L.T. MAHACHI NOVELS
February 25, 2025 at 04:18 PM
https://chat.whatsapp.com/FaGOEHrAxkg3GbwBqu45ga FROM 1 FOLLOW CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VaFdnm1CXC3LOi24EY01 *FINAL CHAPTER* TITLE : SHE BECAME MY EVERYTHING STORY BY L.T. MAHACHI O77799O714 O775O72O31 INSERT 25 GERALD I could see kuti munhu akanga ave in a far away world........she looked more beautiful in that state of confusion. The way her eyes glittered and the way her lips moved was something else. Ndega ndakanyatsonzwa hana yangu ichindiudza kuti she is the queen of my heart. Dai takanga tisiri mumota handizive kuti ndaiita zvekuita sei...........takagara paya for almost fifteen minutes takangonyarara ndakatarisa zvangu mwanasika anoyevedza uyu. Akaita kakuvhunduka so the moment I started the car ndokubva ndataura ndakamutarisa ndichiti, Me : Wanga uchifungeiko nhai babe....... Akaita kakukwidza mapendekete ake so ndokubva ataura with a sexy bedroom voice achiti, Nyaradzo : Please don't call me that....... Me : How do you want me to call you beautiful? "Mine" sounds great isn't it? Akatura befu mwana wevanhu achitarisa panze nepawindow. Ndainyatsonzwa kuda kutaura naye zvakawanda zvaive pakati pehana but zvese ndaida kuzvitaura ndakatarisana naye kuti anyatsobata chokwadi. Ndakatya kutaura ndichidriver zvekutotya kubondera chaiko........ko mwana uyu anondibvirisa moto chaiwo ka wekuti ndinotombokanganwa kuti ndiri kupi. Takamboti fambei takanyararidzana ndokubva ndazotanga kuita play some local love songs. Mafeelings aive pakati pedu aitongoda kuti titeerere hedu vakapihwa mazwi nezvipo zvacho vachitiimbira. Ndakanakidzwa zvangu tave kupinda muna Harare drive munove matinogara mwana achigutsurira musoro achiita sing along to Feli Nandi's "Chero ini newe tichiwirirana......." I parked under this big tree ndokubva andipa ziso riya rekubvunza kuti ko tamirirei....... I looked at her smiling ndichitodzima mota ndokubva ndati, Me : I want us to talk sweetheart, ndiyo opportunity yatatopihwa naMwari iyi...... Akandidaira achiita avoid to look at me achiti, Nyaradzo : Talk about what? Honai nguva dzafamba, mhamha vakandipa off kumba uko vanogona kufunga kuti handichadzoka. Ndakamubata ruoko ndokubva ndati, Me : Call her ka kana kuisa message uchivaudza kuti uri muroad transport iri kunetsa. She pouted zvekuti ndakanzwa kuda kuita attack those smooth lips with a hot kiss..........akabva azoti, Nyaradzo : Aaaah ndichinyeba ini ndiri panapa sure? Chii chaizvo chamuri kuda kuti titaure. Me : Ko handiti ndakuwana uko transport ichinetsa here nhai Nyarie........well, ndiri kuda kuti timbotaura zvehupenyu. Akafemera padenga zviya zvinokwidza temperature achinditarisa zvekubira necorner yeziso. I took her hand again and spoke squeezing it ndichiti, Me : Ndokumbirawo unditarise Nyarie...... Nguva iyoyo ndipo pandakaona kuti the feelings she has for me are more stronger than nyadzi dzinombomubata, akatanga achiita achitarisa pasi but after a while akachizobva atarisa mumaziso mangu chaimo.........it felt like she was directly looking at my soul. Ndakatanga ndaita sigh ndokubva ndazomuti, Me : I have a confession to make....... She widened her eyes a bit, I then said...... Me : I fell in love with you the very first time I heard your voice....... I had to look at you again, do you know what I saw? Ndakaona mwana ave kubata kumeso ndokubva abuditsa imwe sound yandisina kunzwisisa...........ndakabva ndati, Me : I saw an angel and nguva iyoyo ndakabva ndaziva kuti ndiwe munhu akasikirwa inini. Akavhara maziso ake nemaoko ese mwana ndokubva ati, Nyaradzo : Aaaah, zviri kubva nekupi zvamuri kutaura neni izvi? Me : Zviri kubva mumoyo mangu Nyaradzo.......... Nyaradzo : Muri bamnini vangu imi........Lydia mwana wehanzvadzi yababa vangu chaiyo. Me : Hatisi kutaura nezvaLydia pano sweetheart.......this conversation is between the two of us. Akanditarisa zvaiva nekakupererwa mukati ndokubva ati, Nyaradzo : Hazvigone kuti tisataure nezvamainini Lydia nekuti ndivo munhu akaita kuti tisangane tizivane. Ndakaita kakusimuka paseat pangu and moved my face closer to hers. Ndakataura ndichiita kakufemera kumeso kwake ndichiti, Me : Unoziva ndaimboshungurudzika ndichirwadziwa ndichishaya kuti Mwari vakandisekereiko zvekuunza Lydia muhupenyu hwangu but now I understand kuti akanga ari bridge rekundiyambutsa kusvika kune munhu akasikirwa ini chaiye chaiye. If it was not for Lydia I would not have met you. Ndakaona mwana achiita kunyunguduka akagara paseat, akarumaruma her bottom lip achiita kunge munhu aikumbira kiss........nguva iyoyo ndakabva ndaisa maoko angu muhuro make kwave kuisa forehead yangu pane yake ndokubva ndati, Me : Why are you trying to fight your feelings nhai babe? Your whole being is yearning for me just as mine is crying loud to be yours. Let us give it a try Nyarie....... I can be your everything. Ndakatanga kufambisa musoro wangu mbichana mbichana. Ndakasvitsa malips angu pedyo neake and she parted them ready to receive mine. I smashed her and handigone kutsanangura kamumhanyiro kakaita ropa mutsinga dzangu. Mwana ane moto zvake iyeye........ndakataura ndichiri kutapirirwa nerurimi rwake ndichiti, Me : I will never leave you Nyaradzo no matter what.........iwe ndiwe uchandinyaradza pamarwadzo ese andakasangana nawo muhupenyu hwangu. Ndakafara sei munhu ave kundibatirira muhuro mangu........she broke the kiss ndokubva amboita chinguva akanditarisa kumeso. Akazotaura achiti, Nyaradzo : Is this really happening or what? Am I dreaming? Me : You are not dreaming munhu wangu..........this is actually the beginning of our love story....... I love you beyond words Nyaradzo. Akafemereka mwanasikana ndokubva avhara maziso kwave kutaura ari a bit hesitant achiti, Nyaradzo : I cannot deny this and I cannot fight the feelings.......hamheno, chauya chauya! Ndakamutarisa mumaziso akanga avhurirwa kure kure and asked her kuti, Me : What do you mean sweetheart? Nyaradzo : What I mean is I love you too Gerald........ Unombotadza kunzwisisa so munhu.........after about half a minute ndichiita sink what she had just said in my mind I held her tightly and said, Me : I want to be your everything my love and I want you to be my everything....... Akabva andidaira nevoice raitapira munzeve achiti, Nyaradzo : I will be your everything my love. We kissed again sealing the promises that we had just made to each other......... THE END......... Thank you so much for being a part of this volume. The first part of the book *SHE BECAME MY EVERYTHING* ends here.........be sure not to miss the second part..... MASEASONS 2 & 3 ARIPO ESE RAKAPERA AND RINOVERENGWA NEBOOMSTORY/ BOOMREADER..... Grab your own copies for only ~$2 Ecocash or Innbucks ~120 ZWG Ecocash ~R40 Voucher (Ott/Blue/1for you) *PER SEASON* GET BOTH SEASONS BEFORE 1 MARCH FOR..... ~$3.50 Ecocash/Innbucks ~200 ZWG Ecocash ~R70 voucher Ecocash/ Innbucks number O77799O714 MAHACHI L Send your proof of payment to *O775O72O31* only along with your Boomstory key
❤️ 🙏 😢 👍 😂 😮 108

Comments