Jokes And Comedy Hub
June 9, 2025 at 02:49 PM
*Parufu chikafu chashomeka. Mutauri ndokuti " hama dzadiwa chikafu chedu chapera saka vachadya ihama dzapedyo" umwe mudhara ndokusimuka ndokuti " Ini ndiri umwe wevachadya sezvo ndakashanda nemufi kwe 14 years pasina kana kutukana" umwe ndokudhonzera mudhara pasi zvikanzi, "Iwe, mufi anga ane 2yrs". 😂😂😂😂😂* 🤣 🤣 🤣
😂 👍 😮 🤣 😢 🔥 😅 🙈 🥰 108

Comments