Jokes And Comedy Hub
June 8, 2025 at 12:24 PM
*Landlord wangu ndamurongera bomber.Ndaizviziva hangu kuti ane spare key.Saka ndaisa nyama paStove kwakusaisa mvura mupoto.Ndazvikiira door nemukati kwakubvisa maKey ndobva ndarara hangu pamubhedha.Anzwa kuti panechirikutsva abva auya achiKnocker paDoor.Ndaramba ndiri ziiii kusvika azokinura door.Time yaapinda haaa ndaita kunge ndanga ndakarara apo ndabva ndatanga kujamuka ndichiti"Hooo ndimi makaba 200 dhorazi yangu yaiva muno nhai" haaa ndapopota apa ndichibuditsa misodzi.Haaa kana iye andinzwira tsitsi akati "Ok Chirega kubhadhara Rent January naFebruary". Kwasara Headmaster manje.Ndirikuvasota soon ndoziva small house yavo* *React & Share*🔥🔥
😂 ❤️ 😮 🙏 👍 🙌 🤣 🇿🇼 👏 119

Comments