Daily Str3ss Drug
February 24, 2025 at 04:51 AM
*TODAY'S fact 🤣*
Isu tisina mari tiri pa tight muma Family groups umu. Kunyange ukati "Good morning family", vanonyarara kunge vasina zvavaona. Shasha yeku UK ika sender Comma by mistake wotonzwa vave kuti , "What a nice comma, wow a nice comma indeed."
. ..Vanhu mune madrama.🤣🤣
Hapana anokuda kana usina mari kunze kwa Amai naBaba vako 🤭
😂
❤️
✌️
10