TANYAE NOVELS
February 28, 2025 at 04:31 AM
Good Morning Dear Fans😁 The promotion is still on as long 20 isati yauya. Team Chenge 🔥 don't forget to subscribe. Team Tembo tiri kutokudai kuSub futi. Nemi Team Lena this time munhu wese kuSub. So I've realised kuti ndakakanganwa kuisa promotion for those vanenge vachida Ndiye Wandakada neamwe mabook so ndichaisa pazasi. Promotion for *Ndiye Wandakada* chete👇 Ecocash usd : $1 Airtime Econet/Net1 : $1 Ecocash zig: 50 Airtime zig : 60 SA side : 25r Voucher Ott Voucher, 1 for you Voucher kana Blu voucher. Number ye Ecocash ne proof of payment O783295946 T.Kwaramba. Pa Airtime chero ma scratch card anoita munotumira ma number. Promotion yechitwo. Iyi ndeyevanoda ndiye wandakada nerimwe book. Ecocash $2.2 (two books) Ecocash Zig 100 (two books) SA side 50r Voucher (two books) Unfortunately pa second promotion iyi handisi kutora Airtime Ecocash nema Voucher chete. Team Chenge to the Weee 🔥🔥🤸‍♀️
❤️ 👍 😂 🙏 8

Comments