Makadii ko Mai Davison", Akataura achisimuka paaiva akagara achinova hugger, the look on his mother's face disturbed him akaona kuti vainge vasina mufaro zvachose vakabva vati "Ndiri right hangu kwanga kurisei kwawabva", "Kwanga kuri boo zvako, ndanga ndatokusuwai mese nababa, ivo varipi handina kumbovaona kubva zvandauya", Mai Mushayi ndokuti "Baba vako vanenge vaenda kumakura uku vanga vachambogona here nezvatanga taitirwa nemusikana uyu ari kuti muyenzi wako", Davi ndokuti "Chii chakaitika muchembere", Mai Davi vaida kutaura zvinoita kuti Davi ati Nala adzokere kuharare vakabva vati "Zvatanga taitirwa ngozi mumusha, vakaenda kumvura naHazvinei vakabva vanochera padziva riya rinoera iye Nala ndokuwiramo kuita mazuva maviri arimo takatoshama tichiona achidzoka kuti titi akapona sei handizive zvinotoda iye achitsangangura", Davison akavhunduka achinzwa mashoko aya kubva kuna mai vake akabva ati "Nala is this true, what happened who saved you?", Nala ndokuti "I don't know the person haana kundiudza even zita rake", Davison ndokuti "thank God you survived it ko dai wakafa ndaiita sei nhai Nala", Mai Mushayi vakatoona kuti mwana wavo is much in love with Nala, zvazvaiva vamuudza zvaiva zvisina kana effect kwaari iye anga atova worried nezvakaitika kuna Nala Mai Mushayi vaifunga kuti achatsamwa kana kutya oti Nala adzokere kuharare, vachiona zvaiitika kuna Davi naNala she sensed danger asi havana kuda kutaura zvakawanda vakazongoti "Saka ndiani wako musikana uyu Davison",, Iye Davison akamboseka ndokuti "Mom this is Nala a girl I want to Marry", Mashoko aya akabata Mai Mushayi asi havana kuda kutaura vakabva vanyarara. Mumoyo mavo vaiziva kuti Hazviperi mushe namai mhuru nenyaya iyi ivo vainge vakatsidzirana.
Nala naDavison vakazobuda mumba muya Davison semunhu aifarira wo musikana wake akabva abuda naye ndokutanga kufamba vachitenderera achimuratidza zvakaita village yavo and village life and all the places, road yavakashandisa Nala haana kuziva kuti inonanga nepi sezvo aiva muyenzi aingotevera kumashure kwaDavison, all the way Davison aingotaura asi Nala aiva mubishi rekufunga zvaaiva akaudzwa kuti Davison ndiDanai huDanai hwacho ndohwaaitadza kuziva kuti huri kubudira papi ari mukufunga kudaro vakazongoerekana vasvika padziva Nala akavhunduka achiona dziva akabva arangarira mashoko aakaudzwa nezwi kuti usasvika padhuze nedziva zvachose asati ambodzoka kumashure akangonzwa mhepo yakauya nekuseri kwake yakamupusher zvine simba ichimuendesa kudziva paakaona kuti akunopinda mudziva akabva afunga zita raDavison raakaudzwa nevoice riya akabva adaidzira kuti
"Danai!"
Davison achinzwa kuti Danai akanzwa simba raasina kumbobvira akanzwa pahupenyu hwake.
Stay tuned...
Masibanda loves you
❤️
🙏
👍
😢
😂
😮
233