Z๐•š๐•ž~E๐•Ÿ๐•ฅ๐•–๐•ฃ๐•ฅ๐•’๐•š๐•Ÿ๐•ž๐•–๐•Ÿ๐•ฅ ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ
Z๐•š๐•ž~E๐•Ÿ๐•ฅ๐•–๐•ฃ๐•ฅ๐•’๐•š๐•Ÿ๐•ž๐•–๐•Ÿ๐•ฅ ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ
March 1, 2025 at 08:58 AM
*Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚ achishandisa bhaibheri kunyenga bcz zvemashoko anobaya moyo zvairamba* *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* Une mukomana here? *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Handina *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Gen 2:18* "Jehova Mwari akatizve, Hazvina kunaka kuti munhu agare ari ega, ndichamuitira mubatsiri akamukwanira. *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Handikudei bhudhi. *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *1 John 4:8* Usingadi haazivi Mwari, nokuti MWARI RUDO *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Ndoziyasei kuti uri kurevesa nemashoko ako aya? *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Matt 12:34* Muromo unotaura zvizere pamoyo.... *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Manje ndoziya sei kuti wakatendeka muzvokwadi? *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Mark 13:31* Denga napasi zvichapera asi mashoko haaperi *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* But why wada ini, vasikana hobho pasi rese *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Prov 31:29* vakunda vazhinji vakaita zvakanaka, asi iwe unovakunda vese. *Susan๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* But waonei mandiri chaita kuti undide? *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Song of Solomon 4:7* Akaisvonaka, iwe shamwari yangu, hakuna gwapa kwauri. *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Umm, wakuwedzera tunzungu iwe? *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Prov 31:30* Zvinofadza zvinonyengedzera, unaku hauna matura. Asi mukadzi anotya Jehova, ndiye anofanira kurumbidzwa. *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Saka ndikabvuma chii chinoitika? *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Gen 2:24* naizvozvo munhu anofanira kusiya baba naamai vake, anamatire mukadzi wake vave nyama imwe. *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Uhmmmm, sei uchiziya bhuku dzvene kudaro? *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Joshua 1:8* Bhuku iyi murairo haifaniri kubva pamuromo wako asi unofanira kurirangarira masikati nousiku kuti uchenjere kuita zvose zvakanyorwamo. Nokuti nokudaro uchazviwanira mufaro panzira yako nokubata nokuchenjera๐Ÿค—. *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Woow, i can see you love God *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Psalms 34:8* Ravirai henyu muone kuti mwari havana chinhu chakanaka chavangashaiwa. *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* Mmmm, ok chimbondipa nguva ndifunge nezvenyaya yako *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Philippian 4:8* pakupedzisira hama dzangu zvose zvazvokwadi zvose zvinokudzwa, zvose zvakarurama zvose zvakachena zvose zvinodikanwa zvose zvinorumbidzwa kupi nekupi kana chingarumbidzwa chipi nechipi, fungisisa izvozvo *Susan๐Ÿง‘๐Ÿปโ€๐Ÿฆณ:* wow, Tindo ndinenge ndatokuda ini *Chamboko๐Ÿง”๐Ÿผโ€โ™‚:* *Revelation 22:21* "Amen"
๐Ÿ˜‚ ๐Ÿฅฒ 3

Comments