Mai TJ Shona Novels🇿🇼
Mai TJ Shona Novels🇿🇼
June 10, 2025 at 06:16 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaKIIo1JZg44E9EC810q. *GARA URI MUCHANNEL USASARE PAMUTAKUNANZVA* https://chat.whatsapp.com/JwQjuPX1PDxGQJ5bK2sWHh *main grup redu iri* *BOOK📚30* *SEED OF LUST* BY MAI TJ & CHLOE Chapter 1 Sendumah Fone call yakapinda whilst l was coming out of the bathroom.and it was around 1 in the evening ndanga ndichitobva kupinda mumba and l was so soaky and tired zvaitova serious.Ndanga ndabva kunoita a deadly deal raive randipinzira mari svinu, ndakatarisa kuti ndiyani ainge andifonera ndokuona ari step brother yangu Dimarah. NaDimarah taisangana kuna baba but different mothers ndiye aive na mai varipo ini vangu vakasiyana nababa when l was 5 years now ndava ne 35 years and my mother moved kuenda ku Sierra Leonne kwavakanoroorwa nemurume weikoko. Its been ages ndakapedzisira kuvaona and we never been in good books namai vangu l dont even know why naivowo mai va Dimarah hatina that eye catching zvekuti taitomarana here and there saka ndaitoona kuti l will not stay in her space zvekutodaro chaiko... I picked call yake iya ndokubva ndati.."So late in the evening hanzi kudii?" "Father is not feeling well he collapsed and we rushed him.to the hospital " "And what happened?". "Handizive vangodonha kana uchikwanisa huya , Michael Galland ndiko kwatavaisa ikoko" And my parents vaigara ku Malborough , iniwo ndaigara kuma flats aive ku avondale.And most of time ndinenge ndiri out nebasa saka ndakatozvirumura kubva kuvabereki ndaona kuti nema consistently outings angu tine kupesana mbichana waivanzwa woti.. " Sendumah are you not in drugs here iwe?" Ava ndibaba vangu and waiti ukavaudza your thoughts wainzwa vachiti.. "Time.dzaunopinda mumba idzi hadziite kani hadzimboite zvachose Sendumah." Saka ndakatoona kuti ini wacho kugara pamba apa ndogona kutadza kunzwanana navo zvinoenda mberi chaiko.I have grown up ndiri munhu ainge aine bitterness yakanyanya chaiyo nekuti i never found love from.both of my parents saka izvi zvakaita kuti ndive so distant kuma family affairs ekumba and the whole family.Ndaitamba hangu tsoro dzangu zviri low asi ndaiziva hangu nyaya dzavo dzaiitika kumba ikoko but ndaisada kuva concerned nezvazvo saka ndaito actor as if handipo pa radar asi ndichiziva hangu... " saka kuuya kwangu ikoko kunoita kuti zvidii hanti already imimi ndimi vanhu vacho vari ikoko here ?" I replied ironically ndokubva ati.. "Its serious wangu kana zvichiita svika kuno with immediate effect" " manje ndanga ndarara ka , cant it wait till tomorrow l.will.pass by " "Shaa ka state yamdara its now serious please huya " Then he dropped call iya iniwo.l.sighted ndokubva ndaisa fone yangu pa dressing table. I looked myself in the mirror kunzw kuti ndine kufunga kuri deep but cant find what exactly zvirikutora nzvimbo so ndakangoramba ndakamira.Ndakafamba kuenda pabed ndokubva ndavhura bag rangu randainge ndabuda naro .Ndakatarisa mari yaivemo ndokubva ndaita a fake smile then l whisper to myself ndichiti.. "This money belongs to me and me alone No one will touch this money and kana vada kundikumbira hen totangira ipapo.This money is mine" Ndakadaro ndokubva ndavhara bag riya kwava kuriisa mu closet mangu ndichibva ndakiya.I found myself chekupfeka ndokubva ndaita jump.into tracksuits sekunze kwaive kuine kachando.Ndakabuda then kwava kuita drive off ndakanga kuhospital kwacho.Ndakatosvika in ten minutes semunhu aigara close to the area yacho.Ndakasvika pa reception ndokubva ndaona musikana aivepo then l asked her achibva ati.. "Wing 5 sir ndomavari" I headed myself ikoko ndokusvikopinda munhu wandakatanga kusanganidzna naye meso aive Dimarah then he was standing pa bed ndokubva ndatarisa mdara lying lifeless pabed.ndokubva ndaramba ndakavatarisa ndikubva Dimarah ati.. " l told you kuti huya hona state yadaddy I didnt respond ndokubva ndafamba ndichienda ikoko ndokubva ndanomira padivi.Handina kukwanisa kumhoresana namai vake ivowo vacho vakati ndichisvika vakabva vabvawo ndikati hazvina kana basa izvi kuti ndokutanga kwazvo here, kubva ndiine 5 years ndozvavaingondiita so there is nothing new about everything which just happened right now .Ndakatarisa baba ndikaisa maoko angu muhomwe ndokubva Dimarah ati... "He received a fone call around 12 from workpalce zvichinzi safer yemari yavhurwa and papinda marobberies and mari ysoe yatorwa" "Yatorwa sei?" Ndakabvunza zvangu ndakanyatsokunyutura ndokubva ati.. "I dont know " "Ko maguards anga aripi zvose izvi zvichiitika?" "Anga aripo ?" "Saka ndivo varikuziva kune mari " Ndakadaro zvekuti ndakaona Dimarah avhura muromo zvekuti arikuda kutaura asi mashoko.akamashaya nekuti iniwo wacho ndamukata with effective points right from the mouth chaiko ndokubva ati.. " Baba vanogona kufa Sendumah tarisa state yavari varohwa ne heart attack ava " "Ko ivo vakatanga rinhi kusiya safer yemari kubasa vachinyatsokuziva kuti munenge muine mari yakawanda kudaro.Kubasa kwavo ikoko.harisi bank ka rinonzi rinochengeterwa mari" "Sendumah!!" Vakandidana mai va Dimarah ndokubva vafamba kudzoka kwandiri vachibva vati.. "Indava urikuratidza kushaya hanya nezvaitika hee? Kuratidza kuti hauna kana basa nazvo nemhaka yei chaizvo.This is your father and your own fathers money yabiwa saka indava urikutiratida kushaya hanya nhaiwe" Ndakavatarisa ndokubva ndati.."Ndiri supposed kuita sei ? You mentioned well kuti mari yababa yabiwa it is your money ka.Nekuti dai yanga iri yangu handaisiya kubasa , mucentral business nekuti pakagadhwa nevanhu ndobva ndati iri safe hazvibudeka" "Urikuti kudiiko iwewe nhai Sendumah? Your fathers money and wealthy is yours too saka urikuti kudii?!" Kuzondidaro manje vakabva vandivhiringidza ndokubva ndati.. ."hoo ibvai mamira makadaro henyu.Dzokorodzai zvamataura mati my father's wealthy is mine too? Hahahhaa musade kundinakidza imi.Nhasi yava yangu nekuti yabiwa baba vave muhospital.yava yangu manje.When i needed the money few years back makanditi kudiiko ini hee makanditi kudii.I was deadly in need nemari imi mhamha mbune nemuromo wenyu makati hakuna mari inopihwa mwana ari over 18 years wava mukuru zvionere.I was in need of money back there.Makandidzinga pamba imimi mukati ndakura ndofanirwa kuzvionera which was fine handina problem.nazvo but pazvakandiomera makandiita kunge ndisiri part of the family.Baba vakanyatsokubuda vega pachena kuti he is not the only part for me enda kuna mai vako and he meant very well kuti ini namhamha hatina nyaya saka ndofanirwa kubatsirwa nani. Dimarah uyu akasiyana neni nemakore mashoma asi akati anoda mari anopihwa , Danai chaiye ariku murume asi akauya munomupa mari, ko ini ndasiyanei navo vana ava, worse kana ari Dimarah ainge asiri mwana wababa vangu asi madyiro aanoita mari yababa vangu ungati ndiye mwana.Iko katsika kekuda kundidanira ma problems ndokaive kondimara big time chaiko ndokubva ndati.. "Imimi itai yamunouta handiti ka.Nekuti maona kuti munhu ava serious mava kuti ndiuye it doesn't add up.Imimi tomorrow ingomukirai kumapurisa muno reporter case yenyu ikoko as for me musandi involve zvachose nekuti..." Handina kupedza kutaura mai vaDimarah vasimudza ruoko kwava kundirova mbama vachibva vati... "You son of a bitch !!! Mwana wehure !!!.." Kuzondidaro manje vakati vanditokonya ndakazvinetera kare ndokubva ndati.. "Its fine mahwina ndiri mwana wehure handiti ka.Inyaya yekuti handisati ndava kuda kukufumurai henyu nyaya dzenyu dzamunoita na Dimarah.Moona kunge muri vemberi zvekudaro manje ndoda kukubatai red handed, now handikuudze nekuti mogona kunditi hazvina proof mukati saka watch and see zvandoda kukuita ndoda kukugadzikai mudish!!." Ndakabva ndatanga kufamba ndichibuda muward ndikanzwa vondidana asi ndakati handisi kumira vainge vadenha mangwiro saka kana vakazvitemba votokwinya tisangane mubattle field yacho!!!...... Heede ratanga nekupisa book iri? Inyaya dzipiko dzirikutsikiswa namai va Dimarah nemwana wavo.Stay tuned for more and do not forget to like!!... 🌏 Inspired to change people's lives End of chapter
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 ❤‍🔥 👏 💙 433

Comments