
Mai TJ Shona Novels🇿🇼
June 9, 2025 at 02:20 PM
🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺
*Join this channel for more chapters* https://whatsapp.com/channel/0029VasPm9f5Ui2ZQKqMgx2B
⚠️ _follow channel mune rimwe zvikare the *best gangsters* rehondo rave pa chapter 30 now_🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺
Main grup
https://chat.whatsapp.com/LW16dXPv1nvC71qsBMCbLJ
*Ratidzo* 🌺🌺🌺🌺🌺
🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺🌺
Written by Faith Masvata Dhli
*kune vari kuda ma pdf ema books aya pinda mu link repamusoro iro*
♤ Scorpion team dangerous, Royal worriors, The returns of the dangerous twins and Strengths of true love
Chapter 0️⃣1️⃣
" Frank, King vatipa masimba tese all we need to do kungouraya chete then masimba edu owedzera"
" No William, zviri wrong izvozvo, look father gave you your own kingdom and l have my own kingdom, why uchida kuuraya iwe, l can't believe you are my twin brother, why do you want to end the lives of the innocence"
" Wangu if usiri kuda lm also going to end your life ndotora kingdom yako futi. Remember baba vakatiudza kuti apana ane Simba infact tisu madzimambo anotyisa so apafanirwi kuva neumwe mambo"
Ndakatarira William kumeso chaiko ndichitopererwa. Yeah he was my twin brother but he was very cruel. Our father the King was well respected and was the richest King mu Eastern Africa so he gave us masimba akaenzana and when he died, my brother vakati taizo share masimba so he moved to another kingdom achinoita mambo ikoko. William came to me achindiudza he was planning to destroy the South and the West kingdoms so that we can rule kwese uko but ndakamurambira and he left akatotsamwa zvake
Ndakaenda paive pakagara mudzimai wangu and Ratidzo mwana wangu musikana. My wife was nine months pregnant and taive tatotarisira anyday.
Mai Ratidzo: How did the meeting go?
Me : Aaah can you imagine William hako, he's planning to destroy all the kingdoms so he can rule kwese
Mai Ratidzo: Yooh Saka mati kudii?
Me: Aewa ndamurambira ini, my brother is very wicked ndiyani angadaro sure. God will punish him rimwe zuva
Ratidzo: Aaah daddy but why king William vachidaro nhymi. And maziviro andinoita mukoma wenyu achatozviita chete, can l go and talk to him vasiyane nemweya yetsvina iyi?
Me: He already left anga achambogara here apa akuda kugura ukama futi, haya William zvichamuwanawo chete
Takabva tatanga hedu kutaura dzimwe nyaya but ndaitoziva hangu kuti William aitozoparadza chete.
Ava manheru takazoenda hedu kunorara but zvaisabuda mupfungwa zvaive zvataurwa na William. Pandakazonzwa jongwe repiri rorira l heard noise panze. Pandakatarira l saw dzimba dzichipfuta moto and ndakaramba ndakatarira ndokuona ma Soldiers a William achiuraya vanhu vangu. Vanhu vaingomhanya mhanya vachitiza uye vachiurawa, dzimba zhinji dzakanga dzichipfuta vamwe vanhu vachifiramo mudzimba.
Ndakamutsa Mai Ratidzo avo vaive vakatorara zvavo ndokubuda Mumba ndichisheedza Ratidzo ndokutiza tichienda nekusango but atina kusvika kure l saw William akamira kumberi kwedu holding a knife in his hands ma guards ake akamukomberedza
Ratidzo: why are you doing this to us you evil William, leave us alone
Me : William what the hell are you doing"
William: Ndauya ne deal and you refused lm going to end your life now, and iwe how dare you talk to the King like that. Ndokuuraya nyarara!!!
Me: William how can you do this to me, your brother hona wauraya vanhu and now you are after me. I will kill you William, Ratidzo tiza na mama vako mubve pano.
Vakabva vamhanya vachipinda musango ndosara ndakatarisana na William uyo aive nema bodyguards ake
William: kill him!!
Akataura nenzwi rine hasha varume vaya Kwakutanga kuuya kwandaive ndokundibata
Me : William father is watching you and lm sure havasi kufara nezvaurikuita. Stop all that nonsense William
William: ooh brother, ndiitirewo favor kana ukanosangana na baba ikoko tell him kuti he's the one responsible for your death because vanoziva l was supposed to own all the kingdoms not iwewe gwara ifa mhani!!! Father never liked me he always choose you pazvose, andina kumbodiwa na baba ini asi iwe
Me: William don't..... William if l die now my ghost will haunt you l swear...
William: ooh lm scared.... He's threatening me. Kill him now
Me: Willi.....
William: Yeah good, let's go guys, iwe Richard tora musoro wake tiende
React
Èn̈ð oʻf çĥàpter ⁰¹
❤️
😢
🙏
👍
😂
❤
😮
💞
😭
49