Jokes And Comedy Hub
June 9, 2025 at 02:10 PM
*Makadii vanhu vaShe. Ndiri murume ane 24 years ndine mukadzi wangu ane 58 years.* *Dambudziko rangu nderekuti vana vemukadzi uyu havandiremekedziwo saBaba vavo pamba especially mkomana mukuru ane 40 years haatodi kana kunditi baba asi ini ndotovapa rudo sevana vangu.* *Ndoitasei veduwee ndibatsirei ndatambudzika mhuri yangu ndoida. Nezuro ndakatuma umwe wacho mudiki ane 36 yrs kuti enda unonditengera doro kumashops akanditi enda iwewe ndiwe mudiki.* *Ndodii vanhu vaMwari kuti mhuri yangu inditeerere*
😂😂😂😂🙌🙌🙌
😂
😮
🤺
🫣
❤️
🏃♀️
👏
🤣
🍴
👍
113