Amai Mimie (K.Khums)
February 28, 2025 at 11:17 PM
https://chat.whatsapp.com/B63pmoaplyADgs2yvH4jkK Ichi chiri kupisa kana uri fan ramai Mimie pinda muchannel usarasikirwe nemamwe machapters👇 https://whatsapp.com/channel/0029VaKB6DoBlHpg3IgEvz1j MABHAWU Written by Amai Mimie(K.khums) 0782 818 892 0716 622 299 Chapter 17 Mouse Ndakaita confusion after ndarohwa naMabhawu.Ndaiva ndisina kuzvitarisira,zvose zvakaitika so fast asiri Moira akapinda ndaibikwa kusvika ndaibva chaiko.Apa ndipo pandakaona humbwende hwangu hose.Ndaimutyisidzira Mabhawu ndichiita semunhu anoziva zvaanoita chaizvo.Ndaiti ndini murume ka mumba ndini ndinotonga.Sezvo murume ari musoro wemba.Kutaura chokwadi ndakarohwa handidi kunyepa iii.Zvakangooma zvazvo anenge anga akutoziva makona angu ese pekundibatira chaipo.Akandipa confusion Mabhawu kusvika pakutadza kuziva kuti ndoenderera here mberi neplan yangu kana kuti kwete.Ndakatoona kuti ndega handaimbozvigona zvachose.Paitoda mamonya apa.Kana ndaida chaizvo kubuda bhobho tsoro yangu ndizvo chete zvaigona kundibatsira.Mamonya ndiwo aigona kutoshanda apa nokuti kungotanga kutamba tsoro pasina backup ndainyura.Mabhawu anga ato ndiratidza kuti inhengo yakakwana.Zvaisada kuudzirwa izvi asi kuzvionera wega.Chida pandakadaidzwa paside hana yangu yaibika manhanga chaiko.Takaenda kuguest room uko kwaakasvika achiti,:Who is she?"Aitaura akasunga chiso izvo zvakandipa kutya asi handina kuda kuzviratidza hangu. "She is my girlfriend Sabina."Akaseka achibva ati,"Arikutsvakei pano?"Ndikati;"Ndiri murume Mabhawu ndine zvandinoda zvausiri kundipa.Ini hangu ndakasiyana nevamwe varume vanoita vachihwanda. Ndangoti ndikuudze zviripo ugare waziva hako kuitira ukandiona ndinaye ubve waziva kuti ndiye uya." "Okay wagona ipapo." "Saka hausi kupopota?" "Kupopoterei nhai Mouse?Pane chinopopotesa here ipapa?" "Ko hantie ndiri murume wako here?Unofanirwa kurwira imba yako ka." "Ini manje,unoda kuti ndiite sei apa?Ndiite bongozozo manje.Inga unondiziva wani kuti yangu haipere mushe.Handimuverenge Sabina wako saka handidi ngozi.Ukandiona ndakanyarara ndisiye ndakadero." Ndaifunga kuti achamutsa chimoto asi kana zvake akabva atoti,"Chandanyanya kukuburitsira panze ndechekuda kuziva kuti ini ndicharara kupi?" "Whaaat?" "Ehee ndoda kuziva so that ndigare ndagadzirisa muroom mangu kusati kwadoka." Akashama muromo ndikati,"Unotombondifawo here Mabhawu iwe kana kuti unongozvifunga wega." Akaseka achibva ati,"Ndezve moyo izvi Mouse.Iwe ndiwe waita sarudzo yako kutora girlfriend kuunza mumba kureva kuti handisi chinhu kwauri.Kukuda kana kusakuda zvakangofanana nokuti pari parudo chaipo haundisvitse ipo chaipo pandinoda.Tambo haisi kusvika zvachose pane paraffin saka rambi racho robvira sei?" "Watii?" "Chimbomupawo iyeye Sabina ambonzwawo kurwadza kwazvo zvekunyepudziwa.Unenge watoti nhasi ndokuvara hangu nekunakirwa nyambisirwa mutuvi zvawo." "Nyatsotaura nyaya yako.Usarova imbwa wakaviga mupini.Ndiudze pandisiri kukusvitsa." "Kutaura chokwadi handifariri zvangu kukucompare but my Shain aiva kumberi zvake.Anga akatosiyana newe by far.Ndakangoitwa katatu chete but handifunge kuti ndomukanganwa.I think unofanirwa kubatsirwa neve maherbs.Ndivo vega vanogona kukubatsira." Ndakanzwa hasha,asi pandakarangarira kuti ndinorohwa apa handina kukwanisa kusimudza musoro.Aiva andidzikisira Mabhawu.Chida pandakanzwa zita rekuti Shain hasha dzakabva dzawedzera.Ndaisada kunzwa nezvake zvachose.Hameno kuti aiva azvitora kupi zvekungotaura zvinhu zvisinei naye."Dai ndanga ndichiziva kwaari Shain ndaikuudza okupa manotes." "Stop it !!"Ndakadero zvehasha ndichiita kunge munhu ainzwa maungira munzeve dzangu pega paitaurwa nezvaShain ndaitadza kugadzikana chaiko.Ndosaka ndanga ndakuda kungozviita zvopera hangu.Ndakafamba ndopinda mumba umo mandakawana Sabina akarara zvake kuratidza kuti hapana chaimunetsa zvachose.Ndakamumutsa ndichinzwa kuda kumbotester kuti haanakirwe heni here?Mabhawu anga atondovhiringidza brain dzangu chaiko.Ko kana ndaisasvika chaipo chaipo vakadzi vaichemerera chii manje?Kuti yaingova way yekuda kundifadza nenhema chete.Zvakatanga kutonditambudza paya.Ndichibva ndatanga kubata bata Sabina uyo asina kunonoka kuresponder.Pandinoto ndipinde akabva anditi,"Not so fast Mouse urikumhanyira kupi?Remember ndine nzara dai tatanga tadya first." "Handina nguva Sabina ndiri kutoda nezvako.Remember ndine mukadzi ka ini saka pandatowana nguva ndipo patinoita ipapo." "Kuti unomuda here mukadzi wacho?I wonder why wakaroora munhu wausingadi?Uchiri nekahunhu kako kakare kekushandisa vana vavanhu uchisiya.Wakamuroorerei mwana uyu?Inga she is beautiful wani kutodarika ini.Why are you doing this to her?"Panguva iyoyo ndakanzwa Mabhawu achideedza Moira zvikanzi,"Huya utore juice." "Ndabva ndanzwa kuridawo ini."Akadero Sabina ndikati,"Hausi serious?" "Shuwa rega ndodira tinwe tese."Akabva abuda haana kutora nguva refu akabva adzoka akabata maglass achibva andipa rimwe chete.Iye aiita kunwa zvishoma nezvishoma zvakaita kuti nditore rake zvakare ndichibva ndadhudhudzira.Ndakatanga kunzwa kuda mukadzi panguva yacho zvakanyanyisa.Pandinoti nditi kuna Sabina handina kuziva zvakaitika ndakamuka kuseni wanike Sabina ari rapata ndikati,"What happened?"Akatanga kuhwihwidza chaiko.Pava paya akabva ati,"Hatina kutenderana Mouse wakandirepa uri munhu akaita sei asina tsitsi nevakadzi.Ndosaka mukadzi wako asina basa newe nokuti hausi murume iwe unoita kunge wakagarwa nemweya wemunhu akafa."Ndakanzwa hasha dzichindibata ndikaerekana ndamubata huro ndichibva ndamuzunza ndokumukandira kure neni."Akatanga kukosora paya ndichibva ndamuti,"Next time ziva zvekutaura.Munhu akafa kuita sei kwake?Unozivei iwe nezvekufa kwemunhu.Wakauraya vangani titangire ipapo." "Handina wandakauraya asi iwe waka,,," "Enough!!"Ndakadero zvehasha ndichinzwa kuda kumumedza chaiko.Anga aripihwa nani simba rekundiudza zvisina basa kudaro.Akaenderera mberi achiti,"Hasha ndedzei chingotaura ka chokwadi nhai Mouse pane kuda kuramba kuchizvisunga kudaro iwe uchiziva zvawakaita.Okay hausi kuda kutaura izvozvi so chindiudza kuti sei uchindibata senhapwa pose patadzokerana.I was happy kuti wakundidawo but this,,,"Akadero achinongedza pazvidya zvake izvo zvaiva zvakatsvuka nenzwara aiva akaita kumarika zvakanyanya.I was even shocked kuti ndaiva ndazviita nguvai zvose izvi nokuti l can't rehember anything. Ndakatura befu ndikati,"Handina mhaka newe Sabina.I want you back chete in my life.Izvi zvaitika handina ruzivo nazvo.Chandiri kuda chete kwauri is to act normal infront of Mabhawu.Anozviita iye ane yese chaasiri kuziva ndechekuti iye haasi riye wandiri kuda.Moira is my target after ndawana zvandinoda Mabhawu anenge asisina basa mulife mangu kana nyere ndoigadzika mumusoro make.Zvandiri kuda pamwana wake ndizvo zvikuru kudarika zvaari kufunga.Ndiri ndega handigoni kurwisa mukadzi uyu nokuti pasimba chaipo she is powerful handimugone so l need you kuti zvangu zviite.Handioni ndichibudirira ndiri ndega mashoko ake anobvira semoto.Huvepo hwake pedyo naMoira ibasa guru kwazvo kwandiri.Handizivi kuti ndozvifambisa sei kuti ndiwane zvandiri kuda.After that we path ways." "Urikuda kuti ndikuitirei?" Ndakaenda pedyo naye ndichibva ndamuzevezera.To my surprise haana kana kutaura zvemari Sabina meaning anga ava a changed person.Ndakabva ndatotora mukana ndichiti,"Wakachinja account here ndiite transfere ndoda kushanda newe pasina kugunun'una.I need you uchaziva zvakawanda kana ukashanda neni zvakanaka you won't regret.Already unoziva zvishoma ,zviripo zvikuru zvauri kufanirwa kuziva." "Deal."Akadero Sabina chandaiziva kushanda nemukadzi waisafungirwa zvakawanda futi pandaida kupinda paitoda iye Sabina kuti zviite."Another thing ndiri kuda vakomana vakayamwa vakaguta,vanoshanda semamonya angu nokuti ndikasadaro ndinonyura.Kuna Mabhawu ndaita mutete.Asi ndinofanirwa kuita something chicha diverter mifungo yake." "Like what?"Akabvunza ndikati,"Wait and see Mabhawu akangwara ndikaita zvekupusa ndinofa ndakanyenama sembwa kana watofunga kuva enemy yaMabhawu wotova 7 steps ahead." "Tell me urikuda kuita sei?"Akaedza kundibvunza but zvakashaya basa ndakangomutarisa chete.Hapana pandaizosiya Mabhawu achindijairira zvekusvika pakundi compare nerinda ini. Haasi anyangira yaons here Sabina?Mukati Mouse haana kubata nyaya dzose here?Pakati paMouse naMabhawu ndidani arikuremera umwe apa? End of chapter 17 More comments more fire
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 💙 😁 😇 🙆‍♀️ 172

Comments