
The Daily Dose👌
February 13, 2025 at 03:57 AM
*Hama dzangu ku sm@ll h0us£ kotapira nezuro ndakangoti ndisvika zvikanzi*
*Daddy moda kutanga madya mozodya here kana kuti mozodya madya*
*Ndikati*
*Rega ndizodya ndadya 🤣😂*