Naison Marufu
Naison Marufu
February 19, 2025 at 07:33 AM
_*Nezuro Landlord wangu akatenga TV 72 inch, nhasi amukira kuzondikumbira onion.🤔 Ndamuudza kuti enda uno fryer remote, ndomboda munhu asingazive ma priorities here ini.🙅‍♂️ Sure munhu ungatanga kutenga TV mumba musina masofa muchiita kunge mu hospital mekuti vanhu vakapinda vanonanga pamubhedha*_🤷🏽‍♂️
😂 6

Comments