L.T. MAHACHI NOVELS
February 25, 2025 at 11:17 AM
https://chat.whatsapp.com/FaGOEHrAxkg3GbwBqu45ga
FROM 1 FOLLOW CHANNEL
https://whatsapp.com/channel/0029VaFdnm1CXC3LOi24EY01
TITLE : SHE BECAME MY EVERYTHING
STORY BY L.T. MAHACHI
O77799O714
O775O72O31
INSERT 24
GERALD
Saturday turned out to be one great day.......for the first time since burying my son ndakanyatsoita enjoy myself. Vakomana vandakanga ndiinavo vanogona zvavo kufara kana vada. Doro rakanwiwa nyama ikadyiwa tiri kuLake Chivero. Kana kumba chaiko handizive kuti ndakasvika sei.........mhamba yaive yakazara musoro wese.
Ndakainzwa ndiri kuhope chaiko knock yacho zvekuti ndakatomboda kuita ignore but it got louder.........ndakafugura musoro ndokubva ndadaidzira kuti,
"Yeees........"
Vakapinda amai vangu vakapfeka uniforn yekuchurch.........before I could even greet her vakanga vatoti,
Mum : Nhasi iSunday Gerald.........hapana ari kusara pano. We are all going to church.
I yawned and said,
Me : Musoro wangu uri kutema mhamha........tinoenda next week.
Mum : Unouya uchizorora tadzoka, kuchurch ndiko kunosudurudza mhepo dzinenge vana Lydia.......funga mhani kuti vanhu vekuchurch vakamira sei nesu pano panhamo yemwana.
Ndakamuka ndisingade nekutoda kuita avoid mashoko akawanda. Takaenda kuchurch nemota yamdhara..........ndaiita kunge ndichadonha kani service yese nehang over. Doro tinorida zvedu asi zvimwe zvarinozotiita marwadzo chaiwo. Takadzoka hedu kumba around 10:30, I had a strong cup of coffee ndikanzwa zviri nani. Ndakanga ndiripo hangu pamba asi pfungwa dzangu dzakanga dzisipo..........all I was carrying in my mind was Nyaradzo, ndaive nechidokwadokwa chekuda kuziva kuti akanga aenda kupi uye kuti achadzoka here but amai vangu vakanga vasingabvunzike manje.
Ndakanga ndichangopinda mubedroom mangu kuti ndimboresta payakapinda call from Dave mukoma wangu akanga asingasiyane neni pafuneral yemwana. Takamhoresana paya ndokubva ati,
Dave : Bamnini, ndimi musiri bachelor seni.......... I have contacted vamwe vakomana and they all seem to have appointments nanamainini. How about we meet kana paMereki zvapo tichibvisa hangover.
Semunhu akanga asina kana plan for the day ndakatobvumira mudenga chaimo ndichiti,
Me : Bho zvokuti mukoma wangu but hmmmmm zvanhasi two maCastle Lite will be enough for me.........mangwana kubasa, I have a series of meetings.
Akabva aseka zvake achiti,
Dave : Chikuru kutandara wangu, I am alone here........vanhu vaenda kunoona ambhuya kuChitungwiza.
Ndakadzibvunza zvekudenha ndichiti,
Me : Ko imi masarireiwo?
Dave : Iwe, vanhu vanonzi vana ambhuya havasi vekunyanya kujairirana navo sterek.......tozopedzesera tisisina respect for each other.
Takamboseka paya kwave kuzoita end the call after agreeing to meet in an hour. Takambotaura zvedu nyaya dzevarume vakuru when we met, he was asking me about Lydia and ndakamubudira pachena kuti,
Me : Uya uya handisisina basa naye mukoma.........ndakamubvisa musystem mangu kudhara, kugara kwandanga ndichiita naye kwanga kuri kwekumanikidza and I was doing it for my son........now hapasisina chekufira musaga sekiti.
Dave : Handisi hangu munhu anoita support chinhu chinonzi divorce but haaaaa marara anonzi Lydia aya ari kuda kurasirwa kure nemusha chaiko. What I would advise you is to take your time wonyatsotsvaga munhu kwaye anokupawo chiremerera kwete kungowira sezvawakanga wamboita.
Ndakamboda kumuudza kuti ndakatonyura kare murudo nemusoro but ndakaona tichizotadza kuwirirana pakuti babe ihama yaLydia. Zvaizvozvi handisi kuda kunzwa mashoko anoita push me away from her..........chandiri kuda kupinda matalks naye ari serious tione patinosvika.
Kunwa kwakanga kuri kushoma.......we spend most of the time tichingotaura chete ndokubva tazoparadzana around 5. He is a responsible man ka mukoma wangu, hanzi Sunday evening is family time.
NYARADZO
Ndakanga ndave restless takamira naKudzi pabus stop time dzichifamba transport isiri kubatika zvayo. Takasvika pakufamba kubva mumaraini kuenda kuna Bulawayo road chaiko. Kudzi is just a year older than me and haadade nekukurira mutown zvinoita mainini Lydia zviya. Akatoseka zvake tave kupukuta makumbo tamira paroad achiti,
Kudzi : Hamheno kuti nyasha dzekudiwawo nevane mota dzichatiwanawo riinhi asikana. Handiti ungadai waakungonosiiwa pagate so nabamkuru nhai dear!
Takarovana maoko paya ndichiti,
Me : Dzichatiwana sis, and nyasha dzacho dzinouya dziri mumazita edu kwete evarume......
Kudzi : Amen munhu waMwari..........
Tichiri kuseka paya ndakaona mota yandinoziva yave kumira nechepamberi pedu. Vakanga vari baba vaLiam mufunge, ndakanga ndisina kutarisira kuvaona panzvimbo iyoyo zvachose. He lowered his window and Kudzi akabva ataurira pasi achiti,
Kudzi : Iiiiiih, ava vanomirira vanhu paroad? Kungoti wave kugara hako kumba kwavo.
Takafamba zvedu ndokubva tanomira muzasi memota, he smiled showcasing his handsome features. Hamheno zvandakangonzwa so mukati mangu nekungomutarisa murume iyeyu. Handinzwisise hangu kuti kamwe kauneasiness kandinonzwa when I am around him kari normal here. Vakataura vachiti,
Gerald : Muri sei vasikana? Muri kuenda kupi? Pindai ndinokusiyai kwamuri kuenda..........
We responded to his greeting and Kudzi akabva ati,
Kudzi : Nyarie ndiye ari kuenda kuGreendale ..........inini ndave kutodzokera hangu kumba.
He smiled again and said,
Gerald : Pindai mese........ Kudzi ndonokusiya kudhuze nekumba, and please........hatina kumboonana handiti!
We sat comfortably kuback seat tichiseka hedu zvaakanga apedzesera kutaura. Takadzokera kwatakanga tabva tichitaura zvedu nyaya dzedu iye driver wedu akanyarara. He dropped Kudzi a few houses away from their home and patakangoti pote muroad yekuseri akabva ati,
Gerald : Huyawoka uzogara kunoku neni, I am not comfortable with you mugotsi mangu.
Ndakanogara ndakazvipeta panzvimbo pamainini Lydia, he just looked at me neziso rine zvakawanda zvaaitsvaga pandiri ndokubva azoti.........
Gerald : Isa seat belt sweetie tisati tasimuka, tinonetswa nepolice iri pamberi apo.
Ko ndaigombozviziva kuti rinoiswa sei seat belt racho here veduwee ini Nyaradzo akakura achikwira mungoro yemadhongi. Ndakange ndenge ndichazvidzipa naro iye munhu akangonditarisa zvake ndokubva azotaura ari so calm achiti,
Gerald : Let me help you........
Akaita kakuswedera pedyo neni ndokubva aridhonza belt riya zvishoma nezvishoma akanditarisa mumaziso. Ndainzwa kunyara kusvika pekupedzesera asi mukunyara imomo ndakanga ndiine imwe strange feeling yaive so strong yakaita kuti ndirambe ndakatarisana naye. His hand brushed over my breast ndikanzwa kuti zhrrrrr muviri wese uku manipples achimira zvekutodhinda pahembe. Ko netumapeaches twangu itwotwu ndinombopfeka bra here!
Ndakaona munhu ave kunanzvira miromo akatarisa pamaboobs ipapo, ndakatarisa kuwindow ndokubva munhu aita sigh and said,
Gerald : Tochienda hedu here?
I responded with a nod not trusting my voice......ko ndaimboziva kuti ndakanga ndichagona kutaura here nekuda kwemoto wakanga wave kubvira mukati mangu. Takaita nguva mota isati yamutswa takangogara takanyarara..........ndakanga ndisisade kutarisana naye ini.
Ndakazvibvunza muhana mangu kuti chii chakanga chave kuitika kwandiri ndikashaya mhinduro. Ndiko kunonzi kunyura murudo kwacho here uku kwave kuitika kwandiri? Suddenly ndakanzwa kurwadziwa pakati pemoyo chaipo.........why am I falling deeply zvakadai ne the wrong man? Why am I having such strong feelings towards a man who I cannot be with. Ndakanzwa kuda kuchema ndikazvidzora. Ndakanga ndatopinda munyika yangu ndega ndadzamisa pfungwa..........ndakatozovhunduka mota yave kumutswa.
TITLE : SHE BECAME MY EVERYTHING
STORY BY L.T. MAHACHI
+263777990714
+263775072031

Gerald : Muri sei vaikana? Muri kuenda kupi? Pindai ndinokusiyai kwamuri kuenda..........

❤️
🙏
👍
😂
😢
😮
145