L.T. MAHACHI NOVELS
February 23, 2025 at 08:54 AM
https://chat.whatsapp.com/FaGOEHrAxkg3GbwBqu45ga
FROM 1 FOLLOW CHANNEL
https://whatsapp.com/channel/0029VaFdnm1CXC3LOi24EY01
TITLE : SHE BECAME MY EVERYTHING
STORY BY L.T. MAHACHI
O77799O714
O775O72O31
INSERT 21
GERALD
Peace chaiyo mukati mangu handina.......it was actually better time yakanga ichakaungana vanhu panhamo. Everything that surrounds me has a way of reminding me of my son. Dzimwe nguva ndinongonzwa misodzi yave kubuda yega.........handina kumbobvira ndakaziva kuti life can be this painful. Ndaifunga kuti we had more time together with my son. Chinhu chiri kutombounza peace mukati mangu idoro.......munozviziva imi kuti when one gets drunk panenge pasina kufunga twakawanda.
I woke up ndichinyatsofeeler kuve so down on Saturday, I just bathed ndokubva ndatobuda ndakananga kuGlen Forest........ndakaita pass by pana Jason Moyo naSam Nujoma panotengeswa maflowers paya and bought a lot of white fresh flowers. Ndakanosvika paguva remwana wangu ndokubva ndaita scatter those flowers zvekuzadza pamusoro pese ndichitaura hangu zvaive pakati pehana yangu. It somehow made me feel better zvekutorevesa chaizvo.
Ndakaita kakuseka ndega nguva yandakasimuka ndave kuda kudzokera kumota ndichifunga kuti I haven't communicated with Lydia kubva musi watakaviga mwana. Nekumuziva kwandinoita haangonyarare asina zvimwe zvaari kuplanna. Akaita get away zvake that day asina kupindura mibvunzo yedu achinzi arwara but this time around ndiri kuda kumuratidza kuti haana kungwara.
I spoke to myself ndave kugadzira seat belt rangu ndichiti........
"I have to move from that apartment as soon as possible nekuti munhu wemusoro wakazara mvura uya anogona kutongonogara ikoko hama dzake dzichifunga kuti we are ok!"
Ndave kuda kutanga kumutsa mota my phone rang and it was my mum who sounded so worried pavakataura paphone ipapo vachiti,
Mum : Uri kupi nhai Gerald.......nguva yese ndanga ndichifunga kuti urimo muroom mako.
Ndakatanga ndaseka zvangu ndokubva ndazoti,
Me : Hindava kubva maita kunge muri kutsvaga mwana mudiki kudaro nhai mhamha?
Mum : Ndinonyatsoziva kuti you are not ok mwanangu........
Me : I will be fine.......I am gradually getting there, ndiri kuGlen Forest. Ndave kutobva hangu. I will see you soon.
Ndakanzwa vave kutura befu ........she went silent for a while ndokubva vazoti,
Mum : Ko wadii kundiudzawo tabuda tese?
Me : I just wanted to have intimate moments with my son mhamha........
Vakabuditsa sound yairatidza kupererwa ndokubva vazoti,
Mum : Mwari vakupe nyaradzo yechokwadi mwanangu........
I just responded with an Amen ndokubva tazoonekana zvedu. Ndakazoita drive from Glen Forest ndakateerera music zvekutombopinda munyika yangu ndega chaizvo. Each time a love song played ndaingoita picture myself with Nyaradzo.......Haaaa mwana uya so ka! I am trying to avoid thinking about her but zvinongozviita zvega. She is just a different human being, coolness ne calmness zviri maari so ndezve imwe level. I am falling for her zvitori serious zvekuti handizive kuti ndichazvikunda here zvekungoramba ndakamutarisa. Kutaura chokwadi dai asiri hama yaLydia I think by now ndingadai ndatove pane imwe stage naye. She is that kind of woman anondimereresa each time pandinonzwa voice rake and I get hard each time I look at her.
Ndakazopinda mutown dzatove around 11.......I didn't realize that I had spent hours ndiri paguva remwana wangu. Chinhu chandakatanga kutsvaga pandakapinda mutown isadza chairo and some grilled pork. Ndakatomboita nguva ndiripo pakarestaurent ikako ndave kutonwa zvangu Zambezi yainyatsotonhodza nyama zvese nemweya.
Ndaive zvangu pakunwa doro asi ndaitofunga zvakawanda zvehupenyu hwangu. Ndaiti ndikafunga kwandakanga ndabva ndainzwa hasha so..........ndainzwa kuvenga Lydia naamai vake kusvika pekupedzesera. Munhu anonzi Lydia uya ndiri kuda kumuvharira panze chaipo!
I smiled ndave kusimuka nekuda kweidea yakanga yauya mumusoro mangu.........ndakatongobva ipapo ndananga kunotsvaga locksmith. Hazvina kana kutora nguva kuti makeys ese emuapartment mandaigara naye achinjwe. She will never have access to the place, hembe dzake nezvese zvake zvirimo ndichazoita kuti zvirongedzwe nehama yake Nyaradzo mumazuva anotevera ndozozviendesa kwatete vake vaya vekundirasira muromo the other day muvanhu vachiti mupote muchiuya kuzoona mhuri yenyu.
Ndakanosvika kumba ndaita make up my mind kuti furniture yese iri kuapartment kwandabva uku ndichaiisa kuauction ndoita move to a new place kwandinonotanga a new life because everything in that house will always remind me of Liam..........I just need to start over again in a different place with new surrounds!
MR ZINDOGA
Ndinosimbonzwa zvichinzi vakadzi vane moyo yakashinga but waLydia wandityisa ini. Kurevesa pamberi paMwari when I suggested going for a trip with her ndaingotaurawo ndichifunga kuti munhu ari pakuchema haabvume but iiiiih masindimariro emoyo wake kana munhu chaiye anogona kuuraya. Handizive kuti haanawo here kurwadziwa nelabour pain paakazvara mwana iyeye inochema nevamwe vakadzi. Haaaa vanhu vanosiyana chokwadi, ini amai vekumba kwangu tikatorwarirwa nemwana unoona munhu achishaya appetite zvino uyu Lydia akabva kufushira wake mwana a few days ago azere nayo appetite yechikafu, yedoro neyebonde zvese!
It's already a Sunday........tatove ne two days tasvika pano. Ndakanga ndakati rabada zvangu after a long session with mwana anoita kunge ane maspring muchiuno uyu. Unototi uiridze chete mhere yekunakirwa kana akupakurira Lula Lula. Ndakanga ndakamutarisa achivhara maziso ake mbichana mbichana zvemunhu akanga ave kubiwa nehope. Ndakamubata nipple ndichiita kakutekenyedza so ndokubva aita kakuvhunduka kwave kunditarisa mumaziso achiti,
Lydia : Wave kunakidza ka kutambisa mukaka wenyu Shumba........
Ndakaswedera kwaari ndokubva ndambonosveta zamu riya kwave kuzomutarisa kumeso ndichiita wonder kuti achiri mumarriage here munhu uyu kana kuti kufa kwakaita mwana wake ndiko kupera kwakaita imba. Uyu ndagara naye and ndinoziva the kind of guy she is married to........maziviro andinomuita mpfanha anonzi Gerald iyeye anophoner kana five times a day but apa kubva Friday yatakauya pano haana kumbophoner kana, munhu waanototaura naye paphone ndiamai vake. Nekuda kwe such an observation ndakangozviudza kuti I need to be careful with this one nekuti kana asisiri mumba chinhu chaangade kutanga kuita kuvhiringa yangu. Apa pave kutoda kutamba ndakachenjera ndakavhura maziso. Ini zvemjolo izvi handizvifariri nemunhu ari single, ndinoda munhu anodzokera kumba kwake nekuti ndinoziva kuti yangu imba inenge yakachengeteka.
MAI LYDIA
Akaita nharo akaenda kuHwange achiita delay zvinhu zvine basa. Ini ndinoshaya kuti kuvarairwa kwakadaro anokuwana kupi munoziva.......tese tinonyatsoziva kuti basa rake chairo harina mari yakawanda yarinomupa, uyu wekwaSanyika ndiye akatochinja life yedu for the better. Dai mwana anga achiripo zvaive nani taiti kana akamuramba taizosimudzwa nemari yemaintenance! Unoshaya kuti chinoputira munhu chiiko zvekutadza kuona kuti paakamira hapana kumira mushe!
Ndakabuda on Sunday zuva rodoka ndichienda kwaMachipisa kune vamwe mbuya vakandibatsira zvakanyanya pamurume wangu ndichinotsvaga zvekudzosera kamuswe kavo kave kuda kubuda mumatrousers nenyaya yaiye mwana akashaika uyu. Ndakanga ndave ne over a year ndisina kuonana navo mbuya ava nekuti vakambenge vaenda kumusha kwavo kuMalawi, kusavepo kwavo ndiko kwakanotisvitsa kuMakonde nenyaya dzaLydia. Zvangu zvakanga zvaita so semunhu wandagara naye kwenguva ndakavatsanangurira mamiriro akaita imba yemwana wangu and mhinduro yavo yakandifadza.........she said,
Her : Izvi zvinongoda mbatya dzavo vese dzemukati tosanganisa nezvatinazvo pano, anouya ega.......haanonoke kana! rinoita danda chairo iro gumbo rake retatu and zororo racho anozongoriwanira pana iye mwana wedu chete.
Ari kufanirwa kutokasika kudzoka Lydia uyu anotora underwear yaGerald kuapartment kwavo pasati paitika zvinovhiringidza.
❤️
🙏
👍
😢
😂
😮
137