Makoni Radio News
Makoni Radio News
February 19, 2025 at 01:58 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VanVnIXEFeXfwdYlHD43 *By Tadie Tatovhaya mhembere* The only thing that I’m in agreement with Geza it’s about Vision 2030 agenda zvimwe zvese ndezvekuZanu Kwavo ikoko nhasi akuita searikudivi revanhu because abvutirwa nyama pamuromo aivepi nguva yese nhasi abvutirwa nyama pamuromo avakuvukura same story nanaMutsvangwa Ana Matemadanda takamira Navo in 2017 vapedza kutishandisa vakatanga kutoti pasi nemhandu kureva Isusu . Let us defend our constitution after 5 years we must go to election our Constitution is very clear. We must focus on our constitution we must defend our constitution not fight dzekuZanu but on the other side it’s good too kuti varwe zvinoweakener ZANU yacho this time around hatifanire kupinda mustreet without agreement like zvatakaitwa in 2017 if paitwa agreement yakanakira nyika yes not the other faction yezanu bodo chakatanga ndicho Chakachenjedza. Not to term extension No to vision 2030 Abhashaaaa vision 2030 Abhashaaaaaa. Tadiewanashe Tatovhayah Mhembere

Comments