Jokes And Comedy Hub
June 8, 2025 at 02:37 PM
Gogo vakandishevedza kuti ndidye breakfast 🥐🍳ndakasvika ndikabvunza 🗣️-"varikupi mhamha na baba ?" *Gogo* 🗣️-"vachiri vakarara " Ndakasekerera ndikadya chikafu changu ndikaenda kunotamba Ndakadzoka zvakare kuzodya chikafu chemasikati ndikabvunza gogo futi 🗣️-"were is mom and dad ?" *Gogo 🗣️* -"vachiri vakarara muzukuru ?" Ndakaseka zvekare nemufaro 🤞,ate my launch ndikaenda kunotamba.. Ndakadzoka for dinner 🍽️ .. *Me 🗣️* -"gogo varipi mhamha ma daddy ?" *Gogo 🗣️* -"still in bed 🛌" Ndakabva ndabvaruka nekuseka manje 🤣🤣😂🤣🤣🤣😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 *Gogo vakabvunza* 🗣️-"ko urkusekei nhai Chamboko chii chirikuitika ?,pese pauri kundibvunza ndiri kukuudza kuti vachiri vakarara ..uri kuseka ...urikusekei ?" *Me 🗣️* -"last night Kuma 9 baba vakauya ku room kwangu vachida Vaseline 😂😂 ,ndikavapa super glue *"chiwororo chebhutsu"* 😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂 😮 ❤️ 🤣 😢 👍 🙏 🔥 😭 🙆 180

Comments