Kundai T NOVELS🇶🇦🇶🇦🇶🇦
March 1, 2025 at 10:52 AM
Makadii team K. T MOVEMENT book renyu Tanganyika mwanangu now rava pachapter 2 ndanga ndichida kutanga kukupai nhasi asi bunndel ndiro randisina saka kune vakazvipira havo vanoda kupawo munyori wavo airtym huyai nayo any amount yaunoda yaunokwanisa isai panumber idzi kune vaya vane dzemufoni or airtym direct apa 0776059151 then kana riri card tenga uise panumber idzi picture 0713408299 or kungosender txt message panumber dze buddie idzo kana pakawana vaisa nhasi munorara mambonzwa kuti tanganyika mwanangu chii uye zvii zvaiitika l love you all guys stay safe❤️

😢
🙏
2