Amai Mimie (K.Khums)
February 18, 2025 at 05:06 AM
https://chat.whatsapp.com/B63pmoaplyADgs2yvH4jkK Ichi chiri kupisa kana uri fan ramai Mimie pinda muchannel usarasikirwe nemamwe machapters👇 https://whatsapp.com/channel/0029VaKB6DoBlHpg3IgEvz1j MABHAWU Written by Amai Mimie (K.khums) 0782 818 892 0716 622 299 Chapter 3 Mabhawu Zvakangondiitira funny so kuti ndaiva ndatobvuma kudanana naMouse.Kubva zvandamitiswa ndaiva ndisina kuzombopinda murudo zvakare.Ndaizviudza kuti ndaiva ndanyengedzwa zvikakwana.Apa ndanga ndakura ndave kuziva manje zvakanaka nezvakaipa."Bestie _bestie."Vakadero Leo naTamai panguva dzandakabuda mushure mekupera kwevisit yemasikati ndikati,"Chii?"Zvikanzi,"Ndiko kugona kwawaita uku munhu bho manje."Ndakaseka zvangu ndikati,"If anything goes wrong ndokukiyai vapfana magara munondiziva zvenyu.Handidi kudzokorora mistake yandakaita kare." "Apo hatikwani zvedu kunenge kwava kuwirirana kwenyu muzvikona tinenge tisipo." "Ukati ndichazvipamha futi here nhai Tamai munhu ngaroore first ozodya muchero wapakati." "Haa vana Mabhawu iwe wakamboravira ukanzwa kunaka kwazvo ndipo pauchasiya here?Kungobatiwa panonaka chete unenge wakutorembuka sederere." "Ndakura Leo handidi kuramba ndongosekesa mai vangu nevanhu muraini.Apa ndakutoda favour yenyu team rangu handidi kunyeperwa.Kana asingandidi Mouse ndiudzei ndozviziva kuti anoudza imi chokwadi.Handidi kuwira nokuti ndikaramba ndowira hapana anozondinyurura.Ndinoda munhu wekuvaka maye imba kwete anongoda kundidya ondisiya." "Usatya hako Mabhawu sekuru vangu igood munhu havaite zvakapusa kudaro.Kutouya kumusha kuno kutsvaka musikana ari serious anodawo zvemba.Mouse munhu ane zvinhu zvake trust me wapinda musugar chomie you won't regret your decision." "Ndotonzwa newe shaa nokuti ndiwe unoziva munhu wako in and out." "Trust me Mabhawu handikunyudze shaa takabva kure newe mangwana uchazotitenda zvako." "Okay rega ndimhanye kumba ndingasvikorohwa nemabhuradha ekumba kwedu." Vakabva vatondiperekedza kotsvaka chimota chainanga kumba.Days passed aiva abuda muhospital Mouse akandioneka odzokera kwake Harare.Taiva takungotaura hedu paphone nemunhu wangu life ichienda mberi. "Nxxaa vana vamazuvano vakungoti chero zvazvaita vanongodawo kupa vana Mabhawu basa."Yaiva hanzvadzi yangu Garry ndakabva ndati,"Taura nyaya yako shaa kwete kurova imbwa wakaviga mupinyu." "Hausi kuiziva nhai Jabulani kakatizirwa muroora ari kwambuya vacho ndatonzwa kuti chimhandara swera mangwana."Ndaida kuscreemer nemufaro ndichibva ndazvidzora hangu ndikati,"Ndichambozvida here zvezvimhandara izvi,,,"Ndisati ndambopedza kutaura akabva abvaruka zvake nekuseka kusvika apfugama pasi zvikanzi,"Ndiwe here hanzvadzi yangu urikutaura.Kubva wazvirereka kudaro you think l can buy your story kusada kunyepedzera kuita mutsvene haunyari so ipapa?" "Ndiri kurevesa bro ndoda kumboitawo munhu kwaye ndoda kuti mudye pfuma yenyu vakomana zvekuswero jaivha izvi vanhu vanonditora nepasipo vachifunga kuti zvimwe ndakavhengedzera.Chida nekuzomitiswa kwandakaita vanhu vanofunga kuti mwana iyeye akabva kuzvimhandara." "Asi kunyepa here?" "Hamungazvinzwisisi vakomana asi chokwadi ndechekuti kuzvimhandara ndakumbomira ndakawana munhu wangu ari serious akatondiudzira futi kuti zvekutamba mabhawu kwandaiita haazvide saka ndikuda kungoteererawo ipapo chete." "Akakuroora wotanga futi kujaivha mabhawu haunyare."Akadero achiseka ndichibva ndati,"Haungambozvinzwisisi mwana wamai vangu asi ndikangonzwa mabhawu achirira pfungwa dzangu dzorasika chaiko.Ndinotonzwa kuda kutamba chaiko." Akaseka zvakare zvikanzi,"Uchenjere kuita pfambi hanzvadzi yangu.Kutamba mumabhawa ndiko kwasara pauri." "Ndoperera kuzvimhandara hangu kumabhawa handizosviki." "Siyana nazvo izvi hazvina zvazvinokupa." "Yaa ipapo muri right."Akabva aenda ndikasara ndichipedzisa zvandaiita asi ndaiva ndakutononokerwa nechimhandara chaJabu.Zuva rakazosvika zvaro moyo wangu waita kudokwaira chaiko.Vaiva vamboedza kunditsiura asi kwandiri zvaiva zvashaya basa.Kuchimhandara hana yangu yaiita kudokwaira zvakanyanya.Ndakataimira vanhu vese varara ndikanyahwaira ndini uyo kwana Jabu.Kwaingonzwikwa nemangoma kuti kuri kuitwa zvinorova.Ndichisvika ndakawana Leo naTamai varipo ndikavadhonza ndikati,"Kana kufona asi takatukana.Manga muchifunga kuti chichandijamba ka chimhandara ichi?" "Nhasi wauya kuzongoona vanotamba Mabhawu iwe hausi kupinda mudariro.Mari ndinayo ukabhejerwa ndiri kuvhara." "But why?Ndigoti ndavingei pano?" "Ndizvo zvandiri kutotaura izvozvo,kana uchida kuwirirana naMouse usapinda mudariro please." "Tinenge tichiona Leo."Ndakabva ndatofamba ndoenda kwairira mimhanzi.Vakatevera vachida kundipa tu lecture twavo asi ndakaisa zvitanda munzeve.Paiva pasina kathat paiva nekakubhohwa kaivapo.Ndakazvibhejera ndikapinda mudariro.Yakaridzwa mabhawu ko unombotanga uchitenderera ka uchimirira kuti inakidze.Payaiva yakutanga kunakidza mimhanzi yapinda mudzoro rangu ndipo pandinonzwa ndabatwa ruoko.Ndakacheuka ndokuona ari Leo.Ndakamuvhizura achibva andisiya panguva iyoyo ndakatanga kuchiroller chiuno.The more yairidzwa miridzo,the more yandaiwedzera kutyoka kwacho.Handina kure kwandakaenda ndakanzwa ndabatwa chiuno semunhu aiva busy kutamba handina kuita basa nazvo ndakaenderera mberi pakanopera song ndipo pandakazocheuka kunodai hana yangu yakarova ndichiona ari Mouse.Akandibata ruoko zvikanzi,"Ukati une hanzvadziwo here nhaiwe Khethiwe?"Aisada kundideedza achiti Mabhawu. "Ehe ndinadzo." "Vanokusiya uchiita humbwa hwakadai.Ndiko kuita sei kwawanga uchiita?Handina kusiya ndakuudza here kuti ngazvipere zvezvimhandara zvako."Akadero akasunga chiso ndikati,"Inganzi imhosva here?Ndiyo entertainment yedu kuno kumusha." "Haunzwe kunyara here nazvo?" "Hausi wakuzvinyanya here remember hausi baba vangu ka iwe Mouse." "Saka unoda kuti ndikusekerere here uchiita zvinhu zvakapusa kudai.Masocial media ose wangozara unoda kuti vanhu vazoti chii ndakuroora." "Tanga waroora Mouse wozondipa mutemo.For now ndabhejerwa ndiri kuda kutopinda mudariro izvozvi nditambe."Ndakadero ndichitobva paari achibva andidhonza zvaiva nehasha mukati kwete rudo zvekuti ndakamutarisa kumeso kwake ndikaona akaunyanidza kuratidza kuti zvaiva zvisina kumira mushe."Ndatobvawo kuHarare ndichiti ndoda kusurpriser babie asi haudike Khethiwe zvachose.Wamboonawo kuti mamissed calls mangani here ari paphone pako.Ko iwo mamessages kuapp ndatoisawo ndichiti nditaure newe asi moyo neni hauna zvachose." "Saka unovavarireiko panyama yedhongi nhaiwe ndisiye ka inga ndaingorarama zvandoda usipo wani apa wakuda kundichinjisa life yangu kuti zvadii?Haundiudzire zvekuita Mouse wanzwa.Kana vabereki vangu nehanzvadzi dzangu vachindisiya ndichiuya kuchimhamdara iwe ndiwe ungazonditadzisa here?I love zvimhandara between you two l choose chimhandara over you because l like dancing ndizvo zvinondinakidza izvozvo.Chero love hachisi chiro kana ndave pamutambo uyu so leave me alone enda unotsvaka weclass yako.Kana watoda ini wotokwanawo muzvimhandara imomu.It's not like ndiri kuhura ka apa ndiri kuzvifarira zvangu ndichitenderedza body yangu inganzi imhosva here?" "Handina musikana anotamba pazvimhandara ini Khethiwe,," "Kana uchitondida Mouse wotoita zvandodawo pasina izvozvo,toita aziva kwake,aziva kwake shamwari handinyengereri rudo ini.Ndakatombodiwawo ndikarambwa saka hazvichashamisi kwandiri." "Khethiwe!" "I'm serious."Ndakadero ndichitofamba kupinda mudariro vanhu vaiva vanzwa kukuza zita rangu Mouse achindipedzera nguva yangu hake.Handina kuzombotarisa kuti aiva akuita nezvei ini ndaiva ndatova busy kujaivha hangu.Ndakatozobvapo kuma2 chaiko.Ndichangoti fambei kubva pamba pana Jabu ndakangovharwa kumeso nechijira ndakamboedza kurwisa asi zvakashaya basa.Ndakaedza kubatanidza vanhu ava vaiva vaviri height dzavo ndakadziziva hangu asi ndakaita kunge fuza semunhu aiva akavharwa kumeso ndaitadza kunyatsofema zvakanaka zvaibva zvaita kuti ndipere simba. Pandakaita zvekukandwa mumota ndakabva ndaziva kuti vaiva vatumwa havo naMouse.Ndaifunga kuti achandivhura kumeso mumota imomo asi zvakadero hazvina kuitika.Maoko angu akabva asungwa kuti nditaure manzwi aisabuda zvawo.Pandakakururwa bhurugwa ndipo pandakaziva kuti pangu pandiperera.Hanzvina kumutorera nguva refu aiva akugomera ari pamusoro pangu.Akazorora apedza zvake ndipo paanoti,"Ungatoda kunetsa mberi kwangu iwe?Ndamboedza kukuudza nemuromo asi waisa zvitanda kunzeve ,ndizvo zvega zvandaona zvinogona kukudzikamisa."Akadero achindisunungura maoko pamwe chete nekundibvisa chijira chaiva kumeso kwangu maziso edu achibva asanganidzana.Handina kana shoko rimwe chete randakataura kunze kwekubuda mumota make ndichibva ndatanga kunanaira ndakananga kumba kwedu. End of chapter 3 More comments,more fire.
😮 👍 ❤️ 😂 😢 12

Comments