Maybe Novels
February 18, 2025 at 03:34 PM
*Follow our Channel for more*
https://whatsapp.com/channel/0029VaMos7nAO7RLKNf1Ai1p
*STARLIGHT*
Maybe Novels
0716716574
Colossians | Vakorose
English
1:12 giving thanks to the Father, who has qualified you to share in the inheritance of the saints in the kingdom of light.
Chapter 11
*Tanaka*
Ndakanzwa muviri wangu kubvunda as his eyes roamed around its nakedness."You are so beautiful,"he said running his fingers on my arm.Ndakamedza mate aiva azara mumukanwa mangu hameno kuti aiva abvepi."Let me bathe you,"akadaro achitora chisponge chandaiva ndakabata kwava kuenda kuseri kwangu.Slowly akatanga kundigeza and semunhu anga ava kupedzawo hake it didn't take long.
Ndakavhurirwa mvura kwava kupedzesa kwava kuzomonerwa drying towel.I giggled pandakangoerekana ndasimudzwa takananga kubed yedu.He laid me there, kissed my lips kwava kutora lotion ndokutanga kundizora.I felt loved and I also felt like a queen nekuda kwezvandaiitwa ipapo.Hazvina hazvo kuzopera mushe nekuti lotion dziya dzakazoita kukandwa pasi munhu achiuya pamusoro pangu.
For me, it was a moment of firsts, first touch,first taste of skin, first taste of love.I trembled with anticipation, my heart racing like a galloping horse.He took his time, his hands gentle and his touch also gentle as a summer breeze.He was patient neni pandaimbovhunduka, his lips whispering words of love against my skin.
He kissed me kubva kumusoro kusvika kumakumbo.He touched every inch of my body and I couldn't help it but moan.He came back kumuromo wangu, parted my legs and I took a deep breath."I will be gentle,"he promised and I believed him.I trusted him nekuti he had been gentle from the start.Slowly he penetrated me as I held on to the sheets for my dear life.I felt I stinging pain and I tensed ndichibva ndakiswa ndichinzi,"you are okay, you are okay baby.Open your eyes and look at me."
Ndakavhura maziso aya achibva anosangana neake straight."It's me, look at me,"akadaro as he moved in and out.The pain yaiva yosangana nesweetness and I was groaning and moaning at the same time.We moved in unison, our bodies becoming one, wrapped in a blanket of tenderness.He was my guide, showing me the path to ecstasy with every kiss and caress.My body responded to his touch in all possible ways.When we reached the climax, I was lost in the moment, surrendering to the pleasure that coursed through my veins.And as we lay there together, tired and spent, I realised that I was truly in love with Royen.
"I love you,"akandizevezera sekunge aiva anzwa zvandaifunga, zvaiita sekuti we communicated even pasina zvataurwa nemazwi nemuromo."I love you more,"I responded snuggling into his arms and he held me, kissed my forehead kwava kutura mafemo.Takamboti zii takadaro and ini I was at peace zvekuti ndaiva ndotobatwa nehope.Ndakazomutswa munhu ava neni zvekare and we had another love making session.I felt sore ndikacomplainer zvakazoita kuti ndisiiwe ndokubatsirwa to clean myself up kwava kuzobuda toenda kumba.
Takadarika nepa pharmacy where he got ma morning after achiti, "we are not ready for Iris or Ivan so please take these."
"Okay,"ndakabvumira ndichitambira even though I knew I wasn't going to swallow the first one and I wasn't going to take the second even though he explained how important it was.I felt bad but I had to do it nekuti ndozvaiva zvaita kuti ndibvume kurara naye.Ndakasvipa when he was concentrating on the road and musi uyu ndakati nonokei saka akandisvitsa kumaraini.Pamba aipaziva hake even though anga asina kumbosvika padhuze dhuze ndaiva ndangoita zvekunongedzera.
"Yasvika nguva yandakamaka, rega nditsvage mari ndikutore hangu.I hate to see you go babie,"akadaro ndichibva ndati,"kana neniwo ufunge, ita plan sure ndiri kutodawo zvekugara newe ini."
"Soon babie wangu, soon,"he said ndikazoburuka hangu ndoenda kumba.Ndaifunga nhema dzekuudza mama but ndakasvika vasati vauya Taku ndiye aitobika.It was good for me nekuti ndakabva ndatonyepedzera kurwara kwava kutoenda kunorara kuri kuda kuzorora plus kutiza mama nekuda kwemusikanzwa wandanga ndaita.Ndakazoita vekutaura navo paphone vachindibvunza kuti ndaiva sei.
Kudiwa kuya kunenge kwakawedzera from Royen nekuti aiva asisadi kundishaya apa shanje dzacho.Ndega ndainyatsoona kuti apa ndiri kudiwa apa, worse nekupanana rumwe rudo urwu zvaiva zvanyatsosimbiswa.Ini wacho ndaiti ndikamufunga ndainzwa moyo wangu kudekara zvawo zvekuti kana ndada kumuona ndanga ndisingadzoreke.
Pamwe pacho makuseni paya asati abuda ndaitombomhanya kuseri ndopiwa rudo oenda ndichisara ndava bhoo.Taiva tava kushandisa butiro hedu uku ini ndichikwenya mhino nekasiyamwa kuti musi wekutanga iwo uye zvinge zvakaita. Nicole ndaitaura naye paphone asi handina kumbomuudza kuti ndaiva ndava kuita zvevakuru naRoyen.
Ndakazoti umwe musi ndabva pamusika ndakasvika kwava kubikira vanhu ndokupedza.Pakunoti ndichidya ini zvakaramba ndakangopa vamwe ini kwava kusiya."Ko hausi kudya?"mama vakandidaro ndikati,"kunzwa kufufutirwa chaiko, ndichadya hangu chava chimunya mangwana."
Ndakakurumidza kubva kumba ndichienda kunorara musi iwoyo kwava kusvika ndichivharwa maziso.Ndakamunzwa neperfume yake Nicole and instead yekufara ,kuscreamer nekujamba jamba kwataimboita ndakangokwanisa kuti,"Nicole."She giggled achindisiya achiti,"suprise?"Maziso angu akazara misodzi miromo kwava kudedera ndichinomuhugger.
"Nhaiwe Tanaka?"akadaro hugging me back I'm sure aiva avhiringikawo nereaction yangu.Iniwo zvaiva zvangondibatawo zvekuchema zvacho handitozivi kuti zvaiva zvabva kupi."Sorry, kungoti ndashamisika nekufarisa zvese,"ndakadaro ndava kubva paari uku ndichipukuta pukuta maziso.
"Really?when did you come this emotional iwewe?"akadaro achinyatsonditarisa ndikaseka nhema ndichiti,"ndakagara ndakadaro wani."
"Oh please, wakambochema nekufara kupi?"akadaro and pandakada kuti ndipindure ndakabva ndanzwa moyo wangu kumira.Ndakasimudza chigumwe changu chemunongedzo zvekumuti,"mira,"kwakubva ndamhanya kutoilet.
End of Chapter
❤️
👍
😢
🙏
😂
😮
304